Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
February 12, 2025 at 06:37 AM
*Zino* Inwa ma Genpayne From pharmacy *Zino* Zino rineburi/mhango, Ini Ndanga ndinaro wo ndakangoti ndakurara ndakaisa Black nugget imomo makuseni ndakava bhoo nanhasi ndototsenga neikoko but gum richiri rakazvimba *Zino* Tsvagayi brake fluid iya yakanzi Dot 4 ye total iya modonhedzera pa buri ipapo rinonyarara zvamuchose. *Zino* Clere Glycerin Kana uchinzwa zino Tora cotton wool kadiki donhedzera glycerin rako isa pazino ririkurwadza.zvinorwadza asi rinonyarara kana rine mhango pfekera ipapo rinopora unogona kutoona tumakonye pacotton yacho. . *Zino* Kune vane dambudziko rekuora mazino. Unotswanya tswanya mashizha emugumtree wokwatisa nemvura shoma. Mvura iyoyo unonga uchiyifunda wozosvipa. Muti uyu unouraya makonye iwayo. Imwe nzira kugara uchidya tsangamidzi inouraya makonye iwayo. Imwe yacho unotora nhundurwa woisa mumazimbe akupisa wofukira wakashama muromo.Hutsi hwacho huchipinda mumuromo unotonzwa kuti pane zvakubuda mumuromo. Dzimwe nguva makonye anodonha mumuromo *MUSHONGA WEZINO* Vazino anonetseka nemazino, Neavo vane mazino anobuda ropa neanoita huziza/hugugu. Nevane mazino asingadi kuruma chinhu. Vane mazino ane mhango neakazvimba. Unotora midzi yemutsine vamwe vanouti munhungumira wotorazve twumashizha twutete twekumusoro twuye wokwatisa mumvura ingakwane komichi huru. Isa munyu wakati wandei. Mira zvitonhore zvishoma (usazotsva) wopfunda mukanwa (kunwa usingamedzi) uchikuchukudza mukanwa sezviye zvatinoita tichikwesha mazino. Kusvika komichi yapera. Izvi unoita kaviri pazuva mazuva mairi chete. *Herbal Treatment* Activated Charcoal Charcoal toothpaste *Kurapa zino* 1 tsaga nhundurwa. 2 wotsvaga chitanda chakati rebei (30cm). 3 panodiwa wesy( dhende) - worimonera pachitanda chiya sezvinoitwa urimbo . 4 svinira nhundurwa pachitanda chiya, make sure kuti muto nemhunzi zvabatira padhende riya. 6 tsvaga dhishi rekugezera maoko . 7 tsvaga candle - woribatidza worimisa pakati pedishi. 8 dira mvura shomanene mudishi - candle rirambe richipfuta. 9 Tora Jira wofukira wotanga kupisa chitanda chiya chenhundurwa wakashama muromo utsi huchipinda mumuromo chaimo.. 10 zvinokachidza saka unopota uchivhura Jira. - unotanga kubuda masiriri ( rute) ruchipinda mudhishi muya. *Results* Paunofukura , uchaona tukonye tuchena tune musoro semajuru turi mumvura iya . Kana ukanzwa zino richiramba richigwadza ziva kuti pasara mamwe makonye saka pamha zvakare kusvika abuda ese. Hazvinetsi kuziva kuti abuda ose nokuti rinonyarara ipapo ipapo. *Zvinongoitika chete kana zino rine buri* *Mazino* boil mashizha emupangara kana muzeze. Mvura yacho munopfunda mumukanwa pazino racho moisvipa. 2.zino boilisa nhundurwa usina kuyicheka asi iya yakaita yellow pfunda mvura yacho chero mudzi wemutsine futi Boil mutsine and funda mvura yacho kana une problem yezino. Boil mashizha emudomasi and funda mvura yacho kana une problem yezino *ZINO RINORWADZA (rine mhango)* * Tora mhiripiri sanganisa ne sauti isa mumhango macho * Tswanya ginger isa sanganisa ne sauti isa pamhango * Tora ginger, garlic ne onion tswanyai sanganisaI ne sauti isa pamhango Zino rinonyarara Kana zino renyu rinemhango munotora cotton moenda pamuti wemupaw paw moubaya nekawaya unobva wabuda mukaka moshandisa cotton iya kutova tova mukaka uye cotton painowandirwa nemukaka munoipfekera mumhango morumanisa mazino enyu kwe 5minutes kana kudarika munotonzwa ipapo ipapo kuti panechinhu chakufamba muzino anotoita seakukweshana rinenge ririgonye ravhiringidzwa nemuto wemupaw paw rinobva rafa asi hamumedze mate munopota muchimasvipa.. Zviri funny rinobva ranyarara ipapo ipapo hamuzorwadziwe nemazino futi anotozopera nekungofufunuka ega pasina kana marwadzo. Hamuise zicotton motora inokwana mumhango yodarikira mbichana kuitira pakurumanisa mazino yakapresera cotton mukati. *Nhuka*
🙏 👍 😢 8

Comments