Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 05:07 PM
*Hello beloved* Nhasi ndimbokupai yambiro Ukaona wasungirwa raramo, mushando kana kutorerwa mudiwa Tora zai regarikuni kana ostrich boora kaburi Nyora zita remunhu akusungira hupenyu pabepa Chiisa bepa riya muzai Tanga kunamata uchikumbira zvaunoda kunyanya kubviswa munyama wawakauswa nemanake Chiisa zai pamoto kuzvika ratsva, bura ugeze naro wondorasa pamharadzano. Unosvika woti zvse zvangu zvawakatora zvavhara. Mhiko dzako ndave kudzirasa pano hapasisina chichanditevera Chienda hako kumba usacheuke kusvika wapinda mumba mako Chitanga hako kugeza hako nemukaka neweti nemunyu kwemazuva matatu *Uchatanga kuona shanduko muupenyu hwako* *Nhuka*
🙏 ❤️ 👍 😂 😢 😮 14

Comments