Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 05:06 PM
*KUIPA KWENYORA*
*herbs n remedies*
*HONGU NYORA DZOTADZISA MUDZIMU KUTI ZVITAURE PAMUTUMBI*
Nyora chinhu chogara muropa chinofema ...ndosaka uchimbonzwa munyama dzako kumusana ne makumbo kuchivhuta vhuta ...zvoreva kufamba kwenyora ...
Nyora dzosvibisa ropa rako zvekusvika pakukuitisa munyama nokuti idzo itema kutaridza Rima ....
Kune nyora dzehuroyi
Koti dzechihure
Koti dzekuba
Koti dzejere dzekuti ugare wakapomerwa
Koti dzemunyama
Koti dzekusawanikwa
Koti dzekusawana
Dzo
Nyora idzi hadzibve zvekumhanya nekukweshwa nemalemon ne salt zvingapera kwekanguva katoko asi dzinodzoka nehuturu
Nekuti nyora mushonga wakazanganiswa ne poison yenyoka ...Nyora uchidzitemerwa vanotaurira zvavanoda kuti dzizoshanda pauri ...
Nyora i network yevaroyi kuti vakushandise ...vakabaya remote dzavo dzotanga kuva active muropa mako
Ndopanonzi mhepo yasimuka ...dzogara kumakumbo .ndokunowanzo kuiswa mudzi wadzo ....dzofamba neropa dzichikonesa zvose zvakanaka
Vazhinji mune nyora 80 percent hobho dziripa humha dzepa humha ndedzema fake promise kusaroorwa
Kutarisirwa pasi
Kuti uonekwe sechidhara kana muchembere
80 percent Midzimu yenyu haisi kuwana simba rekutaura pamuri nekuda kwenyora ....nyora dzakaipa ..dzinokonzera matambudziko ose muhupenyu
Nyora ukadziparwa nhasi zvakanaka shanduko yehupenyu hwako unoiona ipapo ipapo
Dzimu rako robuda ipapo ipapo ...kana dzagonekwa kuparwa .
Vazhinji munonzwa makumbo kuvhuta vhuta
Kupisa
Kukakatwa tsapfu
Kunzwa chiveve dzimwe nguva
Kusviba makumbo kuita black asi uchizora mafuta ...inyora idzodzo unenge wakatemerwa makumbo ...kutaridza kusungwa makumbo hauna kwaunoinda nehupenyu
Makadzi temerwa muzvidzva nyora kuti wawarara naye afuratire zvachose
Nyora dzikabviswa chikwambo chotiza zvakare nekuti zviri connected
Hombarume Wakadzi temerwa pamasvada ako kuti urare nechikwambo kut ushaye simba pabonde
Uri munhu mukuru asi unotarisirwa pasi nepwere🙆🏻♂️
🙏
❤️
😢
👍
😮
12