MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
January 18, 2025 at 01:12 PM
*MUSHONGA WEPFARI* Munotora kanhiyo🐣 kachangobva kuchochonywa moisa mupoto hombe🫕 mune mvura yaboiler kare ,munokaisa kari kapenyu kogwina gwina mumvura yaboiler kusvika kafa ,kasiyei kakwate kusvika kaibva ,motora mopa mnhu ane pfari adye🍛 nemambava acho hapana chaanosvipa zvese ngaamedze musaise salt.Haazofi akadonha kana kurwara futi nepfari🤷🏽‍♂️ #bantu
❤️ 3

Comments