Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 12, 2025 at 06:34 AM
*NOSEBLEED* *MUTUTU* Pazvinhu 8 izvi poshaya kani one here chingapedze dambudziko rako? Dzvanyira pamhuno pako nemumatama chigodo che Ice. Dira Apple Cider Vinegar pachibhora checotton woisa mumhuno for 5 minutes Cheka fresh onions woifemhedza Inwa mvura inotonhora zvakanyanya.Dzimwe nguva mututu unobva wamira Nyika cotton ball muwhite vinegar wopfekera mumhuno. Sanganisa half teaspoon yemhiripiri iri powdered nemvura inodziya muglass.Inwai zvese kamwechete. Dzvanya mhuno nezvigunwe zvako kwe5 to 10 minutes.Fema nemukanwa. Isai mvura yaboiler mubowl .Chikurungai mvura iyi muchifemera zvakanyanya musteam iri kubuda.Itai kunatira. *Nhuka*
😢 🙏 😮 5

Comments