Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 05:02 PM
Madzikirira kana kuti Ukanzwa wotsikirirwa zvekutadza kumuka zvodudza kuti wapindirwa nemuroyi mumba Dzimwe nguva zvodudza kuti muroyi aripanze mumvuri wake ndiwo unenge wakutsikirira kuitira azokupindira warara Ukanzwa zvodaro pisa bute neupfu kana kumuka wosvuta bute ..kana kupisa mufa .ukanzwa usisina hope usafoseredza kurara Kuvhunduka wakarara kana kuti kuvhumuka kutaura wakarara zvoreva kurwiswa pane pasvika zvikara zvehusiku Varoyi . ..zvichidudza kuti mudzimu unenge uchida kutaura asi wobva wavhiringwa ..ndopaunenge wotaura zvisinga nzwisisike ...neimwe nzira vazhinji vanotaura voga vane zvipo ...zvinenge zvichida kugadzirwa kubviswa mbereka kuti zviwane kutuka varoyi Kana zvagadzirwa ndopaya pekuti unomuka uchituka kana kudzinganisa Varoyi Kune mudzimu unofamba nemvura ...Zviya zvokuti uchida kubuda kobva kwanaya mvura zvodudza kurambidzwa ..rwendo irworwo pabatisisei Ukakwira Gomo nemunhu akaipa kana vanhu vakaipa ./ ......worikwira uripa 50 percent yesimba unoburuka Gomo wava ne 20 percent zvodudza kuti unenge warikwira nevaroyi ....ndozvirikuitika .kunevazhinji ...ndichazokupai dzidziso iyi YeGomo kana ndafarisa ....Kudhonzerwa simba mugomo Kuvharwa mudzimu wanga wotaura mugomo Kurota uchidzinganiswa nemunhu ihondo Kurota uchidzinganiswa nemombe tsvuku ingozi Kurota uchidzinganiswa nenyoka ihondo Kurota uchiteverwa nembwa dzichida kukuruma imhepo yemapurisa Kurota uchiteverwa nemupurisa kana mapurisa Mweya wejere Ukasaisa like waverenga zvoita ndipedze nguva ndisinga tumire zvidzidzo Sei uchitadza kuyambuya rwizi kuhope ???
🙏 👍 ❤️ 😢 😮 50

Comments