MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
February 13, 2025 at 07:35 AM
*Valentines Day*
Valentino Rose was a cursed prostitute. Akaita bonde nevarume vakawandisa pahupenyu hwake kupfuura mukadzi wese wemu Italy. Paakafa, muPriest akati chokwadi ngachibude pachena,murume wese anoziva kuti akaita bonde nemukadzi uyu ngaaise maruva🌹 paguva rake kuitira kuti mweya uyu wakatukwa usazove kuvanasikana vako. Varume vakanyara kuendesa maruva masikati, vakaendesa husiku. Pakuyedza kwekunze maruva akanga azara 3 hectares zvakaita kuti vanotengesa maruva vaite mari yakawandisa. Saka chinozonzi happy valentine' s day chii ipapa iro riri zuva rePfambi? Mwari vachiti kudii nazvo? Ko maruva zvaakaendeswa paguva reafa, muri kupirei vapenyu,for what reason? Changamukai vanhu vatema.Musaitiswe zvinhu zvamusingazive kwazvakabva nako. Tsvagai nhoroondo musati maita chinhu.
Celebrating prostitute's day thats why ma demons achingotiteera.😭😭😭
*God bless you all*🙏
Follow this channel
https://whatsapp.com/channel/0029VagBPeLK0IBpjGw7mK2f
😂
❤️
😮
👍
🙏
🚮
👎
😢
✌️
❌
52