Prophetess Deborah Ministries 2
Prophetess Deborah Ministries 2
February 11, 2025 at 01:10 PM
Makadii mhamha Ini ndakapihwa adiou yefood outer on Saturday night bt ndkaiterera Sunday morning ndaiti ndikadya sadza or chikafu chaoma ndaisarara muchirwadza nekucheka cheka zvekuti ndanga ndakuda kutoenda kuchipatara bt kubva zuva resundy handisati ndanzwa panorwadza kana manheru ndakurara ndotenda mwari ndakapinda muchannel on Sunday
🙏 1

Comments