Mai Ishe Novel❤️ WhatsApp Channel

Mai Ishe Novel❤️

14.2K subscribers

About Mai Ishe Novel❤️

Hello, you are welcome to my channel 🫂🫂"are you bored, well am here to help," app me on 0783873715/0716964345☎️

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 6:32:33 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 *INCIDENT OF LOVE* *NGATIPINDEI MUCHANNEL KUINBOX HAKUNA BOOK* STORY BY MAI ISHE 🚦0783873⁷¹5 🚦0716964³⁴5 🚦0719420¹⁵9 All rights reserved. Parental guidance is advised Group link👇👇 https://chat.whatsapp.com/JDJQXHXVBBq9HYYtHUh2At CHAPTER 8️⃣ PASELA Pakashama Andy muromo ave kuda kudya Ice cream ini ndakabata spoon maziso angu atonyura murudo neake,nguva iyoyo foni yangu yakabva yariri ,Ndakaita sekunge kakuvhundukira iye achibva abata ruoko rwangu ndokubata spoon iye achibva aisa Ice cream mukanwa make ini ndokudaira foni yangu ndichinyara zvisingaite ☎️""Hello daddy"" pandakadaro vakaita kakukosora iniwo ndichibva ndasimuka ndokumira ☎️"dady daddy,, chiii are you Olk ” ndakadaro ndine kuvhundukira mandiri zvokuti Andy akabva asimuka akanditarisa, ini ndokudaira foni ndakaita kuzvhura ziso. ☎️""Am okey relax, uri kupi Pasela wabuda usina mota but dzatove 21:00 usati wapinda mumba chiii "" pavakadaro ndakatonzwa kuti varikutaura zvakanaka ndakatura mafemo ndokugara pasi. ☎️"" Daddy inga ndave munhu akura wani I know kuti hamuzogadzikani henyu asi ndiri safe,nhasi ii birthday ra doctor Andy ndoo vandaswera navo, ndiri kumba kwavo"" pandakadaro baba vangu vakatura mafemo ☎️"Are you shure Palesa, mupe foni ndiwane kudzikama"" pavakadaro ndakaseka ndokutarisa Andy "" baba vangu vanotondiona sekunge kamu teenage chaiko anzi nditaurewo newe"" ndichitambidza Andy foni akabva asimuka ☎️"" Hello sir"" ☎️""Waita zvakakanaka mwanangu, ndoo zvega zvandanga ndichida kunzwa kana unaye aiwa ndinorara dzinouya ndinoziva akachengetedzekw"" pakadaro daddy, Andy akabva aseka ☎️"" haaa musatya yenyu kungoti kwadoka hako ndosaka ndamukumbira kuti arare kuno anomuka achidzoka kumba mangwana hazvinakidzi kuti munhu kadzi afambe oga husiku hwakadai musatya henyu"" ☎️""Kana wadaro ndinotenda chose"" vachipedza kudaro ndakabva ndatambidzwa foni"" good night daddy "" foni yavo yakabva yakata ndokupedzisa kudya ice cream yangu kana nepatakange tasvika chaipo pakange pasingacha dzokereki ndakaridza tsamwa mumoyo mangu, asi ndakazvitenda chose nokuti zvakandipa ka value kuna Andy""asi nhai Palesa ndine zvandinoda kubvunza sorry hako ndogona ndanyanya but tell me about yourself” "" ipapo takange tachigara zvine hunhu pasina ma feeling pakati pedu, ndakamudza zvose pamusoro pangu, handina chandakasiya asi mumoyo mangu ndakatoziva kuti uku kwaive kupota gomo paida kubvunza pachasvika ipapo akabva atondibvunza "" do you have a boyfriend handisati ndambonzwa uchitaura nezvake"" pakadaro Andy ndakaseka ndichibva ndatomuudza chokwadi ipapo"" handina mukomana ini and I don't trust man, I don't feel like ndinoda kuve nemukomana ndakaita heart break yakandibaya pamoyo nanhasi zvinoramba kupera"" ndichipedza kudaro Andy akabva asimuka "" haaaa you are right Palesa,kana neni pamoyo pangu pane ronda,izvozvi mu account mangu mune 4k usd yandakachengeta ndichiti ndeye roora , ndakadana naAlone kubva kare ndisati ndaenda ku college kusvika ndaenda zvese nekuzopedza, ndomuda but handizivi kuti nhasi chiii, moyo wangu une ronda ndine pain soo andiita zvandanga ndisingafungire"" pakadaro Andy ndakasimuka ndokumira paive amira apa akange azembera Fridge"" I understand your pain Andy from now zvipe time utaure naAloe unzwisise kuti chiii nokuti kana uchiti mave nemakore ose aya pamwe pane zviri kuitika paari"" nguva iyoyo Andy akatura mafemo ndokuvhura fridge achibva abudisa mvura ndokuvhura hake achibva atanga kunwa "" yaa ipapo you are right nokuti vabereki vake vakafa vese last year vakaita accident and ndine shona yaataura neni ipapo"" "" Shona yaataura"" "" Yaaa anditi ndikaroorwa izvozvi ndisati ndanzwisisa zviri kuitika pfuma yababa vangu inopara, handizive kuti sei Alone adaro but varikugara natete hanzvadzi yababa vake I don't think kuti vangaita hutsinye kwavari asi kana pane zvimwe "" pakadaro Andy akabva aridza tsamwa "". Huya kuno"" akangodaro aridza tsamwa ndokufamba neni tichipinda mune imwe room"" rara hako muno ini rega ndishandise dinning"" akadaro achitotora chi fleece ndokundipa t-shirt yekuti ndirare ndakapfeka ndokutobuda hake"" good night"" akadaro ave kutobuda handina kudaira ndakaramba ndakanyarara, wooow bedroom make makanaka wakamboita godo wakatarisa pictures soo, ndoo zvandakaita, mubedroom ma Andy maive ne picture raive raka in larger soo paine Andy nemusikana wake ndofunga ndoo Alone wacho here hamheno, aiwa kunaka akanaka vasikana, zvokuti unenge wave kungonamatira kuti dai zvaramba zvakaita zvazvaive zvekusawirirana kwavo ikoko, apa raive rakaiswa kwaiiswa musoro izvozvo zvakandipa kuchinga kwekuisa musoro"" nhai Mwari ko kungondipawo mukomana ane respect sa Andy , anoda munhu wake nemoyo wese,anogona kukuda miyedzo yevasikana"" ndakadaro mumoyo mangu misodzi yangu ichibva yayerera ndakatora t shirt yandaive ndapihwa naAndy ndokupfeka ndichibva ndarara hangu "" inga ndakanaka wani ndakadzidza wani ko ndinosvorekeiwo ini" ndakachema vasikana kuita sekunge ndichanyorovedza pillow yemunhu nemisodzi , asi sezvamunoziva hope hadzirindi chero parufu chaipo uri mukurwadziwa dzinongobata chete, ndakatozopepuka kwatoyedza atove makuseni ndokuwaridza mubhedha nicely, pandakabuda ndichida kutobvinza paive nezve ku cleanisa,Andy anga atobika breakfast mumba make muri smart atopedza kucleana"" yowee nhai Andy ko wato cleaner nekutobika "" ipapo akaseka achibva anditarisa "" good morning,bathroom redu ndeiro ini ndoda kubata 10:00 nokuti ndine ma patients akawandei nhasi, soo ita fast uneless kana uchida kusara hako wega pano"" ipapo ndakamutarisa achibva aramba akanditarisa"" ndoziva kuti ndofanirwa kugeza but ndoda ku cleaner mubedroom first "" . "" No enda unogeza Palesa chikafu chinotonhora uko siyana nako uko "unonyara uchiona smart yemumba memukomana moyo wangu waida kubvunza about picture raive kumadziro asi ndaitoshaya kuti ndaita sei chaiko asi ndakatozongo zvipira kubvunza"" musikana wako akanaka Andy mapudzi anowira kusina hari shuwa"" pandakadaro handina kuziva kuti pane zvakaitika nokuti Andy akaratidza kubatikana kwakanyanya ndokundiratidza foni yake pose paizama kufonera Alone asingadaire macalls ake "" ipapo hauna kunyepa, Alone ari kuita advantage yekuti ndakamupa moyo wangu, imhosva here kuda munhu"" pakadaro Andy ndakatoziva kuti akange ave kuda kutochema apa ini ndakabva ndakwenya minho nekasiyanwa "" watotanga rega ndinogeza when you feel like you need someone ndiripo"" nguva iyoyo ndakabva ndatora bucket ndokunoza ndapedza ndakawana zvose zvatove saved ndokunwa tea iye achigeza takatozobuda tese ini ndave kuenda kumba iye kubasa kwake "" mhamha nezuro handina kukupai introduction yakakwana uyu ndoo musikana wangu wandinoda kuroora uyu"" ndakaramba ndakatarisa Andy adaro kuna landlord vake handina kubvunza ipapo ndakatoti tati fambei ndokumubvinza sezvo taifamba hedu netsoka"" why waudza landlord vako kuti ndiri musikana wako"" "" Mybe one day my dream will come true"" ndoo yakave mhinduro yake ndakaramba ndakatarisa Andy apa ayitove serious combi yakabva yatosvika hapana chakazotaurika ndokuto taura dzimwewo nyaya ini ndokusarira pa main way nokuti ndaida kuenda kumba ndaburuka combi yasimuka Andy akabva asenda message. ✉️"" Sorry about yesterday hazvaifanirwa kudaro"" ndakaramba ndakatarisa message yake nokuti ndaitonetseka kuti yaive sorry yei *SHALLOM* Kufa kwamai vangu ndaiita sekunge zvese ndaizviona zvichiitika, zvoita sekunge ndinorota dziri hope asi ndichitofamba, ini ndaisa believer mune zvekurota hangu,zvadaro zvoti mumwe musi,ndakapepuka ndave kutsva ndokumuka ndichibva ndagara, hana yangu yakarova ndichiona tete vari kuseri kwedoor vasina kana chavaive vakapfeka apa ndabva kuzvirota munhu angori zvaive asina kusimira(naked), hana yangu yakarova apa ndichibva ndazama kumutsa Alone negokora ndichida kuti awonewo zvandaiona asi ahana kana kumuka kusvika tete vapedza kuita zvavaiita, ini pane zvaiitika pandiri zvinhu izvi kubva ndichikura zvaingoitika hazvo zvokuti ndaigona kungonzwa munzeve dzangu kuti nyarara ndotonyarara, zvakafanana neipapo ndakangonzonzwa munzeve dzangu muchiti muka ndichibva ndamuka ndoo zvandaingoita, munhu wandaive close naye zvakanya ndimhamha ndakavaudza zvinhu izvi vakanditi unenge utoriwo nezviri pauri shinga kunamata'I was afraid nekuda kwe age yangu nokuti chinhu chandaive ndakaona tete vaisatombondifarira zvachose,soo musi uyu tete vakataura zvavakataura asi ini handina kunyarara makuseni ndichimuka ndakabva ndasendera mhamha message,ndakavaudza zvese zvandaive ndaona message ichiti delivery ndakabva ndadeleta, message iyoyo ndaitoda kuudza Alone asi nguva yandaida kumuudza tete vakange vazviona apa mhamha vakabva vandipindura✉️"message yako ndaiona Shallom zvino ndoita sei ndotiza pamba pangu here kusvikepi ndichitya tete venyu, izvozvi husiku hwacho handina kurara ndaita pungwe ndichitadza kufemo, dai vandiregawo ndibate mwana wangu, asi iwe ibva pazviri unokuvara Shallom uri mwana mudiki"" pandakaona message yamhamha ndakabatikana zvakananyanya asi ndaiita sei isu munhu wacho taive naye mumba, musi uyu ndakaswera zvangu asi mumoyo mangu ndaitoziva kuti pane zvichaitika nyangwe pakataura mhamha kuti vaiuya nyama dzangu dzakabva dzatanga kurwadza, zvokuti pakazosvika nyaya dzekushaika kwema parents edu zvakandirwadza nokuti kuitika kwazvo zvese kwaive mumaziso angu,zvadaro takagara Bruce auya pamba tave kugara naye, mhamha vakabva vauya kuhope kwangu ndokundirotesa zvee "" unosvika kupi wakagara Shalom uchitadza kuwana zvekuita usatambe nehupenyu zvimwe ungatozochengeta Angie uyu hona kwave kuenda hupenyu hwenyu"" hana yangu yakarova ndokuvhunduka ndichibva ndamuka ndokugara ko Alone nhamo yake yaive yei akange akatofa nehope zvake"" Susan ndiye akange aturwa namhamha kuti ayizomuchengeta nokuti ndiye mumwe ayive nezita rekuti Angie,"" ndakachema ndakagara ndokumbozama kuzunungutsa Alone asi ayive akafa nehope chaiko ndakanamata ndapedza ndakabva ndatanga kufunga nezvazvo"" mhamha munoda kuzama kuti kudii handina kunzwisisa zvamuri kuda kureva"" ndakachema ndakagara kusvika ndazongorarawo, pakabuda mari dza daddy dzekubasa yakabuda yakawanda mwana umwe neumwe ndokupihwa yake asi imwe yese ndokusiwa iri ku account soo iyoyo ndoo yaingodyiwa pamba""ita beyuty therapy"" ndakangonzwa munzeve dzangu madaro ndokuzvitevedzera mukufamba mazuva ose ndichienda ku town kunoita course yangu, ndoo pandakasangana naPrince, ndaisatoda zvekutaura musi wacho, asi naPrince takatotaura nyaya dzakawanda ndokutodanana, ndaipihwa mari handidi kunyepa ndichinyatsoona kudiwa kwangu kwese, asi problem Prince akange angouyawo kwaMutare zvemunhu akange angouyawo nebasa, soo paakadzokera kuHarare ayiuya zvema zuva or weekend, kusvika ndapedza zvandaiita mutown ndokuve neka certificate re beaty therapy, ""ndine zvinhu zvandaingoona pamba ndichiverengera ndichida kubvunza zvoramba kubvunzika semwana ndonyarara, ndakatozosvika pandakaona kuti Bruce na Alone vanenge avakange vave kudanana chete, ipapo ndoo pandakataura, ndaida kuudza Alone mafiro akange ayita mhamha asi tete vakange vane chinyumwa nyumwa vakabva vapinda muspare medu, handina kuzotaura zvandaida kuudza Alone, uye handina kutozoita two hours voice rangu rakange ratoenda zvachose ndakangoita sekunge munhu ari kudzipwa ndokuda kuzama kurutsa asi zvakabva zvaramba ndokutopera kwakaita voice rangu, chakandirwadza Alone ndiye mukuru asi ahana chaiona pane zvose,"" ugotaura futi unoda kungwarisa iwe, masizo ako ave ekuonesa unondiziva"" pakadaro tete ndakatoziva kuti ndivo vakange vandidaro apa Prince akabva afona,ndakada kumbozama Hello hello asi zvakaramba voice rakamba kubuda apa ndaive ndisina buddle ndakabuda gedhi ndokunotenga airtme ko ndaitaura nepi ndakatoita zvekuvanyora pasi kumbozama kubvunza ndakangosimudza maoko ndokudzokera kumba, ndakasendera Prince massage ndichimuudza zvaitika asi ahana kuzvibvuma ayitoona sekunge kunyepa ndokutotanga kunetsana ipapo, zvakandirwadaa kuita matambudziko maviri panguva imwe chete"" ko iwe unomukira kurutsa kuti zvaitasei kana iri nhumbu Shallom"" ndakanzwa kubatikana Alone adaro ndokusimuka ndoenda panze hangu zvakandibhowa ndakanochema ndakamira nadziro panze apa munhu akabva atobuda zvaitoratidza kuti akange achipinda mutown zhinjii ndakange ndave kungoona nemaziso ndakapedza dzinenge two weeks ndiripo pamba pasina kana akange aziva kuti ndoo zvandaitwa natete kusvika Bruce azonditi"" Iwe Shallom ndave nemazuva akawanda ndisina kunzwa voice rako kana kuseka chaiko chiii"" pakadaro Bruce misodzi yangu yakayangarara nemaziso apa tete vaive vakanditarisa, handina kumudaira asi kuti ndakabva ndatarisa kutv ndichizama kudzosera misodzi mukati Stay tuned *Macomments enyu akakosha anondipa simba* Mhamha vaIshe 💖

❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 596
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 5:36:34 AM

Takamirira malikes ndomboita hype nevamwe 🤨

❤️ 😂 😮 5
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 6:35:59 PM

Kunzi isaiwo malikes pabook munotorwadziwa futi

❤️ 😢 🙏 😂 👍 😮 86
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 8:33:11 AM

Malikes ngaauye

❤️ 👍 🙏 😢 😮 😂 59
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/27/2025, 4:28:18 PM

Pama likes apa muri kuzvinyanya guys

❤️ 👍 😢 🙏 😂 😮 72
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 6:35:20 PM

Asi makaoma guys kutaura chokwadi makaoma, ndakanyora Romeo nemoyo wese munhu wese akafara , apa muri kuitasei chifinhu here kudiii ndoo thanks yenyu here handisi kunzwisisa

❤️ 🙏 😂 👍 😢 😮 102
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
3/1/2025, 5:28:34 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VajrXI4GE56oafng5X3c Pinda muchannel usasare https://chat.whatsapp.com/Crb32DbYruuK3r2u9RISEc BROKEN SOUL 💔💔💔 Written by Authoress T. MUGABE Read and share Chapter 1 Vannesa "Mubatei uyo, mubatei anopinda muroad akatsikwa nemota".Handina kana kumboteerera kuti ndiani aideedzera kudaro ndaiita kunzwa kugumirwa nehupenyu chaiko ndaingonzwa kuti dai ndafa zvangu ndazorora nhamo dzepano pasi. Ndaisamboda zvese izvozvo zvekubatwa zvaideedzerwa ndaiita kumhanya ndakabata wedding gown rangu ndaitoda kunozvikanda mudam padhuze nepataichatira. Ndaiita kunzwa mutsindo yevanhu vainditevera asi handina kumira ndaive shasha pakumhanya zvangu zvekuti vanhu ivavo vainge vakashinga. Ndakusvika padam paya ndakabva ndabatwa ende munhu wacho aive nesimba rakanyanya zvekuti ndakatadza kupikinyura. Anyway my name is Vannesa Rugara. Ndiri musikana ane makore 31. Ndaive ndisati ndambowanikwa kwete kuti ndaishaya vakomana but taitodanana zvakanaka naka then ndozongonzwa kuti mukomana wako uya atizirwa kana kuti akaroora . Maybe inyaya yekuti ndairamba kurara nemukomana asati andiroora. Ndainge ndakatopihwa nickname yekuti sister holy nevakomana vakawanda asi handina kuda kuita basa nazvo. Mashoko amai vangu avainge vakandisiira ndainge ndakanyatsomaisa muhana. Musi wavashaya ndaive ndichiri mudiki hangu asi ndinomarangarira vainge vakandiudza kuti pant rinobvisirwa munhu anenge akuroora. Ndainge ndakamaisa muhana mangu and ndaisada kuva disappointer kwavari ikoko. Zvino pamwe ndizvo zvaiita kuti ndisiiwe nevakomana but to me l believe kuti wako anokuda chaiye anomirira right time. Kunaka ndaive ndakanaka zvekuti ndaisada kuudzwa nemumwe munhu ndega ndaitozviona. Kana iri structure ndaive ndakaita yekuramwirwa chaiyo. Complexion ndainge ndisiri mutsvuku kana mutema asi ndaive mushava. Zvaizosangana nesaka randaive naro. Ndakakura ndichichengetwa nasekuru vangu hanzvadzi yamai vangu kubva pakashaya mhamha vangu. Baba ndivo vakatanga vanonzi vakandisiya ndichitori nhumbu chaiyo ndikazobarwa vatoshaika. Ndakazobva kumba kwasekuru vangu ndakuenda kunogara nambuya vangu amai vamhamha vangu varwadziwa nemabatirwo andaiitwa nagogo mai Mutsa anove mukadzi wehanzvadzi yamhamha. Taigara kuChitungwiza nasekuru vangu zvino apa ndainge ndakunogara Kambuzuma kwaigara gogo. Ndiko kwaive neimba yavo ikoko vaigara vega sekuru vainge vakashaya vachibva vasiya imba Inova ndiyo yaitovawanisa mari kuburikidza nemalodger aive ipapo. Taingoshandisa three rooms chete dzimwe 5 dzaive nevamwewo. Ndiko kwandakazonoitira Secondary yangu ndikatoendawo A level and ndainge ndakapasa zvaitodadisa. Shungu dzangu ndaitoda kuenda kuUniversity asi manje panoti mari ndipo painetsa nekuti gogo zvainge zvichivawandirawo plus semunhu airwara nesugar parent ndipo paitobva mari yemapiritsi avo. Sekuru baba Mutsa vaitochemawo mari vainge vabarwa vangori two mumba mavo ivo namai vangu zvino apa vainge vasara vari one. Ndakazongoitiswa course yehotel and catering inova yaitombondibatsira kana ndikawanawo basa ndaimbobatsirika. Ipapa ndaitoshanda pane kamwe ka restaurant kainge kachangotanga hako. Kuside kwadaddy vangu ndaimbopota ndichienda asi vanhu vacho vaisanyatsondiratidza rudo zvinova zvakazoita kuti ndikure ndichichengetwa kumusha kwamai. Vanonzi pakafa daddy vaida kugara mhamha vangu nhaka kungoramba kwavakaita vakabva vatotanga kuvaita rough kusvika vadzokera kumusha kwavo. Pakazofawo mhamha baba vababa vangu vanonzi vakatoti vakomana torai mwana wamukoma venyu asi vanhu vacho vaingondikandidzirana kusvika sekuru baba Mutsa vati regai nditore mwana wehanzvadzi yangu and vainge vasina problem dambudziko aive mukadzi wavo, gogo vaisafarira zvemunhu anouya kuzogara pamba pavo vaida zvevanoshanya vachienda. Kuzokura kwese kwandakaita handina kumbonyatsoita bond nehama dzangu chaidzo vainge vasina kana basa neni kusvika ndazosiyanawo nazvo. Taingosanganawo kumusha kwedu ikoko kana kwaita function. Vabereki vangu vaibva kuside rimwe chete vese vainge vari vekuHwedza vaizongosiyana kuti mhamha vainge vari vekwa Sadza daddy vaibvawo kwaMupatsi asi kwaisave kure nakure zvako. Waitoti ukaenda kuine zviri kuitwa vaibva vakuti unovhaira fani hautsvage hama sei tisu titori vabereki vako unoti uchawanepi vamwe vabereki vasiri isu asi ndaingoseka seka nhema ndonyarara hangu . Chavaisaziva ndechekuti vainge vakatoita kuti ndishayewo shungu navo nekuda kwemaitiro avo vanhu vandaitonyengerera vaive vekuside kwamhamha kwandainge ndachengetwa saka kwandiri kutouya Kuma functions nekuita macontributions aiitwa nevamwe ndaitoona zvakaringana. Kare gogo vaimbondipa mari yecomb ma weekends vonditi chimbonoshanyira vana baba vako asi vanenge vaibva vafunga kuti ndakuuya kuzogara zvachose Saka ndaipihwa cold shoulder yekuti ndega ndaitoona kuti pano hapana nzvimbo yangu kusvika ndazonetawo. Asi nema cousins angu especially kuvakomana uku tainge tisina problem hedu vaitonditora sehama yavo chaiyo vasikana vamwe vaindiitirawo ka attitude handizive kuti vainyanyorwadziwa nei pandiri. Vamwe vasikana vadiki kwandiri mufamily medu vainge vakatoroorwa zvinova zvainge zvakundishungurudza kuti ko chii chainyatsoitika pandiri. Back to my story. Pandakabatwa ndakusvika padam handina kumboda kucheuka kuti nditarise kuti ainge andibata ndiani. Ndakaramba ndichingochema apa ndaive ndagara pasi manje. Zvese zvekuti ndainge ndakapfeka gown rewhite handina kumbozvitarisa. Ndainyatsonzwa kuti moyo wangu watsemurwa nepakati chaipo. My heart was bleeding uku munhu ainge akandibata haana kundisiya aingondibhabhadzira kumusana. Ndakazonzwa munhu uya akupfikura kuchemawo ndichibva ndazosimudza musoro ndipo pandakaona kuti vaive sekuru Munashe mwana wehanzvadzi yamhamha. Zuva iri rainge raunza ronda mumoyo wangu. Ndaiita kufara kuti ndave kuzochatawo ko nezera rangu iri chinhu chaifadzawo kuti at last ndainge ndakuzotorwawo nemuchato. Ndainge ndazvibatira mukomana wangu ainzi Panashe anove wandaida kuchata naye nhasi. Tainge tatove neeight months tichidanana and everything was perfect. Taidanana zvekuti vanhu vese vaitozviona kuti paita vanhu vari murudo apa. Ndainge ndakatoendawo kumba kwavo Kuma intro and ndakatambirwa zvakanaka taive takasiyana ne1 year iye he was 32. Taka engager and akabva atotanga kupa pressure yekuti ngatichirooranei tichate and everything went well pamarooro up until this day ratainge tichichata. Taitoronga zvinhu zvese pamwe chete handina pandinoti takambotadza kunzwanana and both families were happy for us. Mhepo dzakazongosimuka musi wemuchato. Ndakatorara ndichifara kuti mangwana ndaive ndakuzochatawo the previous day racho akatondifonera manheru acho achinditi " l can't wait to make you mine officially" and it warmed my heart ko aive mashoko ainakidza kunzwa ka. Takamuka tikagadzirira mota yaititakura ikauya. Tainge takasarudza venue yeku Stephen Margolis resort kuNyarongo river. I was very excited and happy at the same time. Takasvika and bamunini vangu munin'ina wadady mukuru ndiye aimira sababa on this day. He walked me down the aisle vachibva vanondisiya Kuna Panashe. He smiled and l smiled back. Program yakatanga kusvika nguva yemavows yakwana. The Priest said " Panashe Ndoro do you take Vannesa Rugara to be your wife, promising to love, support and cherish her for all the days of your life?" And boom he said " I'm sorry Vannesa I'm not ready ", ndakaita kunzwa kutsva chaiko achibva atotanga kubvapo. Why me ?, why now? He left me at the altar......... Stay tuned ♥️

❤️ 🙏 👍 😢 20
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
3/1/2025, 5:13:28 AM

Mamukasei family timbopindawo mu1 k

❤️ 👍 😂 🙏 😮 21
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/28/2025, 5:25:15 AM

Morning guys mamukasei ngatiwedzerei malikes tipinde mu 600

❤️ 🙏 😂 😢 😮 15
Mai Ishe Novel❤️
Mai Ishe Novel❤️
2/27/2025, 6:55:59 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaRyyBBIyPtcBppd9033 *INCIDENT OF LOVE* *NGATIPINDEI MUCHANNEL KUINBOX HAKUNA BOOK* STORY BY MAI ISHE 🚦0783873⁷¹5 🚦0716964³⁴5 🚦0719420¹⁵9 All rights reserved. Parental guidance is advised Group link👇👇 https://chat.whatsapp.com/JDJQXHXVBBq9HYYtHUh2At CHAPTER 7️⃣ *ALONE* Ndaive nekakutya kuverenga message yaBruce and I don't know why ndaitya kudaro, zvakandipa kuti ndapedza kugadzirira huku ndatokanganwa kuti kune message yasendwa ndoo nguva yandakato zofunga nezvayo kuti Bruce akange asenda message kwandiri"" Shallom wave kunzwa sei,iwewe, iwe unomukira kuru kuti zvadii"" ndisati ndatopedza kutaura naye akabva atosimuka kuda kubuda muroom mandaive,""ndatotadza futi kukubvunza,iwe iwe kaaa"" ahana kupindura akabva atokuda ndisati ndatotaura shoko randaida kutomubvunza ndakatozoita rekumedza munhu afamba ayenda ndakaseka mumoyo mangu "" zvino angaite munhu akaita sei asingatsiurwe kana kubvunzwa,ko iko kundi ekitira kunge chimumumu aaah "" ndakadaro mumoyo mangu nguva iyoyo ndakabva ndabata foni yangu ndokuvhura message yaive yaSendwa naBruce, ndakabva ndaseka ✉️ meet me mu town I have something to tell you"" pandakaona message iyi hana yangu yakarova ndokutarisa time wanike dzakange dzatove kuma past ten mufunge apa iye akange abuda na8"" ari kudei Bruce nhaimi apa ndaita kunge kuignore kaa "" ndakazvibvunza ndakamira,nguva iyoyo ndakabva ndatotora bucket ndokunochera mvura pamugodhi, ndatopedza kuchera mvura ndasimudza bucket,ndakaona Shallom akamira nemadziro emba paakandiona akabva afamba ndokuenda kuseri kwemba”" manje kana ane nhumbu ndorirova rikataura chete handimboregi ndiri kudzoka ita hako "" ndakadaro mumoyo mangu ndakamutarisa nokuti maitiro ake ndoo andisina kunzwisisa nguva iyoyo ndokumhanya hangu kunogeza, handina kuita nguva apa ndakange ndisinga chazive kuti Bruce wacho ariko here kana kuti kwete nokuti pakange patove nenguva, handina kuzvitsvaga panguva iyi asi ndakangozora mafuta ndokupfeka kadress kangu kaive kakanaka soo ne tennis, ndokutobuda "" ko wafungepi kungobuda senyoka nhaiwe Alone"" raive voice ratete ndakaita kakuvhundukura ndichimira ndokuvatarisa nechiso, changu chakasekerera "" tete mamboti munoda kuona bamunini venyu, variko tete ndoo vandiri kuenda kunosangana navo mutown"" pandakadaro vakaseka vachitogara pasofa "" aaaah eya ko ndiri munhu kaa ndingave vatete, asi ndine kodzero yekuziva kwawaenda uye mafambiro ako ndikasadaro ndoo kaa pakuuya nemwana asina baba kaa zvikanyadzisa raini rino bvaa uuye neka chicken inn,"" pakadaro tete ndakaseka ndokuvakisa pamhanza ndokubuda ndichimhanya, nguva yandakabuda gedhi ndakabva ndatofona kuna Bruce akanonoka hake kudaira foni yake zvandakashaya ndokuzodaira pave paye. 📞""Mujaya """ pandakadaro akaseka ndokuzodaira 📞""asi message yangu haina kuonekwa.”ipapo ndakatura mafemo ndokuzopindura, 📞""Ndaiona late,but ndiri kutobuda pamba izvozvi kutouya kutown kwacho"" 📞"" Kana uri kungobuda pamba mira pa tuckshop ndiri kutuma munhu ipapo"" pakadaro Bruce ndakatanga kucheuka cheuka kutarisa mativi ose handina chandakaona ndakabva ndafamba ndokunomira pa tuckshop yakange yataurwa yacho ndakapira gotsi kwairi 📞”" it okey ndoo pandamira now"" ndakadaro ndamira paye apa handina kutoona kuti mukati mune vanhu nokuti ndakangoti kumira ipapo ndokutanga kubaya baya foni yangu"" mamukasei Alone manangu"" ndakaita kuvhunduka chaiko ndokucheuka kutarisa kwavainge vari wanike mukadzi nemurume vakagarisana mumwe apa mumwe apa ndakabva ndanyara "" mabva mandinyadzisa kudaro mhamha , mamukasei baba, mhamha mamukasei"" ipapo vakaseka "" kana mwanangu handina kukunyadzisa,ndatoona kuti paita kurivara chaiko zvino ndongokutarisa here "" "" Aiwa kwete hamunganditarisie "" ndakavadaro ndichitarisa mativi ose apa ndaitotarisa kuti Bruce akange andimisirei pa tuckshop apa,"" Alone sorry zvako mwanangu ndingaite sekunge ndapinda mumusha menyu kana kuda kuziva nezvemo asi mashoko evanhu muri kumanzwawo here,uye kaitiro kaita Shollom auya pano handina kukafarira ko Shallom ahachatauri nhaiwe abva pano izvozvi kutsvaga airtime"" pavakadaro ndakabva ndachimira ndakanyatsovatarisa "" mashoko evanhu, aaaah mhamha kana zviri zvaShallom ndoo zvaari uyu ahatauri uyu anotaura paanoda iye haiwawo"" pandakadaro ndakaseka "" Aahhhh Alone,, eye ndizvo hazvo ahatauri hake asi zvekusvika pakundinyorera pasi kuti anoda airtime yebuddie nhai mwanangu"" pavakadaro ndakaseka ndokuvatarisa "" aaaah mhamha hamusi kumuziva musikana wacho drama anaro zvake plus nhasi zvakatokwidza,uye ini mhamha muchiti ini ndini ndichachatya mashoko here evanhu here, zvichide naiye Andy wandakada uyu zvagara ndingori pamiromo yavanhu,hongu pamba pedu hapana zvapo kutaridzika sepavo asika hazvirevi kuti hatisi vanhu"" "" Aaaah zvino ini ndange ndisina kumboenda kwese ikoko ndanga ndichitoda kutaura pamusoro pevabere---- vasati vatopedza pakabva paridzwa bera remota nechekumashure kwangu ndokucheuka handina kuzive munhu akange achi driver apa yaisave tax, ndakatarisa mutuckshop asi akaita masign ekuratidza kuti ayida ini ndichibva ndaenda pamota ipapo "" ndiwe Alone "" ""Yes ndini"" ”" okey ndanzi ndikutore naBruce ndipinde newe mutown"" paakadaro ndakasimudza ruoko rwangu ndoku bye bhisa vaive mu tuckshop ndokupinda mumota "" mmmmh Bruce atuma munhu kuuya kuzonditora iye andisira mari why"" ndakazvibvunza ndagara mumota hana ndokuita sekunge kakurova,mota yakarohwa takananga mutown apa ini ndoo pandakatanga kuita sekunge kakutya ndave kuzvitongesa, twakawanda wanda, kwataigara kwaisave kure zvako netown,nokuti nenguva diki takange tatove mutown macho apa ndakanangiswa pane kamwe ka lodge, ndakatozoona kuti ndoo pandaiendeswa ndatosvika ipapo, ndichisvika Bruce ayive pa braai stand ane vamwe vakomana two vaive nawo vakanaka zvokuti unonyara kufamba, ndakangopinda ndokumumhoresa vese naiye semwana wangu wandaive ndajaira kumba, but panguva yacho Bruce akandipa hug like arikupa musikana wake, even achipa introduction kune vamwe vake ahana kuti ndi mainini vangu noo akavaudza zita rangu handina kuita hanya nazvo, nyama yakatogo chewa paye and musi uyu ndoo musi wakatanga nyaya dzese mufunge , handina kutoziva kuti Bruce ayive akanditeya nokuti tiri pakati pekugocha ndakatogara kwangu ndenga, pakasvika mumwe musikana zvee akange atori musikana weone of the guy ayivepo ipapo zvee, ini ndakabva ndanyatsodekara chaiko ndati zvee vasikana tave two nyaya dzave kutotsva maphone number tatochinjana paye, vanhu vakadhakwa but ini ndaitya kunwa doro, handina kutonwa doro ndainwa hangu madrinks kusvika mukomana wechithree abuda handina kutoona kuti vaenda nepi vese vaive ipapa, iniwo naBruce ndokusara tangove two"" huya kuno Alone" ndaive nekutya asi ndakafamba ndichimutevera ndokunopinda mune imwe room soo ndichitanga kupinda imomo hana yangu yakarova apa Bruce akabva auya achimira pamberi pangu ndakamira padoor rakavharwa"" ko"" nguva iyoyo akabva abata muromo wangu nechigunwe chake ""He then started touching my lips softly zvaitonakidza zvekudaro" ndaingo bwaizika bwaidzika tuziso kutya nekudedera kwatondiputira paye asi moyo uchitodawo""what are you doing you know"" ndisati ndatopedza kutaura zvandaida,When I did that, he started to kiss me and I also kissed him back and held his head.handidi kunyepa guys handina kuona Bruce semwana wangu,At that time the romance started and this was the first time I came to the stage I had reached, ndaive ndakazvichengeta kwemakore ndichiri mhandara,ndichiti ndichazosvika pa stage iyi naAndy, but no zvakaramba ndakazviita nemwana watete vangu, ndakabatwa zvandakagutsikana and patime iyoyo kumunyara kwese kwakaoneka,handitozive kuti ndakabviswa sei dress randaive naro and panguva yacho ndakabva ndamubvisa t-shirts yaive akapfeka achibva andisimudza ndokundiradzika pamubhedha, waive wakawaridzwa zvakanaka ndokuuya pakusoro pangu akatanga kundikisa kubva muhuro achidzika neni zvishoma nezvishoma,kusvika ave pamazamu, kakuyamwa kaiita kakaita kuti kuzasi kwangu uku kuite kakugwina kwekunzwa kuti ndakange ndotoda kuiswa chaiko, and ipapo payi yamwa mazamu angu achifuridzira ndaitonzwa kuti ndine zvandaibudisa kuzasi kwangu, Andy akandibvisa pent rangu akariruma achizvibetsedzera nemaoko apa ini ndakange ndachitsinzini maziso angu, I was kissing everywhere even before he took off his pants he started kissing on top of it, ndokuzobvisa hake, nguva iyoyo akandikwisa chibean ichi achidzika kuzasi zvishoma, ndakatanga kumerera ndichibva ndamubata chest , ndaitya kuvhura maziso angu and he said""Alone vhura maziso ako unditarise"" ndakaita kakunyara but ndakatozonzwa kuti chakange chokwizira kuzasi kwangu chaive soft zvatosiyan nechigunwe nguva iyoyo ndoo pandakavhura maziso angu ndokuona kuti pakange pave kushandiswa iriyo chaiyo apa yakange yave nemazitsinga, ndainzwa kunonokerwa chaiko "" Bruce "" "" Yes babe chii"" ""Uhhhhhh" "" Babe chii"" ""Shhhhhh"" kakupuruzirwa kwacho kaitoita kuti ndishaye kana mhinduro, he started kuda kupinda mukati and ndaibva ndamubata zvine simba"" zviri kurwadza Bruce "" akabva atobvisa mbor* yakange yave kuda kupinda ndokukwiza nechigunwe chake, aaaaah kutaura chokwadi ndainakirwa asi kupinda kwayo mukati ndairwadziwa"" akadzokorodza zvekare kuda kupinda mukati apa akaita zvishoma nezvishoma but zvaitorwadza chaiko kuita kunge ndaiswa moto uku, and ndakabva ndatanga kuchema, ndokuzongo pushidzidza nesimba rake rese nguva iyoyo ndakamuruma pahuro nokuti anga akandibata zvine comfort yakanyanya zvokuti adaro akaita nguva asina zvaaita akanditarisa mumasizo chaimo,ndichinyatsoona rudo maari"" ndakabva ndatanga kuchema, makore ose aya ndakazvichengetedza ndichiti ndichazopa Andy mukomana wangu kana achinge andiroora but ndatobviswa humhandara musi webirthday rake nemwana watete vangu"" Bruce akafunga kuti ndiri kuchema kurwadziwa nezvaiita but ahana kuziva kuti ndiri kuchema ne betrayal yandakange ndaita Andy, ndakasvirwa kusvika munhu a producer, apedza akandisimudza ndokundipinza mubathroom apa iye achiita kudikitira chaiko, ndokundigezesa achibva adzôka neni kubed apa shit raivepo rakange raenda ropa akangoriisa pasi achibva arara akandiisa pachest "" pakaita nguva pasina ataura nemumwa tichingonzwa kufemerana chete ndokuzonditi"" I love you Alone,"" "" Ahhh Bruce hazvifi zvakaita uri mwana wangu iwe "" pandakadaro akaseka ndokunditi"" handina hukama newe ini manjenjenje"" pakadaro Bruce hana yangu yakarova nokuti ayitoziva mutupo hwangu ndichibva ndamuka paive akandiradzika""manjenjenje"" ndoo zvega zvandakakwanisa kutaura achibva anditi--- Stay tuned Mhamha vaIshe 💖

❤️ 👍 🙏 😢 😂 😮 693
Link copied to clipboard!