Harare Mirror News And Talkshow
February 8, 2025 at 06:05 AM
Hie tete plz hide ID ndakasiyana nemurume wangu December ndine vana 2 ma twins Vaskana vane 2 yrs ndrkupfimbwa nemurume wemunhu apa ndewekuziva ndaivakweretesa mabhero andaitengesa vese namadam bt pandakavaudza kuti ndakugara kure mukadzi wacho akatanga kundipindura rough pafon achiti andina kana cent hanzi nemurume wancu mari yenyu amuchaiwani coz makamutuka ....Ndibvuma hrre murume uyu cz akundipfimba his willing kundichengeta nevana vancu arkutonetsera number dzehama dzancu mari yekuti nditengere vana zvekudya akatotumira pafon akutoda kuti tiende kuma intro Haachada mukadzi wake anomuka husiku kuma 12 kufona ari panze ..Zviri safe here kana kuti ndosiyana nazvo Yes 👍 No❌ https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
👍 😮 😢 😂 ❤️ ⚔️ 🏃‍♀️ 118

Comments