Shona Stories 002🇿🇼
January 27, 2025 at 04:46 PM
🩵💚 Relationship ndochimwe chezvinhu chinogona kukanganisa hupenyu hwako zvachose be careful.Pray and be sensible kana woda kupinda murudo.Love can turn bright future into miserable life.Zvinorwadza kuziva kuti munhu waunoda is actually in love with someone else. Zvinozonyanya kurwadza to fall in love nemunhu anenge achitofunga dzakewo.Every relationship is a game of risk hapana anogona kuziva kuti ndiri kusarudza munhu kwaye or kuti zvichashanda here.Some relationship mistakes can cause life time regret. Search for a good moyo kwete chiso chakanaka and big shure.Beautiful things are not always good asi rangarira izvi good things are always beautiful.Kukura or pressure ngaisava reason yako yekuroorwa or kuroora.Kana uri single sometimes means GOD is putting you in reserve for munhu ari bho. Don't allow the rate of vanhu vari kuchata makes you feel left alone.Ayisi yese muchato iri normal mamwe mabhomba akamirira kuputika.While some marriages are motivated nekuda Lula Lula and money greed pasina kana rudo mukati. Be careful nemunhu wauchadanana naye ,the heart of a human being inozivikanwa chete na MWARI.Forget face, magaro, fame, shape, qualifications and money all these things become irrelevant ne nguva shoma wava mu marriage.. May God bless and guide us to the right people in our lives.Let's pray for God's wisdom in finding our ideal partners... 🩵🩵🩵
❤️ 🙏 👍 🫂 🌹 💃 💙 😢 🫶 119

Comments