MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
February 15, 2025 at 07:32 PM
Ndakati ndadedzwa namai vepa next door vachiti huya murume wangu haapo ini nekudao zvinu ndokuti kune mukadzi wangu ndakwenda kubasa ndabva ndayenda pamba paye ndokunakidzwa tapedza muru wake ndokubva asvika ini ndokunzi pinda Pasi pemubhedha murume uye ndokuti enda kwamakoni unotenga zvandirikuda mukadzi uya ndokuenda achindisiya ndiripasi murume uya paakaona mukadzi ayenda ndokuphone kune girlfriend yakeo ndokuuya pamba ndakadzwa voice ramukadzi adedzwa nemurume uya ndokudzwa i voice remukadzi wangu mukadzi uya anga ayenda kwamakoni ndokudzoka murume uya ndokuti kune girlfriend Iya pinda Pasi pemubhedha uya wanga ndiri ndokuti baa kutarisana takatanga katukana ne voice riri Pasi Pasi ndichiti urihure chibva pano uyende kumba kwenyu
😂
😮
❤️
🎉
🙌
14