MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
January 20, 2025 at 06:16 AM
*Nose Bleeding (Kubuda Mututu*
~~~~~~~~~~~~~~~~
Pazvinhu *8* izvi👇🏼 hapashaye kani one chingapedze dambudziko rako
🛑Dzvanyira pamhuno pako nemumatama chigodo che Ice.
🛑Dira Apple Cider Vinegar pachibhora checotton woisa mumhuno for 5 minutes
🛑Cheka fresh onions woifemhedza
🛑Inwa mvura inotonhora zvakanyanya. Dzimwe nguva mututu unobva wamira
🛑Nyika cotton ball muwhite vinegar wopfekera mumhuno.
🛑Sanganisa half teaspoon yemhiripiri iri powdered nemvura inodziya muglass. Inwai zvese kamwechete.
🛑Dzvanya mhuno nezvigunwe zvako kwe5 to 10 minutes. Fema nemukanwa.
🛑Isai mvura yaboiler mubowl. Chikurungai mvura iyi muchifemera zvakanyanya musteam iri kubuda. Itai kunatira.
❤️
👏
🙏
6