ZIMBABWE JOKES 🇿🇼😂
February 15, 2025 at 04:32 PM
*Ko iya yataita kuchikoro yekumarcher tichiimba takaita line tichienda paassembly itraining yechii iya?. Unogona kuti hakuna mabasa wakagara iwe uchitori mupurisa kana musoja iyaaa.*🤔🤔🤔
😂
❤️
22