Prophetess Deborah Ministries 2
Prophetess Deborah Ministries 2
February 11, 2025 at 01:10 PM
*SHALOM* Makadii mama PROPHETESS DEBORAH nababa pamwe nemhuri yenyu yose,uye mhuri yepamweya. Ndadzoka zvekare neimwe testimony. Pandakpiwa prophetic instruction ndanga ndine ma prayer requests 4. Imwe yangu yaiva yemwana akazvarwa nedambudziko remoyo. *MWARI UYU MUSAMUDHEERERA IS THE GOD OF IMPOSSIBILITIES* SURE hapana chinoramba kana wauya kuna Mwari through his prophetess DEBORAH. I'm seeing a great change pamwana wangu nokuti ava kutanga kuzama kukambaira apa anga ave nenguva yakareba chaizvo achingogara chete.Izvozvi pose paunomugadzika anotoita action kunanambira zvinhu kana kutanga kugwesha nedumbu. That is a great achievement because satan anga akabata his growth. There are a lot of changes: 1.machemero ake achinja. 2.he is copying up pakusheedzera 3.there are noticeable physical changes paari 4.improved mobility yavapo.🙏🏻🙏🏻🙏🏻 Ndinotenda Mwari nezvavari kuitira mwana wangu kubvisa delayed growth paari. Ndiri kufara nokuti ndasara ne 2 requests out of 4,nokutenda I'm moving forward. Ndakazviudza kuti I don't have to have same prayer points but they must change. Ndinotenda Mwari nokutipa prophetess DEBORAH and ngavarambe vachisimudzirwa pabasa remweya. 🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻
🙏 3

Comments