ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚

40.4K subscribers

About ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚

*_Jokes brought to you by Bkayjoe_* *No kukisana until March Tanzwa netambo dzemango*๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ™†โ€โ™€๏ธ๐Ÿ™†โ€โ™€๏ธโ€ผ๏ธ ๐Ÿ‘ฉ : varume vanofa riiniko tizorore? ๐Ÿ‘จ:tichafa musi wa 13 February muzorore https://wa.me/+263778864925?text=Hie+Bkayjoe

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 7:31:53 PM

*Vanoda kuona mavids aKimberly Richard achitwa naHoly ten murume wake baya link upinde uzvionere๐Ÿ”ฅโคต๏ธโคต๏ธ* https://whatsapp.com/channel/0029VawXe1YCnA7jmU5Tdg1L

โค๏ธ 2
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 7:27:03 PM

*Paunoti chirega ndichirarawo Kuma 8pm stress yobva yati tine meeting kusvika na 4am kuseni*๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”

๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข 9
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 9:18:12 PM

*Varume kana mukadzi asina kuendeswa chikoro nababa vake,usaendese hatidi varume vanocommiter suicide kana bae akuramba,awana level rake*๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

๐Ÿ™ 1
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 7:32:27 PM

*_Dinji raKimberly Richard ungati kununira๐Ÿ˜‹ ikoko pindai muchannel umo muzvionereโคด๏ธโคด๏ธ_*

๐Ÿ–• ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™Š ๐Ÿšฎ 6
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 6:35:04 PM

*Wokwira mushika shika naAmai vemunhu wako wonzwa vakuti "Haa mwana wangu ndamutadza, anovharira kana 5 pazuva"๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ*

๐Ÿ˜‚ 9
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 9:17:25 PM

*Ini chero ukadya pandodya chandoziva matsengero akasiyana ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคž* Ndanyepa hr

๐Ÿ˜‚ 2
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 9:19:13 PM

*HEYAAA HEYAAA ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ* *BY PUBLIC DEMAND CHAKADZOKA CHIRONGWA CHIYA CHE GHOSTNATION CHINOITA MUSI WEGA WEGA NA 10PM, ZVINO NDADZOKA NARO CHANNEL LINK RACHO NDATI MUGARE MAPINDA NEKUTI ANDIKWANISE KUKUPAI ONE BY ONE. DON'T MISS IT OUT TOMORROW* *Follow, Scrollai Down Machats Muone Chaitwa nhasi haaa ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ* ๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡ *Zvinotyisa.โ˜ ๏ธ** Mmmm ruru rimwe gore pamba panga panetsa nezvinhu zvinenge zvichiita noise pamusoro pemba pakati peusiku Paisararika saka takabva taenda kunerimwe sowe tikanzi munopisa zumbani hutsi huye unodzinga mweya yakaipa meaning zvidhoma zvacho Tirirpakati pekupisa zumbani takangihwa izwi richibva pamusoro pemba richiti Takamirira kuti hutsi uhwu hupere ende muchapamama chete *Zvinotyisaโ˜ ๏ธ* Takayenda kumusha kunoona mbuya vagogo vairwara zvekuti vanga vakusagona kana kumuka kuyenda kut0ยกlet chaiko vainge vakutoshandisa wheelchair so husiku tarara ndakanzwa kuremerwa chaiko apa mumba maive nerima kwakuzoisa mwenje kwakuona mbuya vekurwara vaye vakanditanangira apa vasina kana kupfeka kutobvunzwa nhai gogo muri kuitei hanzi ndiri kutsvaga chemba apa munhu aisagona kana kumuka ega kubva ipapo handina kuzoyenda kumusha kusvika vafa *Zvinotyisaโ˜ ๏ธ* Hi rudo zvinotyisa iyi, ndakati 2021 ndaenda kuchristmas kumusha kuChitomborwizi ukoo, saka ndakadanana nekamwe kamusikana ndobva kanditi ndiperekedze kumba kwedu, ndakaperekedza paye kobva kandiraira nzira yekudzoka nayo since kwaive kwadoka, vanhuwe ndakarisika zvisingabviri, ndobva ndazoita zvekuti rega ndidzokere kumashure, ndiri muroad ndakasangana nasekuru vaive nengoro yavo yemadhongi ndikavavhunza kuprazi kwandaida kudzokera vakati aah nguva dzino, apa kwaitove around 10 pm husiku, ndikati ndarasika, ndati sekuru vakangonditi kwira ngoro ndikuperekedze pawangauchifanira wapinda napo, ndati vakatondivhunza vanhu vekumba kwedu ndichitodairira. Ndaive netorch yefoni vakanditi dzima husiku huno hazviite. Ndakazosvitswa paroad yainanga kumba zvikanzi chiburuka utevedze nzira iyoyo kusvika wanzwa ruzha rwepamashops. Ndakavatenga ndikada kuvapa dollar vakariramba vakati unonopa mbuya vako vanofara. Ndakati ndichisvika pamba vanhu vaive vanzwa nekunditsvaga, mbuya vakati wange uripi, kudorondedzera nyaya yangu. Vakabva vati anga akaitasei munhu wacho, ndikarondedzera zvese ndati mukitchen makanyararwa kuti ziiiiiii. Hapana akataura ndakangoti iiih hameno, ndakapa mbuya mari iya vakangoti hayas muzukuru wangu. Mangwana acho mudhara akangomuka akti handei kuHarare pasina kana explanation. Ndakazoudzwa naMhomz kuti nyaya yako iya munhu wawakataura ndisekuru vako vakasofa 1986 apa ini ndiriwa 95. *Zvinotyisaโ˜ ๏ธ* Hi rudo ini ndakamboti ndakarara husiku ndega ndakafuga musoro ndakangopepuka husiku kwakubva ndaburitsa ruoko ndikabva ndamhoreswa๐Ÿคจ https://whatsapp.com/channel/0029VaZRy8pBKfhwE2ZXEx28

๐Ÿ˜‚ 2
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 9:18:48 PM

Kusvotwa kwamunoitwa nesu kana murikumwedzi ndokwatinoitwawo nemi kana tatambira. ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ 3
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 6:40:12 PM

*panewo zvaunoda kuziva zvausingazive here ingopindawo umu unowana 1 or 2 zvinokubatsira*๐Ÿ‘‡๐Ÿ’œ๐Ÿ‘‡๐Ÿค *yakazovhurwa ndiyo iya yemaremedy* https://whatsapp.com/channel/0029VagbFH90LKZNnjrWwU0d Imwi hamuwani mishonga yechivanhu vazukuru Saka sarudza chekugeza nacho apa ๐Ÿ’•Kugeza neweti yekuma3am ๐Ÿ’•Kugeza nerice nemukaka neupfu ushoma wonoisa panosvika shiri kut dzidye ๐Ÿ’•Kugeza nefanta orange asi unotanga waidira pasi uchitaura zvaunoda ๐Ÿ’•Kugeza neuchi nedota ๐Ÿ’•Kugeza nespirit yeblue wonorara woikwiza pasi petsoka nema join ose ๐Ÿ’•Kugeza nebute ๐Ÿ’•Kugeza nesalt yematombo ๐Ÿ’•Kunokora mumvuri wako wosanganisa nespirit woboiler wogeza ๐Ÿ’•Kuboiler mukaka mbanje nechifumura wogeza zvikatutumira mumoto usageza usanetseke ๐ŸŽ€Huya tibatsirane huyai timboyedza kushandisa maremedy edu tiri kwatiri ikoko zvinoita chete. chenyu mofanira kuita zvamunenge manzi muite. ukanzi shandisa weti unofanira kushandisa ukanzi shandisa bute unofanira kushandisa tichirwisa mweya yejambwa neshaisano Dzvanyai view channel๐Ÿ‘‡modzvanya follow๐Ÿ‘‡ Gogo chiremba ๐Ÿฆ…

๐Ÿ‘ ๐Ÿ™Œ ๐Ÿ™ ๐Ÿคฃ 5
ZIMBABWE JOKES ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ˜‚
2/28/2025, 6:34:16 PM

๐Ÿ™Ž: makhoti muka utibikirewo tea ๐Ÿ’: rara babe iwe uri we Zambezi anoda tea achabika ega๐Ÿ˜.

๐Ÿ˜‚ 13
Link copied to clipboard!