Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 04:58 PM
Mafuta ehwai ne Onion : ndiwo munamato we go back to sender. Munotora king onion mocheka mapiece enyu 4.Motora mafuta ehwai moisa mupani. Chiisai pamoto mafuta anotanga kunyunguduka. Mochiisa zvino onion dzenyu panobuda hutsi. Natirai hutsi iwoyo makafuka. Chitaurai zvino kuti kune wese anotumira zvakaipa kwandiri nhasi ndati akabata pfumo ndaabaiwe nepfumo rake. Akandirongera rufu ndaabaiwe nezvinhu zvake. Akandibatira Banga ndaabaiwe nebanga rake. Wosiya zvakadaro. Ndodaira kuti muchingopedza chete hapashaike anofona achida kuziva kuti mazuva ano makushandirwa kupiko? Iwewe nyarara chete. Nokuti muvengi anotsvaga chinobuda mumuromo mako kuti agone kukukuvadza. Zvino kana wati ziii aihwa vanenge vachikwesha nepfumo ravo
🙏
❤️
👍
😢
11