MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
33.7K subscribers
About MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
Mutundashuga family ๐ฒ๐๐ป info๐๐๐ป +263719037050
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Rimwe zuva ndakabva kuchikoro ndanaiwa nemvura.โ๏ธ* *๐๐ฝโโ๏ธ Sisi vangu vakati stupid brother sei usina kumira mvura ipere kunaya wozouya* *Sekuru vangu vakati stupid muzaya sei usina kuenda kuchikoro be umbrella.โ* *Baba vangu vakati stupid son sei usina kukumbira kuhwanda mvura Kumba kweshamwari yako wozouya yapera kunaya* *Amai vangu vakati nenzwi nyoro stupid rain sei usina kumirira mwana wangu atange asvika yozonaya vachindiomesa mvura kumeso musoro nemumaoko.* Chidzidzo chatinowana ndechekuti hapana munhu anokuda pasi pano kudarika amai vako! *Luv yu momโค๏ธ* *No one can love you as your mom๐ฅน๐๐ฅฐโค๏ธ๐๐๐ฝ* Drop one emoji for your loving mom๐๐ฅฐโค๏ธ๐ฅ
*Ngwarirai Phone Mumarriage!* Follow this channelโ https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 Ngwarira phone yako shamwari usazoti avana kundiudza. Kana pane mudziyo uri kushandiswa na Satan kuparadza dzimba munguva ino chinhu chinonzi PHONE. Chinhu chidiki chino kwana muhomwe but chaputsa dzimba dzakawanda. Kana uchida kuraramisa marriage yako munguva ino make sure phone yako haityise kubatwa nemurume kana mkadzi wako mumba. Kune vanhu vano buda ziya chairo kana phone ikapinda msg achigeza anoita seachabuda akashama .Hama ngatingwarire chinhu ichi. Hapana chinhu chinopa mkadzi/murume rugare sekuti phone yako ino ringer okuudza then iwe woto daidzira kuti *dairai phone iyo I'm busy. Kunyanya mkadzi anobva anzwa akachengetedzeka mumba make. Avoid ma pin code & pattern isinga ziikanwi neumwe wako. Chero pasina chakaipa mairi but kuikoshesa kwako kunopa umwe wako kufunga kuti chaya chengeterwa kudaro chii? Make sure phone yako ino shandisika chero usipo . Ukaona uri mhando inema chats okuti ukapedza kutaura you delete kuti murume/mkadzi wako asaona ziva kuti mweya wechihure wakunyangira. Ko zvakanaka zvino dzimirwei uye zvakaipa zvino taurirwei . Kune vamwe vanotova nemhando yema what's up inoenderana nemhando yehundururani hwake, inogona kuviga tsvina yema msgs zvokuti unopererwa. Baba /mai vakuru vanoita kubhadharira mari kutsvaka what's up yakadaro kuti vazviputsire imba zvakanaka. Ngatitendeukei Hama nguva ichipo tisazo chema mangwana. Ngwarira phone iyo Hama yangu. Unoziva here kuti unogona kugadzira hunherera hwevana vako pa phone yako? Unoziva here kuti hurombe, kupfuma ,rufu unogona kuzvi gadzira pa phone yako izvozvi? Chokwadi baba/mai vakuru mungashinga kuchengeta phone izere vanhu vakashama? Vamwe ma pornography ari muma phone ,kudzidziswa bonde nema demons . Do you think kuti kune munhu ane dzaka kwana anoshinga kutorwa video raano ziva kuti richa tenderera the whole world achiita bonde? Unoshinga kuona ma demon achiita bonde uchitorwerwa rute pakadaro. Ngwarira phone iyo. Chokwadi here kusvika pakukura muhunhubu kusvika pa level yoku saver number yepfambi kuti Doctor? Mazita arimu phone waka saver sei nhaiwe? Kana phone yawora nezvivi unoona baba vachigeza vakaruma phone pamuromo. Chokwadi uno donha weight nekuda kwe phone iyo yauri kuzviregeredza kudaro. Murume/mkadzi anosvika pakubatwa nehope akamirira kutamba nemunhu ari online. Mumba tauriranai time yokudzima phone tomboita zvemhuri bcoz tinga chengetedza phone tichiuraya mhuri here nhai veduwe? Phone inogwarirwa kugara iripa 100% but rudo mumba 3% wadii kumbo chengetawo marriage yako. Chokwadi here mai vasingabvi online nekudura kwaakuita bundle but mkati vakapfeka tyt yakadambuka. Kuda phone kusvika pakukanganwa kuzvitengera nhumbi yakakosha nekuda kwana bundles. Ngwarira phone iyo hama inokuuraira marriage wakarivara. Hama ngati tendeuke pamweya wapinda kupfurikidza nema phone edu. Chokwadi phone yokuti ika ringer munhu anondodairira panze asi memuchironga kuponda kani? Phone yakanaka baba vanongoti dzorai volume ye TV ndidaire phone mumba umomo ko zvakaipei? Be blessed. Have a wonderful and blessed day. Amen

Mange muchizviziva here๐๐ฝ? Zvikonzero zvinoita kuti musika or mukadzi arairwa natete or mbuya kuti awache pant yemurume wake?๐๐ป๐๐ป๐๐ป๐๐ป 1) Kuwacha pant yemurume wako zvinoita kuti ukurumidze kuziva kuti murume wako haana chirwere chepabonde here kana kuti kwete. Zvirwere zvakaita seSiki or Gonorrhea zvinokurumidza kuoneka papant remurume especially kana achiduda ropa or urwa panhengo yake nekuti zvinosarira papant. Smell chaiyo yepant inokuudza kuti murume wako haasi kurwara achifamba here Nguva zhinji vakadzi vanozoona urwere hweSiki hwatokura uye hwavekunetsa kurapa. Varume vazhinji vanobatwa nezvirwere zveSiki havatauri kumukadzi saka vanongozorera kumukadzi chinyararire. Most women die silently vachifunga kuti chibereko chirikurwadza izvo pamwe iSiki yatosvika kumuromo wechibereko. Mukadzi wese usafunge kuti ukanzwa pain mukati menhengo yako ibva vafunga kuti iSiki or chibereko. Kurumidza kuona Chiremba or kuenda kuchipatara at times it's cancer or Siki or chibereko. 2) Kuwacha pant remurume kunoita kuti mukadzi akurumidze kuziva kuti murume wako anohura here kana kuti haahuri. Paya paunoudzwa naTete or naMbuya kuti mwana wehanzvadzi yangu wavekuenda kundoroorwa uwachire murume hembe dzake nepant vanenge vachida kuti uone kuti murume wako akavimbika here. Murume wese akahura nyangwe akagezah nhengo yake sei, papant pake panosarira hurume hunoerera after sex or ageza avakufamba uye unonhuwa sefish mabreams. Murume kana asina uhura, kumberi kwepant yake kunonhuhwa ziya rejende. Mukadzi unofanirwa kuziva kunhuwa kweziya rejende or masperms. Ukaona usingazivi mutsauko wesmell mbiri idzi ziva kuti hauna kurairwa or hauzive hwema hwemurume wako. Murume ega ega ane hwema hwake hwakasiyana neweumwe murume. Mukadzi akawacha pant anokurumidza kuziva kuti murume wake akavimbika here or kwete. Ukaona mamarks ewhite akaomera pamberi pepant anenge madzihwa fembedza unzwe smell yacho. Ukanzwa kunhuwa fish smell or condom ziva kuti abva kundokwira girlfriend. But ukanzwa a very strong smell iri unusual or inoita kunge chinhu chakaora ziva kuti murume wako anechirwere chaari kukuhwanzira saka unofanirwa kuzotarisa pane light nhengo yake. Vakadzi vazhinji varikudyiswa mboro ine Siki or thrush ozoona wavakuita maronda asinganzwisisiki pamuromo. At times unenge wadya Siki or STI. Be careful pakudyanana, please usamhanyire kudya mboro murima, inspect it first. Saka mukadzi akangwara anowacha pant remurume wake to check for STI, Blood stains or Sperm residue on pant. 3) *Kuwacha pant remurume wako kunoita kuti muite build trust to your husband plus zvinosimbisa bond. Unosema sei tsete dzemurume wako iwe uchidya mboro yake or akarwara zvekuti anozviitira tsvina saka ucharasa mapant ese aitirwa tsvina here? At times ukawacha pant remurume wako zvinobatsira kuti achinje hutsanana hwake nekuti aonyara kuti tsete or tsvina inosarira papant inozoonekwa nemukadzi pakuwacha* *Kwanhasi ndombogumira pano.*

Tisadaro varume vakadzi vopfekei

*BEDROOMM LESSON๐ฅ* *โฌ๐๐ฐ๐ญ๐ญ๐ฐ๐ธ โคน๐๐ฉ๐ช๐ดโคธ ๐๐ฉ๐ข๐ฏ๐ฏ๐ฆ๐ญโฌ* Dear ladies and gentlemen here is a very special lesson rekufadza baba vemba or mai vemba.Tym yekuti makuenda kunorara iye toziya memuchitonzwa kuda kumbo.....hntie.So nyaya iripo ndeyekutii mava mumagumbeze enyu paye sevanhu vanoda kumbo......isu hatiziye matangire amoita kusvi..rna kwenyu hntie.So sometime varume we need to be romantic tangawo nekufiller maNipples emukdzi wako so that anobva apinda muGear hntie start by kissing each other muchipapanan romance hntie kusvika mukadzi atota ava machakwi kuzasi uku thru romance iyoyo varume musanyare kuyamwa mazamo evakadzii venyu ava izvii zvotoita kuti anyatsonzwa kuda manje so musanyare.Do you know kuti kuisa be*che remukadzi mumukanwa is the biggest romance yekuti anogona kutokutundira nekunakirwa ere so idya mab**che aya hntie muchisveta matini tini aya hntie so that mukdzi anobva azara magetsii muiri wese and nemiwo vakadzii musanyare mudya mb*r** dzevarume venyu zvovapawo power and zvinokwidzwa maFeelings evarume izvozvo.Then mukadzi kna atota paye we don't know memakapfeka ere or memusina but my advice is during romance mese ivaii makashama hntie,Right mukadzi atota paye ngaanyatso vhurwa maakumbo or iye ngaanyatso vhura makumbo zvekutii mh**+a inoonekwa kusvika kumberii hntie.Then murume chibva wabata mhta yemkdz wako wotnga kuitambisa nechigunwe huuuh munhu anoita seachafa kkkaah nekunakirwa imika musatmbe nekutambiswa matinji netugunwe utwu unofa nekunakirwa kani.After that murume chibva watora mb@ro yako yoipinza low low mub&che remukdzi wako after that chibva wakoira low low hntie newewo mukdzi hntikona kuita saga kaah mese chibvaii matanga kukoira low low muchiita kuchiweedzerawo speed kaah kusvika makunzwa kuti takuda kutunda manje.If muchiita ๐ stlye kaah varume musaisa mb@ro straight iisieyii ichirova kaAngle kekumusoro soo huuh imi izvozvo zvonaka manje.We know vakadzi motonzwa kuti murume akuda kutunda manje ร pa wangonzwa izvozvo ita sewakumutekenyedxwa mumbabvu umu maiwe anobva atunda kana cup chaiyo nekutofa nekutofa ipapo ipapo...muzviite makangwariraa kuuraya vanhu imi vakadzii caz murume ipapo anotunda not zvemaFunnies anogona kutomborara kn kwe7hrs anakirwa hntie....so ivaiwo Sweet vakdzi nevarume uko hntie and ngatiiteiwo bonde tageza vnhu kunhanzvana ziya hakunakidze hntie so gezaii vnhu hntie... โฅ๐๐๐๐๐ ๐ ๐๐๐๐๐กโก & ๐ โ๐๐๐โณ LIKE SHARE AND REACT ๐๐ฝ

Oatmeal, apple and carrots! I don't eat any sugar at all! No flour Ingredients: 2 cups (200 g) rolled oats, chopped in a blender 1 teaspoon baking powder 1 cup (240 ml) milk of your choice 1 carrot, grated 9 dried apricots, rinsed with hot water and chopped 4 tablespoons raisins, rinsed with hot water 1 apple, grated

Easy Hake recipe (fish) Ingredients 500g Hake ( fish) 1 tsp onion powder 1 tsp lemon and rosemary (optional) 1 tsp paprika 1 tsp baking powder (optional) 2 tbsp bread crumbs 1 cup flour 2 eggs (medium) 3 tbsp milk Knorrox seasoning (you can use your favorite seasoning salt and according to your liking) Preparations 1. In a bowl add flour,bread crumbs, baking powder, paprika, lemon & rosemary, onion powder and seasoning salt mix well. 2. In a separate bowl add milk, eggs and cooking herbs mix 3. Coat fish with flour mixture, dip in egg mixture, then flour mixture again. Deep fry fish until golden brown both sides.

*KURASA MVURA PADIKI PADIKI / FREQUENT URINATION* CALL ๐ ๐ฒ +263788657913 APP +263713276151 ๐คuku kutadza kuchengeta mvura inenge isisina basa iya mumuviri kwekanguva kakati rebeyi , muchingonzwa kuda kungonoibuditsa padiki padiki. *Zvinombokonzerwa nei*โ - 1๏ธโฃ Prostatitis - kuzvimba kweprostate/ gunere gland rechirume. - 2๏ธโฃ UTI ( urinary tract infection ) - this is an infection inoitika kunhengo dzinosanganisira bladdar , makidneys, neUrethra. - 3๏ธโฃ Diabetes - sugar ikawanda muropa inokonzerawo kuti munhu anzwe kuda kuenda kutoilet nguva zhinji. *Zvinonyanya kuitika kuvanhu vakadiniโโโ* 1. Vakadzi vanenhumbu 2. Varume vatikurei pamakore 3. Vanhu vaneSugar 4. Vanema infection ms kunhengo like yeast infection, vaginitis etc. If you're experiencing such , get in touch +263713276151 CALL ๐ +263788657913 https://chat.whatsapp.com/IxIIdVtueug9OE6QYDcy7P
*Looking for where to shop luxury yet affordable wigs* *We deal with all kinds of wigs and hair from blended wigs ,fibre , human hair ,100% at a cheaper price* Our wigs are exactly as they are on picture Water wave full frontal wig $30 10 inch bob wig $35 Water wave full frontal $25 Water wave pixie $20 Curly fringe $10 We are mobile and we deliver in Harare CBD for free and outside CBD at a fee Outside Harare we use FedEx and buses For more information contact 0778313204 Join๐๐ป https://chat.whatsapp.com/F1U1eE9xwJvGsqAJmVqq9a