MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
February 15, 2025 at 07:34 PM
hie mai muku murisey I want to confess something mkomana wank haana kundipa vale so nhas paauya kunondiona ndaenda ndisina kupisika saka andibata kudai kwakubata pupu nanhas hatis kutaura ndinganzi ndashaishawo hre....nekut hapana chaanondiitira asi mari anenge anayo
😂 😮 👍 🤮 😢 🎉 😲 😹 🫵 50

Comments