GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
January 27, 2025 at 06:31 AM
*Benzi ibenzi sure rimwe benzi rakarohwa nenyota richifamba rikananga pachibhorani ndokusvika pachibhorani pakazara vanhu vakaisa mabucket awo mu que benzi rikati zano nderipi kuti ndione kunwa mvura pakazara vanhu kudai rikati kuvanhu imi mese makagara pano asi hamusikuziva here kuti pazasi apo patsikwa nhoro nemota vanhu vese vakati tande kumhanya kwainge kwataurwa nebenzi riya iro rikati ah better ndimhanyewo pamwe ndirikutaura chokwadi🤣🤣🤣🤣 good morning happy Monday* https://whatsapp.com/channel/0029Vak0QRo002TDg09E1L3T
😂 😮 4

Comments