GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
February 5, 2025 at 06:03 AM
*Kana wamuka uri mupenyu....drop an emoji....Siya something* 🙏♥️ Mumwe akaoneka nezuro asi haana kusvika... Mumwe akaribika asi haana kuzoridya... Mumwe akarara asi haana kuzomuka.. Mumwe akashanda asi haana kuzoidya mari yacho... Mumwe akahwina asi haana kuzopembera... Mumwe akapinda asi haana kuzobuda... Tenda Mwari hama nechipo chehupenyu... Vazhinji vairi shuvira zuva ranhasi asi zvakona... Kurarama ndiShe... "For to me to live is Christ.." - (Philippians1:21)
❤️ 🙏 😂 11

Comments