Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 11, 2025 at 07:53 PM
Munhu arikuendera vanhu inbox uyo ndinokumbira usashandise zita rangu pakurapa kwako ,ini hanina wandakamboshoropodza kana kuendera inbox ,kwete nekupusa asi kubudikidza mekuziva chivanhu ,ndofunga ndakagadzira magroup kubva 2020 ndikazogadzira Channel 2023 imi musati matove kuita zvekubatsira vanhu uye handizive kuti munobatsira here kana kuti munongotora zvasendwa navamwe muchiisa muma chanbel enyu ,ini ndinoona machannel enyu mamwe achiiswa kuma group angu akavhurwa asi handina kubva ndakakusoropodzai ,vamwe mutori vana vadiki asi mave kuita chivanhu chekugamhira padenga ,ndichitiwo kumafolowa musati manzwa nhema tarisai kuti munhu arikukuudzai channel yake akagadzira rinhi ndipo pamunoona kuti ideederwa haro iro kunyangwe hazvo anem folowa akadarika angu ,asika ndinemamwe magroup akagadzirwa nemuzukuru wangu 2020 chaiko mamwewo akazogadzirwa ne number iyo yandinotaura nemi kuburikida nemi varapwi mati wedzerai magroup vanhu tikane tose Ndichafowarder voice rawaisira munhu pano uzvizive kuti ndareva iwe👏🏻
😢 🙏 😂 12

Comments