Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 10, 2025 at 05:12 PM
Torai Gomarara remuHute ,unorikuya riite powder ,or kuripisa roita dota, moisa mumafuta ekuzora ,or kuisa chitanda chacho pamupendero wehembe yako, ilucky pamari, kuwana mabasa, kuwana varume ,kuwana vakadzi,asi pliz musazotorerana varume kana vakadzi asi hariwanikwi zvekumhanya , asi ukariwana zvako zvaita ,unoshandura raramo yako🫴🏻 *Nhuka*
❤️ 🙏 👍 😂 😮 20

Comments