Prophetess Deborah Ministries 2
February 11, 2025 at 01:10 PM
Ndinoda kutenda mwari nezvakanditira ,ndainetswa NEMA spiritual husbands,ndaifambwa nechinhu zvairwadza kanachatanga kufamba ndairwadziwa zvekuti,ndinoda kutenda mwari was prophetess pandakaisa offering yangu ndikapiwa ma proffetic instructions ,ndiripakati pekuita zvandakaudzwa mhamha vakaisa oudio ye fruit of the womb ndakati ndinonetswa nechibereko regai ndiite musiwa 31 Dec ndakapinda 2025 new year Eve ndichichaya zvekuti 12 midnight vamwe vachipemberera ndaive ndichimhanya zvandisati ndamboita,ndakapfuurira NEMA proffetic instructions Angu day 7 manheru ndakatora babavangu vakafa kare vachinditeverera ndichiti komunonditevererei zvikanzi ndakanzi ndikutevere ,ndakangandisina chinobatika ndirimunhu anoshanda asi pasina chinobuda kubva 1997 pafababa vanhu ndakazovabata ruoko Kuti musanditevere endai kunamai vakafawo .ndakatenga kuonawo Kuti vanhu vakutondionawo semunhu,ndairota ndichirumwa nembwa ,kutorerwa Mari ,zvainditevera zvakawandisa ,Mwana wangu musikana akanga akaitwa operation yemafibroits ndisati ndaziva nezve channel ino aitove muhosp ropa richinnzi rakakoresa aitester every week nekunwa matablets richiramba kuita normal asi kuburikidza NEMA oudio amhamha ravenormal,ndirikuona kubata kwamwari kunotyisa ,pandakaisa offering yangu Kuti ndichitumira confirmation yacho pakaita dambudziko Kuti nditumire ichiramba kutumirika kusvika ndanamata zvakare ne oudio yamhamha kwakutoona number yakutoratidza Kuti iripawats up asi yaimboti haisi ,kunemweya inotogarawo mufoni , chero oudio ye fruit of the womb yakaramba kuvhurika payakazovhura yaibreaker breaker ndakatoona Kuti panebreak through yangu ndakaita yakadaro , mhamha mwari wenyu wandityisa ndaitotorerwa Mari chero ndauya nayo muimba yamwari sec kutoti handina kuiona ndotozoita zvekuburitsa recept asi iyezvino zvakapera matambudziko Angu ndeekare asi ndirikuona achiita kudzurwa one one ,kuburikidza NEMA oudio amhamha 🙏
🙏
❤️
4