MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
January 20, 2025 at 06:16 AM
*Kukanganwa hope*
Hope dzinobiwa nekuti vanotya kuti ukaziva nzira vanokundwa.
Motsvaga zvenyu bute rematare kana rehondo zvirikwamuri, mogeza naro 3days achiteverana. Pakugeza apq unogeza uchituka kutiweya yakaipa ngaive zvidzokere kwazvabva. Ukumbira vanofamba newe vasarege uchitanyangirwa variko.
Unotanga wasumira bute iroro usatinwarigeza , uchikumbira kuti makope avurike, u bath wen u know wakunorara awuchasangani nevamwe.
Sometimes as married people or people with partners , unombotaura ka bae mombotsanya kusangana , mombopa varikumhepo nguva yekusangana nemi kumakope coz as long as uchinhuwa (hurume sperm kana mkadzi ) some ancestors vanosema.
*Kufumura chidyiswa*
Torai mutsvairo wamunotsvairisa mumba moupisa kumberi kwawo motora dota racho moisa mutea muchikafu nemumvura yekugeza zvinofumuka
* Itai kuti mwana/ hanzvadzi yake amuteme nezai pagotsi kuvhunduka kwaanoita mishonga iya yaakadyiswa inofumuka
*Kana kutsvaga mwana akaita mudiki omurova nemutsvairo akavarairwa zvinofumuka
*Kana kumunwisa mukaka wenguruve anorutsa zvese zvaakadyiswa
*Kana kuti munomurova kumeso nechipfeko chake chemukati
*Kana kutsvaga ndove yemvuu moiisa mumvura momupa mvura yacho onwa anorutsa zvese
*Kana kutora bhutsu yake yekwa left morara makaidira mvura mvura iya moitora moisa mucup onwa
*Isai chifumuro muchikafu chake nemumvura yekugeza
*Unotora plate woisira tumbwanana tuya tusati twasvinura chikafu imomo worega kuisuka plate yacho, panouya murume wako akadyiswa ibva wamupakurira chikafu muplate
🙏
❤️
👍
😂
👏
😮
11