Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 05:10 PM
Unogona kuraramirwa hupenyu hwako. Neshamwari yako iwe waifana kunge une hupenyu hwakanaka ...hwoinda kushamwari yako nekuti akakuitira zvaakakuitira mukutamba imomo mukupfekedzana hembe nemukudya mose achishandisa simba rakakaipa Mota imba inotoitwa neshamwari asi zvaifana kuva zvako . Bussness unoritaura neshamwari yako raunoda kuita asi anomhanyira iye kunotanga kutozviita munhu akadaro mungwarire Waichinjana bilo kuchikoro nedofo asi wakazofoira dofo rakazopasa sei ? Hupenyu hwako hukuraramwa nedofo une chawakabirwa ...Zvironde kuti sei uchirota shamwari yako yakare isinga siyane newe ichikutorera zvunhu kuhope Chawakabirwa muzukuru neshamwari yako uchachitaridzwa njere dzakabiwa iwe hauchafunge zvoinda kumberi Munhu wauri kugara naye mumba semukadzi wako semurume wako sei ane godo newe ? Zvino nzwisa tsitsi kuti umwe akaperera kumudiwa wake asi mudiwa wake kumberi uko anoda kuzomuuraya apedza kumushandisa Hazvibetseri kuhura nemari yaunopihwa nemukadzi ukushandisa mwana wevanhu kana uchitamburamurambe Munhu wawaichinjana naye hembe ane mukana wekurarama hupenyu hwako kana iwe kurarama hupenyu hwake ...munyama kana lucky . Munhu waunoita naye bonde pane 80 percent yekuti urarame hupenyu hwake kuwana pfuma yaanofana kuwana iye..iye asingaiwane asi hurombwa ihwohwo Rimwe sandi bonde i business umwe mari yake anoiwana nebonde Business rake rosimudzwa nebonde mukurara nevanhu ndomunobva ropafadzo rake anoba simba pabonde nekuda kwemushonga waanawo . .hama yako inogona kuraramiswa nehuvhimi hwako iwe uchitambura *Nhuka*
🙏 ❤️ 👍 9

Comments