Harare Mirror News And Talkshow
February 8, 2025 at 02:03 PM
Maswera seyi hama dzedu mese murimuno ndinenyaya yanku yakadayi ndine mskana wandinodanana naye ndakaenda kumasowe kunobatsira ndakabva ndangoti regayi ndingobvunzawo zvanku mweya kuti munhu wanku uyu akamira seyi zvino pandakakabvunza ndakangoudzwa kuti unomuda here mskana wako uyu inini ndakapindura ndakai ehe ndinomuda zvakanzi saka tavakukuvakira munamoto wekuti muzoroorana zvakanaka munamato wakaitwe ndaifunga kuti hazvishande ini kubva pandakaitirwa munamato iwowo handisisina kana mskana wekuti ndakamunyenge anondibvuma ndinongorobwa nevanhu vese apa ndirimunhu anofarira kuhura asi umm this time ndakanatso kuwona kuti ndakazvinyudza ende ndakazvisunga ndega hapana kana achandida chero chigunduru chaicho chinotondiramba kusara kweiyeye wandakaitirwa munamoto ndiye wandasara naye chete apa anenge achingotiti kana uri srs ndiroore handidi zvekutambiswa munamato 🛐 wakandakaitirwa ndakanzi nyora zita rako neremuskana wako pajera woisa muchigumbu wavharira imomo wakasunga jere racho umm ndavakungofunga kuti ndakazvivharira muchigumbu imomo ini
https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
😂
🙏
😢
👍
😮
❤️
💔
🔥
😹
🤣
156