MR LESLEY NOVELS, STORIES ,CHIKAPA ,CHINAMWALI BEDROOM LESSONS, JOKES
February 13, 2025 at 05:39 PM
Guys vakadzi havazombofa vakatida 🙌🙌rimwe gore ndadanana neimwe sugar mama yanga ine bundu kumashure uku 😭😭😭bundu racho raigona kungomuka richirwadza saka pese pavanenge vakuda kuenda ku toilet vainetseka pakupukuta apa 😭😭💔💔💔saka vaiti kana vapedza moms ivavo vaibva vauya voti Tich nditarisewo kuti ndanyatso pukuta here ndisazonhuwe 😭😭😭apa vanga vaine mazinyama nyama Aya anenge sausage 😭😭saka ndaibva ndatanga kuvapenengura ndichitarisa, kana vasina kupukuta mushe Ndobva ndavapedzesa 👀👀👀 Pakazongobuda Mari dzemurume wavo dze penjeni vakabva vandi dumper 😭😭😭izvezvi varikupi , she is nowhere to be found ndangosara nema memories ekunhuhwirwa kwandaiita kana vabva ku toilet 🙌🙌🙌💔💔 Vakadzi muchatsva kudenga 😭😭😭😭😭
😂 😮 😢 🚮 🙌 47

Comments