HoTalk Zimbabwe
38.4K subscribers
About HoTalk Zimbabwe
All hot
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
Vakadzi chii chamuno chiva🙈 pavanhurume😊 Koz isu Varume tinoda magaro🍑

Current hubby arikundirambidza kuenda kurikuiswa tombstone rababa vandakaita navo mwana wekutanga ndodini?
Admin can u approve my post and hide ndingaonwkwe NEMA haters My son ane 4 years anotuka vanhu achisimudza middle finger akazviona muma film Ivo vavakidzani vomurova vachiti watituka zvinyadzi. He still young haazvizive kuti zvinonyadza I'm so disappointed nevanhu vasina care NEMA toddlers especially mine Ari intelligent. I'm not happy nezuro akarohwa nemumwe mupharoah wepa next akarara achivhumuka whole night ndakutoona kuti akabatwa nebuka I'm thinking ku reporter case nekuti it's not fair https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
Don't sacrifice your happiness for a woman. Don't train any woman in school. Don't give any woman a life that you have not given to yourself. Dont pedestalize any woman. Don't empower any woman unless you are 90x better than her. Listen to me brothers: IF you know how fast women forget the good deeds and sacrifices you did for her, you will fear women. The truth is, all the things you are doing for her means absolutely nothing to her and you will only discovers this when she finds your replacement and that is not difficult for her. The only time women remember is the bad you did to them and not the good. A woman's loyalty is not guaranteed. Anything you are doing for a woman just count it as loss, never do for a woman what you can not let go. Be wise. https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
Haa kana mazogara ka munhu akauya neidea yebranch ka ane nzvimbo yake yaakadzirirwa yakanaka zvikurusa,kutaura kuno ingori smile after smile branch roziva zvaroita haro irori kuitwa mwana mucheche chaiko.Ko ndaimboziva kuti munhu anotozodzoka kuita kunge mhandara kana wadiwa hako ndaizvizivirepi nezimushurugwi rakandiroora iri sex yacho ingori fugu ndee kuri dry kudaro worara hako kuchirwadza uku nxa no romance no what mxxxm,kotiwo branch roita kubva newe kure chaiko nayo romance kunyatsosvitswa chaipo chaipo apa harina kuomera eeh ko ndaimboziva kt kunze uku kune varume vanoziva zvavanoita aiwa ana judge Judy muri free henyu but muskana Ari happy kuno.Shurugwi rerume iri richifunga kt rondifixa nemahure aro kudzoka kumba kuseni aiwa ndinenge ndakarara dzehumambo kana kugaya kuti kunze kunei kutotanga kuglowawo wani nekudyiwa,neiwayo ndinoti hareroya https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
murisei please hide my identity. Nyaya yangu yakamira so ini I had a friend Wandaitamba naye for many years tichiita madhiri tese so this other day he came to my place kuzotandara hedu, takagara kudaro his sister also came pamba pandaigara aivawo naMai vaaizivana navo. Inin I didn't know kuti ndisisi vabhurur wamgu until that day. So my friend introduced me to his sister akati my sister is looking for a job inini ndambonzwawo hang mabasa echikadz muvachena mandaishanda ndkati OK saka akabva andipa number yake. Ndakagara nayo for almost 2 months mufoni mangu since ndasina basa randaive ndanzw I didn't call her. So it was December time the girl I was dating wasn't around I dicided to find someone wekuspender night naye then I phoned my friend's sister ndichamuti Saru. Akati you can come to my place I'm alone. Ndaenda kumba kwake usiku she gave me directions it was not too far from where I was staying. When I got there I found Saru sitting nemwana wake aive ne 3 years but handin kufarira life yaairarama ndkatanga kunzwao2 tsitsi hngu after tatandara ndakati I'm going back kumba kwangu Saru akati no chitongorara this place is very dangerous usiku kudayi unogona kupondwa. Taigara kuDurban. Ska ndakazongorara zvekushinga. Ndakadya bota only one round. Ndkamukir makusen kuend kumba kwangu and I told myself kut that was first and last kurara naSaru nekuti Moyo wangu waisamuda after I saw life yaairarama. An also I didn't want to betray my friend. After 2 days Saru came to my place achida kut tienderere mberi ndkati no zvakatokwana akabva asiya apwanya TV yangu akapopota akaenda. After one year ndkazonzw akufon achiti ndine mwana wako kuno apa anga aaku Zim izvi zvaane years zvaitika nanhasi anongoti mwana ndewako please guys help me zvakadayi zviriko here kana paine akambosanganawo nazvo. Thanks kune vachabatsira https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
A SANGOMA sold a car he had been given to perform some rituals for a businessman who owns a butchery. Banda allegedly indicated that he needed to conduct some overnight rituals on Mpofu’s car, a Toyota Mark X, which he was using to supply meat to his customers. HMETRO
Hide 🆔 Ndakabatwa red handed ndiine girlfriend naMadam. Ndikabva ndasvetuka ndokumbundikira mukadzi zvakasimba girlfriend ikatiza iri musvo , hembe yakaita dzekugukuchira. Then pakaitika bongozozo ipapo. Tikagadzirisana nyaya ndokuita seyapera. Then the other day pakangoita kakukanzwisisana naMadam, apa paStove paiva nepoto yemaguru yaitokwata😔😔. Vakabva vatora banga vakati, "unondijairira zvekuti nhasi ndoda kukutumbura!!". Takakikiritsana ndikatora banga, vachibva vatora Sando ndokundikuta musoro vachibva vanditekesha mumbabvu kamwechete. Ndakarwisa Hama dzangu ndikatora Sando yacho vachiita sevagarwa neshavi .. vakangosvetuka vachinobura poto yemaguru aye ndokubva vaita yekupotsera yakananga kumeso. Hameno Hujekichani hwakabuda sei .. pakuivhika ndakatsva mhasuru nechest zvakaipa.. apa ndanga ndakapfeka shirt ndakaita takk-in😭😭 mamwe maPiece emaguru akapinda achinogara muchiuno😭. Ndakabuda mumba ndichiridza mhere uku ndichisvetuka ndichizunza hembe. Now takasiyana asi mazivanga andinawo atova ehupenyu. Chava kundityisa hanzi mukadzi wangu iyeyu ava kuita zvehun'anga ...ave kutogara akapfeka mazichuma ... Handichadaro ndiri first target ipapa😭 https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y