Prophetess Deborah Ministries 2
Prophetess Deborah Ministries 2
February 11, 2025 at 10:34 AM
*LETS PRAY ...12 MIDDAY PRAYER!!* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 1KINGS 3:16-28 *THEME* DEMONIC ALTAR OF EXCHANGE SCATTER IN JESUS MIGHTY NAME AMEN 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Amen from 1 Kings 16-28 pane nyaya iri common inozivikanwa nevazhinji, nyaya ye zvipfeve zviviri Amen...nhasi handisi kuda kutaura nezvezvipfeve asi pane nyaya yandazarurirwa nedenga inogona kusunungura umwe munhu pano Amen...Hanzi pane vakadzi vaviri vakazvara vana vavo at the same time in the same house..the other one akararira mwana wake akafa and she decided to exchange her dead child and took the child of the other lady Amen...Today l want to provoke someone in to prayer ..Do you know kuti life yauri kurarama might not or is not your real life why because the devil came in at night and stole your destiny, marriage, health, babies etc Amen..I am saying pane akachinjirwa akapiwa chakafa Amen...In Genesis 37 madzikoma aJoseph anzwa hope dzaJoseph vaona kuti their young brother is carrying brighter destiny they planned to destroy him because they didnt want his destiny to come to pass Amen...After Jacob worked for Laban for 7 years inwaiting to be paid with Racheal at night when Jacob was asleep Laban gave him Leah instead of Racheal😭😭😭😭😭😭😭😭😭.... Do you still remember that from that day you had a dream eating all your plans were frustrated, from that day you encounter that strange man or woman in your dreams your marital life is otherwise...Do you know that your real babies have been replaced by those strange babies who come into your dreams every night..The devil has contaminated your blood by that sickness Amen..My bible goes on to say zvipfeve zvakazama kuda ku solver issue zvega but hazvina kubatsira kusvika vaenda kuna King Solomon for justice Amen..l know wakaedza nepese paunogona kuda kudzosa zvakabiwa, wakaenda kuvaprofita venhema, kun'anga, vamwe mukakwira magomo nekupinda kuninga muchitenga zvese zvese nekudya nekunwa zvese zvese mari nema properties zvikaparara asi zvakatorwa nemuvengi hazvina kudzoka Amen nhanhasi wakangobata mwana akafa mumaoko and the devil is still holding your testimony Amen.. Pane Agere pachigaro cheNyasha who is ready to redeem you and to give you justice in your situation..Psalms 103:6 The LORD works righteousness and justice for all the oppressed. Raise your Faith and keep declaring what is your to be yours Amen 🔥Wakachinjirwa murume ukaitwa mukadzi wechikwambo 🔥wakachinjirwa basa ukapiwa basa rusingabhadhare vamwe hamutorina basa racho zvachose 💃vana havasi kubatika ndava wakachinjirwa ukapiwa vana (zvidhoma) munyika yomweya 🔥Vamwe because of being named after someone your destiny has been diverted 🔥Vamwe makasundirwa mweya yevanhu vakafa mavakurarama life iri diluted Vamwe makarerwa kumhuri dzanga dzisingazive Mwari and your life has been exchanged on the altar of the devil Amen 🔥🔥DECLARE THAT MARRIAGE!!!! 🔥🔥DECLARE THAT JOB!!! 🔥🔥DECLARE THAT HEALTH 🔥🔥DECLARE THOSE BABIES 🔥🔥DECLARE THAT FINANCIAL BREAKTHROUGH!!!! 🔥🔥DECLARE THAT DESTINY TO MANIFEST!!!!! *IN JESUS MIGHTY NAME AMEN!* regards Prophetess Deborah
🙏 ❤️ 👍 19

Comments