Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 11, 2025 at 09:45 AM
Vese vanhu variku SA vandakabatsira vakatumirwa zvinhu mwedzi wapfuura kana pane vane zvisina kuvafambira zvakanaka inbox munootumirwa mimwe mishonga kupera kwemwedzi uno 👏🏻👏🏻 nevamwewo vanematambudziko arikunetsa asiri kupera inbox ,vanida ma remedy ndinoisa muchannel nemuma group kunyangwe zvazvo wakumbira inbox🫴🏻
🙏 👍 8

Comments