MITI🌿NESORA💐ZVINORAPA💊
February 1, 2025 at 07:44 AM
*Kukakama/ Stuttering remedies:* Problem yokukakama ndeimwe inorwadza zvokushaya kuzviva kuti chii chirikuitika pamwana uye kuri pakasiyana uye zvichikonzerwa nezvakasyana -lack of confidence -emotional trauma -nervous system 🤏🫡🤌🏼 Unotora demhe rehozhwa/wopota uchimumwisa mvura uchishandisa demhe rehozhwa unodira mvura imomo uchimumwisa pese panenge oda mvura uchaona speech yatochinja. 🫳🤏🤏🫡🤌🏼 Kukakama Nguva yekunaya unochingidzira mvura direct from the sky ichipinda muchidembe chiya chinoshandswa kuchera doro momumwisa mvura iyoyo 🤏🫳🫡🫳🤌🏼 Kukakama Unotora cinnamon sticks ndeimwe inobetsera kuti maOrgans aye asiri kuita mushe kuti munhu ataure zvakanaka ashande mushe unomupa kapiece kecinnamon stick otsenga manheru akurara munoita izvi daily kusvika maona shanduko
❤️ 1

Comments