Harare Mirror News And Talkshow
February 9, 2025 at 04:19 AM
zita bvisai henyu.Ndiri murume ane 35 yrs ndine mwana wangu one ndakaparadzana nemudzimai 5yrs ago.Ndakazoenda ku South Africa kwandiri nw,so last yr October ndakasangana nemumwe mukadzi single mother tikawirirana takatanga kugara tese ane 34 matsvakirai kuno akaenda mari yeroora ikuenda April.Ane best frnd yake mukadzi ari married wo akuuya kubasa kwangu last week achiti bamunini muri munhu bhoo handigakusiyei muchiwira mukadzi wenyu uyi injapisi makambo enda kuma test here ndikati no.Hanzi anodanana nemumwe murume wemunhu ndiye akamutengera bike remwana raakatumira kumusha pa Christmas.Akataura zvakawanda akati pa age yenyu mukadzi wenyu mukuru anokunetsai mofanirwa kutora kechidiki kari kuma 25 zvichidzika.Hama dzangu ndoita sei ne information yandinayo iyoi ndikamubvunza anoti kunyepa.
Ignore👍
Follow your heart😂
https://whatsapp.com/channel/0029VaKtlJHCcW4ifLOV8i3y
😂
👍
❤️
😢
😮
🙏
🚩
⚡
✋
❌
233