MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
February 13, 2025 at 03:09 PM
*CHIRI KUPISA iCHI* Ida murume wako weekend pfekawo hembe dzinonakidza kuona kwete kuswera usina braa zamu richinge runda mukadzi mukuru Murume anoda kuonawo wambobuda semuskana waakanyenga uya kwete kuti pese ungori zimbuya reshwa no madzimai Ndosaka vamwe venyu muchinzi adzimai vangu instead yekunzi madam or wife muchipiwa introduction 👸🧟 Mapfekero ako anoenderana neintroduction yauchapiwa unganzi wife yangu kana madam wakasungira zizambia usina braaa zamu rakarembera😅😅😅😅😅😅😅 Kana murume wako asingade umuke uchimusiya aiwa imbomudziisa sure zvodiwa futi Kwete kuzorara kunga une mashares kuDoves Morgan zvekuti murume anokunetsera chikafu wakarara apa haugone kurara zviri sexy unorara wakashama muromo uku uchitsenga nekubuda masiriri aiwa mukawo😅😅😅😅😅😅😅😅😅be smart than yr husband kune vakadzi vanokundwa smart nevarume anoita tsvina inodzima tv chaiyo 😅😅😅😅 Murume achipenya ukaona urimukadzi uchikundwa smart nemurume ummmm gadzirisa fast haufanirwe kuudzwa nemurume kuti apa pane tsvina ngaaone zvakarongeka Uye kana iri weekend idyaiwo zvishoma mozodyisa vabuda kwete kugarira zimukonde resadza uchidya uchidikitira izvo moita dzedzi vasipo madzimai Weekend ndeye kudanana nekutamba Follow this channel ↕️✅ https://whatsapp.com/channel/0029VazzJYm35fLxBRI9PC2h Kune vakadzi vasingagone kusekawo nemurume even murume akataura joke dzorova srs kunge dzikudya harurwa kkkkkkk Love ladies inonaka kana mozogara moziva here kuti zvirikutitwa nevarume venyu kushaya love mumba Love haina zera mufunge kuda murume wako hazvinei nezera Kana zvine zera sei vana sekuru vachizononyenga tuma form 4 inhau yekutsvaga love kudiwa chaiko Weekend bika tuma stondido uchiitira murume wako Kana usina kanga tunzungu tumaputi zvinonakidzawo so Kwete kuswera wakatuzura murume kunge tv yaenderwa nemagetsi😅😅😅😅😅😅 Umwe haagone kuyemera murume kutaurawo zviri romantic so Kuyema zvomisa nhengo yababa Kwete kuzoti dady ndoda tadha yangu chibharanzi ichocho😅😅😅😅😅 Zviya kana manzi nana dady handei kunogocha or out kwamafunga plz tsengai zvakanaka kwete kutsenga kunga mowacha manapukeni apererwa nesipo noo madzimai mangwana mosiwa Pamuri kuendwa nemi zivai kti kune vanomboendawo nhai 😅😅😅😅😅😅 Even kuseka sekawo zvine hunhu madzimai kwete kuonekwa gurokuro uchiseka ummm zvomakisa Kana tichifamba madzimai Kune step yekufamba nadaddy nestep yekumhanyira upfu kwaOk hwabuda zvinhu 2 zvakasiyana Nadaddy take it easy famba zvinyoronyoro kwete kufamba kunga bhiza shena yakati tiba noo madzimai murume ndewenyu fambai zvine kudzikama mukati😝😝😝 Kozotiwo vakadzi vanongosura pane varume even chikave chikudo chekumba kwenyu ummm mukadzi kundwa nemurume kusura kwacho Kwete kubva wakoka kuwomesa mbabvu uchitsvaga chimusuri kuda kukunda murume noo Zvimwe unoita uriwega Tozviziva varume Havana door pavakadzi pakusura but zvimwe sura uri wega😅😅😅 Hanzi nevarume hapana chobhowa kunzi mukadzi wako anodyisa Uye ukatarisa muromo wake achidya unosvotwa Vana marwei kana vachidya vanonakidza kuona anenge achinyaririra so kwete kuita speed yembwa nhatu munhu achidya chete Hanzi unonyara kuzoenda naye kuparty dzekubasa anokudaidzira some more ukapinda pasi petable nenyadzi😅😅😅😅😅 Plus kana varume varipo musapfekawo mapant akadhabha vaskana renenge roita kunga baloon rapera Mweya.kkk pfeka pant rokwana Usapfeka roshinya fut une woita tugaro twakapomba hazvizi sexy mhani zvoita kunge kuseri kwefoshoro magara akapombwa Magaro ngaazorwe mafuta ayo kwete kuita magaro akaomarara murume kana akubata anobata pakaomarara kunge papwanyirwa zai reToki 😅😅😅😅😅😅garo ngaripfawe baba vabate seri neseri sengoma yeZion vachizipirwa zvavo 🎑zvirimudzimba Ndovimba mabatsirika 😜👨‍🎨🦅🥷🐗
😂 ❤️ 🙏 🔥 😢 👍 😮 22

Comments