Cupid's connect
February 2, 2025 at 05:43 PM
Hie hide ID Female 20 So I have this guy I started dating muna November last year and iiiii guys I feel like I’m the girlfriend his conversations are too dry and ummmm anoita seasingaxive kuti musikana anobatwa sei coz takaita month tichidanana paphone but never met and we both stay in Harare so I then offered to take us out for lunch tikatoenda ndikazomuudza kuti handichade relationship iye akaramba akati anochinja ende kusa meet up kwedu anenge asina Mari I understood him ndobva taita get back together but ummmmm hama weee kutaura paphone macho hazvisikunakidza tikuita kunge tiri mu friendship anoratidza anondida hake but haaxive zverudo izvi semaonero angu and he is 23 but sometimes pfungwa dzangu dzombofunga kuti maybe haandide because dai aindida he would do anything for me and at the same time pfungwa dzoti anokuda but haana Mari and haatozive kuti musikana anobatwa sei but amana munhu ane 23 Ndodiiko veduwe siya✊🏾 shinga❤️ Hey wanna reply her. .dear sister don leave the guy...kana asingazivi rudo please teach him in a way yekuti anonzwisisa variko vanotosvika 23 vasina kumbo jola so....soft ur guy as long u see love in his eyes. Be with him
❤️ 9

Comments