MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
February 13, 2025 at 03:06 PM
*Kugara ndiri single hazama kupodza vanga pamoyo😭😭💔* *Mumwe Musi ndakaty regai ndishanyire Mkomana Wangu Ndakasvika Kumba ndokusvika Achida kupinda muBathroom kuty Ageze Akanditsvoda ndokuenda zvake kunogeza Ndokusiya Phone Yake Patable.Phone Yakarira Pekutanga ndokuona Pane Zita rakanzi Macheso ndikaty Ah! mufesi wangu ave kumberi anotofonerwa naMacheso,Kechipiri yakaRinger tarise ndione pakanzi Jah Prayzer,Kechitatu ndakakaona yakaty Winky D ndikaty Regai ndiBeeper nhamba dzanguwo ndione kuty Dzakanzi Chii wanikwe Nhamba dzangu dzakanzi Hosiah Chipanga😭😭😭😭🤦🏼‍♂️💔💔*
😂 👏 😭 😮 34

Comments