King Lee Novels
February 12, 2025 at 12:27 PM
Hie Lee Sorry ndachikumbira mundiisiro nyaya iyi mu channel Inn l don't believe in valentine's and l don't expect kuti vanhu vanonamata Vange vachibhilivhawo mazviri nokuti valentine sekuziva kwangu yaive pfambi so what are we celebrating tiku celebrator chihure hr? Tikunetseka sei chihure chisiri kupera munyika this is some of it ...
😂 😮 🙏 😢 ❤️ 👍 108

Comments