THEOS NOVELS
January 26, 2025 at 10:42 AM
https://chat.whatsapp.com/Hmobo9QRKfG73gwZJv2C51 https://whatsapp.com/channel/0029VaOPGxeEquiMe90fHM0p *LOVE IN BLOOM*🌺 Theo Chida . +263784027359.788659793 Chapter 17 Free book " Aisha !" " Chiiko Leon ?" " Mr Mhara ,how are you sir ?" Vinny akabva atarisa Leon akafinyama seasina kumuona zvake . " Aisha can I talk to you please !" " Kumbira Mr Mhara kana Uchida kutaura neni . ". Vinny akabva andidhonza ruoko tichibva paiva nebenzi riya toenda kwatanga tagara tichienda. " Dai Paiva nemumwe mukana wekuti ndaizoda kuita shopping yangu ndinewe ndaisambouya newe unobhowa. " " I just saved your skin ,from that idiot. Who is that moron?" " Handimuzive ." " Why are you lying?" " Because I want to lie ,ndobvunzwa nani?" " Ungabvunzwa nani?" " Newe ka uri kundibvunza ." Takapinda mushop. Ndakatora trolley. " Chipusha . " " Ah inini?". " Asi ani ?" " Wait ndiri kuuya ndichipusha . " Ndakamira munhu ndizoona akuuya nemumwe mu face . " Haa Vinny . " " What !" " Saka iwewe hausi Kuda kundipushira?". " You know your problem vanhu vatema . This guy needs money ,Ini handisi Kuda kupusha mari ndinayo ,so hazvisi zviri Nani here ndimupe Mari yacho opusha zvake ndichifamba ndakaisa maoko muhomwe ?" " Zvese zvawataura hapana kana one chandanzwa ipapo . What were you saying?" " Nothing . " Aingonongedzera zvinhu mukomana uya achikanda mu basket. Hanga unosvika paunopererwa munhu asvika zvake pamushonga wemu toilet. " Grocery iri kuenda kumusha here kana Kuti pane patisina kunzwanana zvakanaka ?" " Kumusha ." " Manje kumusha ndiko Kuri kuenda mushonga wemu toilet ?" " Asi ma toilet ekumusha haaiswe mushonga ?" Ndakamutarisa ndakaseka. Antony akabva afona. " My person. " " Hahaha my person ndine hama yako panapa akuita basa rekutengera ana mama mushonga wemu toilet. " " Una Vinny !" " Indava kushamisika patabuda tese hauna kutiona ?" " Atleast kana una Vinny it's fine ." " Ok saka wati chii nemushonga wemutoilet ?" " Ndati vanonodira hobho honye dzofa . " " Ehoi ,regai vatenge . " Trolley yakanga yazara manje akumbana nezvima chips chii chii zvisina basa . Akatuma mukomana uya kutora trolley imwe ndakazofa nekuseka manje ava kutora nemvura. " Asi Vinny wakakwana ?" " Handina . " " Ndiri kuzviona zvangu. " " Ok. Chitenga zvauri Kuda zvandiri Kuda ndatenga. " Akadaro achiudza mukomana uya anotora trolly imwe. Ndakatanga kunhonga nhonga zvandaida ndaisambotenga saye aiita competition neni. Ndapedza ndakatenga nemari ya Antony. Ndaida umwe neumwe a present grocery rake . Takazochaisa zvinhu zvedu vanhu vaiva mumashure vachingokwenyana. Vinny kana shungu zvake akanga ava kutodya zvake tuma nuts. " Isha ,why usina kundiudza kuti tunhu utwu tunonaka ?" " Ndokuudza kuti tunonaka ndisina kumbotu testa here ?" " Tunonaka. " " Ndipoo . " " Ani ?" " Inini . " Nechandakanga ndichakumbirira. Munhu akabva atsvaira twese twaiva pa shelf akaisa mu trolley. Ndakangoti mashura ndinonamaziva Ini. Maziso evanhu manje ndakanga ndotonyara zvangu. Takazobva toenda kunoisa zvinhu mumota. " Yha wa shopper but kunonakidza hako ku shopper ." " Asi hausati wamboita shopping ?" " Ndoita shopping kuti vashandi vanozoita basa rei ? You know what Isha ,kana wazoita mari usakanganwa vasina Mari . You see at my house ,I have about 10 workers there. Do you think under normal circumstances, zviri necessary kuva nevashandi vese ivavo ? At my father's house kune about 40 or more ." " So Uri kureva Kuti unovapa mabasa nekuti unoda munhu wese ashande ?" " That's my duty pasi pano reku create mabasa ,Kuti vamwe vawane Ku feed mhuri dzavo. " " I understand ,saka unenge uchizovapa marii ipapo?" " Kana helper akawana 2_300 pane chakaipa here ipapo? Than Kuti ndipe munhu one 1000 yeku cleaner ko vamwe ?" " Une point hako. Plus wakandipa 1000 ndongoshanda one month ndakatosiya basa paya. " " Waona une pfungwa dzakaora. " " Se face yangu . " " Zvapinda papi manje izvozvo?" " Wakanditi ndakashata. " " Asi ndazoti wakanaka here ? Nanhasi wakashata but anokuda anokuda wakadaro." " That guy arikundida . " " Which guy ?" " Watasangana naye uya ." " Washaya zvekuita here ?" " Handina akanaka Wani ?" " Asina Mari ?" " Mari ine basa rei ?" " With money ,unowana zvese zvaunoda. " " Hahahaha says munhu asina kumbobvira aita girlfriend. " " Saka Uri kuzama Kuti chii ?" " I'm trying to say ,nemari yako hauna girlfriend ." " Problem yako ndeyekuti une problem Isha. " " No ane problem ndiwe usina girlfriend ." " Iwe une boyfriend?" " Asi ndakambova nayo ka." " So what ?" " So what kuita asi pane zvisiri kufamba zvakanaka pauri here ?" " Zvinengei?" " Ndichabvunza Amai vako handiti ndivo vakakubereka pamwe pane zvavanoziva. " " Mxm ." Akabva aisa volume . Takasvika kumba achibva andisiya ndakasara ndorongedza grocery nema department Aro. Mama ndakanga ndavanhongera mbatya. . . . . . " You look stressed,where is Antony ?" " Kumba ari busy with his assignments. Mangwana anoenda kumusha. " " So that guy ari serious about that girl?" " Which girl ?" " Chiskana chake chekumapurazi chiya ?" " Akanaka Wani. " " Yha but handina kungomufarira. But I think better atorane na Aisha vakafitana. " " Pawashaya nyaya wabva watoshaisisa zvekudaro here nhai akomana?" " Asi Uri kumuda here Aisha wacho ?" " That girl andidzikisira zvekuti I'm asking myself many questions. I'm strsssed Akim . " " Ati chii?" Akamuudza,Akim akaseka. " Arikuona Kuti unomuda ASI hausi kumuudza. " " Ndamboti ndinomuda here ndiwe wava kutondiisawo ka mind kandanga ndisina iwe. " " Hahaha kawanga usina here ok tomboti ." " But Antony anomada ma babe aye ese ari 2. " " Achimadii ? Hunenge hwatova hudyire ihwohwo . " " Hwei ?" " One person haangmboita 2 ma babe mumwe asina. " " Iwe ma babe anouya kwauri why uchiramba?" " Handidi zvinouya zvega ini ko kana zvine honye ?" Ndoda babe randoda kwete kuti ...." " Saka uchariwana kupi raunoda racho. * " Ndati handidi munhu anondi actira chete. It's a turn off kwandiri ." " Eho uchachembera usina mukadzi. " " Man ,I'm getting married this year ,watch me. "Akadaro achiseka zvake. . . . . . The following day Antony akairova Mota achinosvika pamusha pamai vake. Akawana Amai vake vachisuka ndiro . " Ah mama ko muri kusuka muroora wenyu aenda kupi ?" End of chapter 17
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 🥳 💜 🔥 480

Comments