ZimEcho News Channel
February 14, 2025 at 01:38 PM
*🚨Zviri Mudzimba Hot Topic*
Follow Our Channel ✅
https://whatsapp.com/channel/0029VajOQ9lFXUue5OOd4s1L
Group Link
https://chat.whatsapp.com/G1Zt1h5nBKsGKs2sUeHCnf
hide
am a married woman aged 23 na hubby tane 4yrs tese atina hedu mwana nyaya dzacho dzikunetsa.nyaya yandauya nayo veduwe ndokumbirawo kubatsirwa .communication yangu nemurume wangu iri very low .ndogona kungoti maswera sei then obva andidari ndikada kut ndichiisa imwe mmsg anobva anditi mirai ndozotaura nemi ndimbori busy .ehe ndogona kunzwisisa kut anenge ari busy but zvekubva andishairawo nguva here .munhu ane company yake ye construction.ndoziva anogona ari busy but kuenda pa whatsaap kunotaura ne maclients ake ahangatadze ipapo pacho paaanotaura nema clients ake ahandiisire mssg .Ndinenguva yekuti ndikazvifunga ndinoshuwirawo kuva nemunhu wandinotaurawo naye .anondionawo semunhu anondikoshesawo nekut kana munhu achikuda ahangakushaire nguva but iiii murume wangu ma1 ndamboyedza kutaura naye kut why anongoti ndendiri busy ndombozvinzwisisa but ndinenguva yekuti ndendichitodawo kunzi babe hesy waswera sei wadyei but iiiii ndasvika pa stage yeku deleter number dzake mufon mangu 😭😭😭 Please Ndibatsireiwo kuti ndodiii .akauya kumba tinototaura nyaya zvekutokanganwa kt ahataure neni kn ari kubasa .ma games chaiwo tinototamba but akangoenda kubasa haaa fon ma1
❤️
😮
🙏
😂
😢
8