
Mai Ishe Novel❤️
February 6, 2025 at 12:18 PM
https://chat.whatsapp.com/KHzpAbQ9ApC7YNNvLwou2s
*Haaa guys titende team riri kucomment group 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻aiwa ndatenda zvangu,nyaya iya yemukadzi asati aziva chinonzi kutunda yakabatwa zvine hunyanzvi,tine vachuchisi vabati venyaya dzemu bhedhurumu vakwenenzeri panyaya dzebonde,hapana chakasara titende mose makabatsira hama yedu, ndakamboti kana usati wapinda ku comment group wasara mudikanwi, vane nyaya dzavo huyai nadzo kuna mai Ishe muwane kubatsirwa nevanogona kubatsira,chinangwa chekunyora mabook tiri pakudzorana pamwe nekuvakana pamararamiro edu pamwe nekuchengeta misha yedu*
❤️
🙏
👍
😂
😮
😢
41