Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 11, 2025 at 08:03 PM
Handidi kukufumura kuvhura channel yako asi tarisa zvinhu zvaunoposta kuti zvakanzii?? Hongu unema folowa akawndisa nekuda kwekuti vanhu unoita vekutsvaka ,asi cisiyanawo ka nezita rangu pakutvaka vanhu kwako! Iye anobatsira anoita munhu wekutsvaka here?
😂 😢 👍 🙏 12

Comments