MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
February 15, 2025 at 05:55 PM
hie mai muku plz hide and post Inini nehanzvadzi yangu we had issues and hatitowirirane zvekudaro,so muFace wangu akauya kuzondiona and hanzvadzi yangu yakaudza muFace wangu kuti ndikuHura nemukomana anonzi Prince ,so muFace wangu handina kumbobvira ndamuCheater and munhu anonzi Prince aiva customer yangu yemaCakes and akauya kumba ndikutaura naye zvemaCakes for less than 20mins ndobva aenda ,but hanzvadzi yangu yakanoudza mface wangu kuti ndakabuda mumba kuma10 ndakadzoka kuma2 can you imagine ,mface wangu akatsamwa akandirova mbama but iye mface wangu anga asina proof yekuti ndikuhura coz most of the time ndaimupa phone yangu oenda nayo kumba kwavo ndozoitora even after 3 days ,iye haana phone ,so ndakarambana naye but tanga tane 6months tichidanana and ndiye akabvisa virgin So the thing is akundifonera everyday achikumbira ruregerero ,but musi waakandirova akati end a kumba kwenyu handina kana basa newe coz uri hure,and truely speaking inini handihure Ndoita sei naye munhu uyu Mupe imwe chance👍 Siyananaye 💔
👍 💔 ❤️ 🎉 💦 😡 🙏 🚽 🤷‍♀️ 🤸‍♀️ 99

Comments