Mai Ishe"SHONA"online Nove🇿🇼🇿🇼
Mai Ishe"SHONA"online Nove🇿🇼🇿🇼
February 6, 2025 at 06:16 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 *KANA USATI WAVERENGA BOOK IRI SAKA STRESS URI KUPEDZA NEI,BAYA FOLLOW UVERENGE ROMEO UWANE ZVEKUITA PA VALE 😍* 🕊️ *ROMEO* 🕊️ STORY BY⚜️MAI ISHE💖 🚦⁷⁸³⁸⁷³⁷¹⁵ 🚦⁰⁷¹⁶⁹⁶⁴³⁴⁵ 🆓 All rights reserved. Group link👇 https://chat.whatsapp.com/HdBhOWj9RwIIGtb0RyfBOa 🔞 Parental guidance is advised CHAPTER2️⃣5️⃣ *ROMEO* Handina kana chandakaudzwa naKimm panyaya dzake dzekumba kwake, dzese akatoramba akanyarara apa ini ndaitoda kuziva nezvadzo,Tasvika kuma raini handina kuburukira kumba takabva tasarira pama shops,kure mbijani nekumba apa ndaida mukana wekuti ataure,ndokuzofamba kubva ikoko kuenda kumba netsoka""musi wawakatanga kurega kuuya kubasa uye kaa babe ndakanetseka kuti chiii ndakauya kumba kwako but""pandakadaro akabvamira ndokundibata ruoko akatarisa pasi "" Romeo handina kukuudza zvehupenyu hwangu asi nhasi ndokuudza,iwe neni hatina patakanyatsoita mukana wekutaura zvakawanda ndezve papo nepapo kaa unongoziva,asi unofanirwa kuziva chokwadi ndine murume handisisina chandinga kuvanzira chokwadi nokuti ndinoziva kuti Ms Mandoro vakakuudza chokwadi chese ndosaka ndanga ndakanyarara""munoziva ndakaramba ndakamutarisa,ndaita kakudikitira nokuti pandakaudzwa naMs Mandoro handina kuzvibvuma kuti ane murume"" Murume wangu anoita zvechikorokoza,I know kuti urikuda kuziva kuti nei ndakakuda from day one randakakuona, handina chandinoshaya Romeo zvose zviriko kumba kwangu ndinodya chandinoda imba yawakaona kuRuwa iya ndeyangu ndinogara nemnin'ina wangu wawakaona iyeuya but kune chinhu one chandisina mumba imomuya "sex" Romeo,uye handina zvandingaite nokuti ndiri mwana mudiki ndinotodawo kusvirwa,ndodawo kutunda sezvinoita vamwe vakadzi kwete kuita bonde rekuzvitotesa ndega nechigunwe ndinozvinakidza pafoni naye asi auya ahandigutse zvandinoda ndokumbira murume wangu kusvirwa here,ndomuudza here kuti ndine nzara yesex, unoona zvandakaita newe yesterday pa video zviye, ndoo zvandajaira ndosvika kupi Romeo ndichidaro ndiri kukuvarira mukati ini"" munoziva ndichiudzwa zvinhu izvi ndakaramba ndakamutarisa apa paakataura zvaita pa vedio ndakabva ndatonzwa kuda chaiko nokuti ayizvigona shure"" aaah Kim kana uchiti kumba kwako hakuna sex unorevei ahagone sex here, hausi kupihwa nguva yakakwana here talk to me"" ipapo akatura mafemo ndokunditarisa ""kumashure kwese uko zvaive bho, ndakaita mwana one,nemurume wangu tichigara kuMabvuku tine one room murume wangu ayisa shanda apa mazuva acho iwayo ndaiitawo zvekutengesa airtime, soo murume wangu akangouya achiti ari kuenda kuchikorokoza kuShavha, handina kuramba sezvo taive tisina mari,zvinhu zvichinetsa hupenyu hwakaoma iye wacho asingashande, akaenda pakutanga ndokungodzoka kumba neka 50 us zvaitove nani mwedzi iwoyo nokuti takakwanisa kubhadhara rent kaone asi pamwe pose apa tichishaya, nokuti pataigara paidikwa 30 dallars, murume wangu akadzokera futi ini ndokusara ndichingoita zvangu izvozvo zvekunogara paroad ndichitengesa ma airtime, mwana wangu ayive ne 2 years 6 month ini ndakati ndararisa mwana mu cabin yaive padhuze neni handina kuziva kuti kusimuka kwandaita kwakabva kwauya mota yakabuda muroad ikanodhuma cabin ikatsika mwana atofira ipapo, ndakangonzwa yave mhere mhere ndichibva kunopa customer airtime, Romeo handina chandakaona kuti chiii chakaitika nokuti ndakangodonha pasi ndokutoti ziii, ndakatozomuka ndave muchipatara ndichiudzwa kuti mwana afa, ndoo kurasikirwa kwandakaitwa nemwana wangu, mwana akavigwa kumusha tikadzoka kumba kuHarare kwataigara asi ini handina kuzonotengesa ndakabva ndarega murume ndokudzokera kuchikorokoza chake, akanoita mwedzi chete ini ndasara nemuni'nina wangu paakadzoka akadzoka nemari inotyisa kuitarisa,achiti akabata bhandi rine mari,mumba akapinda ne 45k hana yangu yakarova ndichiona mari iyoyo ndoo pakauya kuzotenga imba iri kuRuwa iya,imba iya yainzi 120 k asi iye ahana kuzeza kubudisa mari, akati ndinoiwana ndokuendesa 43k takabva tatotama kuenda ikoko,handina kuita sex naye musi uyu iniwo handina kuita hanya nazvo sezvo ndanga ndabva kufirwa nemwana, murume akasvika pakudzokera ndokusara ndiripo pamba ndave kutoti hupenyu hwachinja,then pakadzoka murume wangu kechitwo mwana ashaya ipapo ndoo pandakanyumwa nokuti akangouya ndokupedzisa kubhadhara imba achitozadza midziyo yese iya yawakaona kumba yakatengwa ona day, kana ka sister kangu kakasvika pakubvunza chaiko asi ndakangoti abata bhadhi remari sekutaura kwake,hepano pakuitawo sex murume wangu akachinja maitiro hatichaite sex yakajairika iyi ndinoiswa nekumashure uku,ahaise kubeche uye ini naye tinorara kaone pamwedzi ma dates ndave kutoziva kuti apa hatipfuure asi mboro yake yaipinde mubeche mangu ndinotobatwa ndigotota zvokuti ndinege ndagadzirira asi anongondiisa ikoku,uye achingobva kuno sanhasi ndinosara ndotoenda kumwedzi kana zve week rese handishandise family planning ini ndinongogara,hakuna chisiko kumba kwangu zvose zviriko asi sex hakuna paauya apa akangosvika akanditi wakaita sex nemumwe murume ndiri kutoziva kuti wakabata pamuviri ndokutotanga kunetsana ipapo,handizivi Romeo ndoita sei ndakudawo free life""munoziva unodikitira munhu achikuudza nyaya yakarema kudaro ndakanzwa kutya'""iweee ko anotaura zvekuti une nhumbu ari kuzviona kupi'"ipapo Kimm akaseka ndokufamba zvishoma ndichibva ndatevera""handizivi Romeo nokuti ini ndatove ne four years ndisina kusvirwa ndichiiswa neikoku kwandakuudza ndoo maitiro ake kubva zvafa mwana, soo apa akangouya akanditi zvawakaita ndiri kuzviziva unoziva kuti ndokuuraya,soo kuti azondicheka ndaizama kubuda mubedroom ndoo paakandibata ndokundicheka ruoko,ndakudawo, free life Romeo ngatitize tiende ku South mari ndinayo tinotanga hupenyu hutsva ndinokuchengeta ""munoziva ndakaramba ndakamutarisa apa ini wacho ndakange ndakutya""nhai Romeo do you think kuti murume wangu akaromba here nokuti ini handizvioni nokuti tinongorarama nomal life uye kumba kwangu hakuna panonzi apa usapinde or kubata zvese nomal kusara kwe sex zvandakuudza""ndakamedza mate nokuti kana comments chaiyo ndaive ndisina,nguva iyoyo akabva aswedera padhuze neni apa kwanga kwakuti svibirire""ipapo akabva andibata muhuro ndokutotanga kundi kisa ipapo""handina chandinoda pauri kunze kwekusvirwa chete Romeo, ndine nzara makore awanda honey,ndinongoda murume ane mboro ine size seyako iyi yekuti ukandiisa kaone ndinosara ndave bhoe usandiomesera babe""unobata musoro uyu wonzwa dikita ndakaramba ndakamutarisa asi ndakatoziva kuti kumba kwandiri kuenda mukana chaiwo waisambo wanikwa wekuti ndifadze Kimm""ndoendepi hangu Kim kana riribonde rauri kuda don't worry ndiripo ndokupa handikusiye panzara'"pandakadaro ndakabva ndabatwa ruoko munhu ndokufamba akarembera neruoko rwangu,mumusoro mangu zvakatanga kubikana ndakatambura zvokuti zvimwe zvezvinhu zvaibvunza ini ndaisanzwa""murume wangu akanditi ndine nhumbu""zvakangouya mumusoro wangu ndave kusvika pagedhi hana ndokurova "" ndopabuda here apa "" wakave mubvunzo wandakashaya wekubvunza ndokuvhura gedhi ndichipinda naye mukati"" woow iwe pamba penyu pakanaka iwe woow"" "" Yaaa ndepe blaz yangu, tinogara nagules nemuni'nina wavo namukomana mwana wavo ari kuchikoro but mukoma vamboenda kumusha nhasi "" "" Hoo kumusha kwenyu ndekupi""ndakaramba ndakamutarisa apa ndakange ndave kufunga zvakawanda "" tiri kuChivhu ndoo kumusha kwedu ndoo kwandakakurira ikoko"" ipapo akabva ati zii"" ko chiii wanyararirei"" akatarisa kuside ndokundibata hake ruoko"" ndingongonzwa kuti ndoo kumusha kwababa vangu ikoko asi vakashaika havo ini ndakakurira kwaChivi kumusha kwamai vangu baba vangu vakatoda ndisingavazive ndinongovaona pama pictures"" akadaro tave kupinda mumba, apa maiguru musi uyu vakandiitira suprise chaiyo kamwe kakufara kavakaita sandiko kandinoziva vari pamwe kwaive kunyara nyayadzavo here hameno ndakagamuchirwa nemufaro kana Kimm wacho ndakaona kusununguka paari,musi.uyu vakange vakasununguka chaiko"" maiguru ava ndoo mainini venyu ndoo musikana wandiri kuda kuroora"" pandakadaro Neneh na Yeu ayivemo Yeu akaita kunditarisa kwakugara pasi,ndokuzosimika achienda kukitchen apa akanditarisa kwandakatya ndokusimuka achienda kukitchen,Nene akaita kanguva kadiki ndokusimuka achitevera ku kitchen Ini ndaida kuti awone kuti zvaive ayita akange azvitsikirira ega, ndaida kuti abude pachena nenyaya dzake dzavaizivana nasisi vake, maiguru vakafarira Kim, Neneh ahana kumira akabva atoenda kubedroom kwake ini ndokusara naKim"" maiguru vakasununguka zvakanyanya, uri kurevesa here kuti unoda kundiroora Romeo ndafara "" akabvunza Kim akanditarisa ipapo ndakatarisa pasi ndokugumirwa nemhinduro, hapayimbopindurika nokuti Kim ayive nemurume wake "" mainini sorry,,,ndazongosimuka pasina ndichikusiyai mega kaa"" vakadaro mai Lolo, ndokugara mudinning tichiita nyaya, takapihwa chekudya ndokudya takasvika pakupedza kudya Nene asina kudzoka Yeu ari mu kitchen"" handiti mainini muri kurara pano ini samaiguru vakarongeka handingakupei imba bamunini vasati varoora, ndicharara neni tichinyatsozivana hedu ko tingori two kaa ini nemi hakuna umwe "" vakadaro mai Lolo vakanditarisa ipapo vakabva vatosimuka ndokupinda muspare yaipinda nemudinning asi ndichitarisa Kimm akaratidza kusvotwa nazvo sezvo ayitoda sex, ndakangomutarisa ndokumubata asi ini ndakange ndanunurwa kuside kwangu nokuti ndakange ndave kutomutya, vakadzoka vakamutora ini ndokuenda kuroom kwangu ndichipinda Nene ayive akagara pamubhedha pangu zvokuti ndakavhunduka chaiko"" ndatotizira Romeo unonyatsoziva kuti ndine nhumbu yako asi uri kutondiunzira vamwe vasikana ndiripo ndakakutadzirei Romeo ndakuitei ini chokwadi"" paakadaro ndakamutarisa ndokutomboti ari kuda kundityisidzira ndichibva ndabvisa hembe dzandanga ndaenda nadzo kubasa pandakada kutora dzimwe mu wardrobe ndoo pandakaona kuti akange atoisa hembe dzake mu wardrobe mangu"" ko nhaiwe ndoo zvii zvauri kuita izviii"" pandakadaro akabva asimuka ndokumira akanditarisa "" handiti wandiunsira mumwe musikana uchiziva kuti ndine nhumbu yako ndatotizira ini"" paakadaro ndakaseka ndokumutarisa ""nhumbu yani,iyo yawakaudza mukoma vangu kuti ndeye murume wemunhu enda kumuridzi kaa "" "" Iwe neni tiri kuziva chokwadi Romeo usade kundiomesera ""paakadaro ndakaita hasha ndokuswedera padhuze naye ” "" asi kaa mukoma vangu havana chokwadi chavanoziva "" ipapo Nene akabva atanga kuchema "" nhamo yangu ndeye kuchengetwa Romeo asi kutaura chokwadi nhumbu ndeyako,ndakadaro nokuti hapana.paizoputsika imba yasisi ini ndiripo ndodiii Romeo ”"" pakadaro Nene apa ndoo pandaida chaipo ipapo ndakabva ndagara pasi"" taura chokwadi Nene ndinotoziva kuti nhumbu ndeyangu asi taura chokwadi udza baba Nene zvaunoziva, asi kana usingadi handiroori mukadzi wanovanza chihure chemumwe mukadzi mangwana unondihurirawo ini"" pandakadaro Nene akabva asimuka ndokutora foni yake achibva afonera mukoma vangu uko achichema ☎️""hello bamukuru"" ☎️""Mainini zvamunenge muri kuchema wani"" Pandakanzwa mukoma vangu vadaira ndakabva ndaturikidza makumbo angu pamubhedha ndokumirira kunzwa kuti Nene ayiti kudii kuna bamukuru vake . Stay tuned. *Macomments enyu akakosha anondipa simba lets share book munhu wese awane zvidzidzo* Mhamha vaIshe 💖
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 1.0K

Comments