Shona Stories 002🇿🇼
January 30, 2025 at 09:53 AM
Hi..King
I'm in the same situation na Sabina theres this guy aida kundiroora then maparents akati hautiigire munhu akaremara pano coz rimwe gumbo rangu harigonye ...vakasvika pa extent yekt choose waunoda INI mai vako nechirema chako ..I cried zvekutodaro
So kna urimusope or disabled vanhu vanokusema I told myself KT handiroorwe hangu ...
Sabby ndo favorite character yangu
😢
💔
❤️
😭
🙏
😂
👍
🔥
🖕
😮
156