Miss Novels T.N Bvaru
January 24, 2025 at 02:02 PM
*THE BURNING SOUL*
๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ
https://chat.whatsapp.com/DGaka0X9kuxDSpZzy0GqAy
*NEW BOOK ๐*
*BOOK NUMBER 18... 2025 PRODUCTION*
*Uchida maprevious books angu follow my WhatsApp channel below unomawana ikoko kusanganisira nerino ririko pinda muchannel usarasikirwe nezvinyora zvaMasibanda TN Bvaru*
https://whatsapp.com/channel/0029VaW1LOK6buMR2Kifdq2G
*For comments click link below*
https://chat.whatsapp.com/KNx1kkMnqFCES6xYch0tbj
By
Authouress
*Miss ๐ T.N Bvaru*
*Lioness*
*Contact*
0๏ธโฃ7๏ธโฃ7๏ธโฃ9๏ธโฃ5๏ธโฃ7๏ธโฃ4๏ธโฃ7๏ธโฃ6๏ธโฃ6๏ธโฃ
*Based on true life events*
*Read comment and share pliz*
*Chapter 4*๐
*Mai Hailey*
Kubva zvakashaya amai vangu ndichisiiwa pamba ndiiina Daisy mwana wehanzvadzi yangu Simbarashe handina kufara nazvo zvekurera mwana weumwe munhu ndaisada ndaitotamburira kuti ndirere wangu kozoti Daisy pamusoro, handina kubvira ndakamufarira zvvekuti pandakanzwa kuti ane nhumbu ndaiva ndati ndawana mukana we kumudzinga pamba for good, neighbour wangu ndiye akazoita kuti ndisamudzinge akundiyeuchidza zvenhau yekunamata ndaisada kuzobuda mbiri kuchurch uye muraini matinogara kuti ndakadzinga mwana wehanzvadzi akanogara mustreet, ndozvakaita kuti ndisamudzinge asi ndakamuudza kuti asatombobada chikafu changu.,handiti aiva asarudza kuita mukadzi mukuru saka aizvionera, chandaida kuwana basa rese repamba raitwa zvekuti azodyei ndanga ndisinei nazvo. One of these days ndiri kumusika kwangu pakasvika vamwe amai vataigara navo muraini pamusika pangu vachibva vatenga zvavaida vapedza vakabva vati " Ndiri kugara ndakasangana naDaisy almost everyday achiti ari kutsvaga mapart time jobs" ndakabva ndati "Is there anything wrong with that?"mukadzi uya akabva ati" I heard kuti she is pregnant hazvina kunaka kuti arambe achiita basa rakaoma ", ndakanzwa hasha dzangu dzichikwidza semajuru ndichibva ndavati" Kuti dumbu racho riri mumaoko here raanotadza kuita basa naro, moreover nhumbu yacho haisati kana yakuoneka, anotoshanda kuti azvichengete iye nemwana wake pasina izvozvo anofa nenzara" ndakataura nevoice rakakwirira mukadzi uya akabva ati "sorry kana ndakanganisa Mai Hailey", akabva atanga kufamba achienda, ndakasara ndikaridza zitsamwa sure kuda kundifuwisa kuseni kwakadai nenyaya yaDaisy, ndakatanga kurongedza pamusika pangu zvakanaka ndichironga zvinhu zvakanaka asi ndaingopopota ndiri ndega nekuda kwekubhoikana nezvakataurwa nemukadzi uya, ndakashaya kuti sei vanhu vachida kuongorora zvemudzimba dzana nhingi kudaro vachisiya dzavo, basa kutarisa zviri kuitika kumba kwangu zvekumba kwavo tsveeee,ndakasvotwa zvekuti ndakabva ndafunga kurambidza Daisy kuti asaende kumapart time kwake ikoko ndaisada zvekuramba ndichitaurwa muraini zvekuti achadyei handina basa nazvo hameno.
*Daisy*
I tried to free myself kubva pana baba vaya asi nekuda kwesimba rangu raiva shoma pane ravo ndakatadza vakabva varamba vakandidzvanyidzira pakona vachiramba vachindibata bata, ndakatanga kuchema ndakuona kuti pano ndakudzokororwa zvandakaitwa last time zvakaita kuti ndozoita nhumbu, baba vaya vakabva vati "Uri kuchemei chinotyisa ipapa, uchiri mhandara here iwe", handina kukwanisa kudaira ndakuterera marwadzo nekuti mabatiro avaindiita airwadza ndakabva ndawedzera kuchema ndichiti " Muri kundikuvadza kani musadaro", mabreasts angu aiiva akupisa asi hapana akandinzwa vakabva vada kutanga kundikisser ndikabva ndanzvengesa muromo wangu, vakabva vabata kaskirt kandaiva ndakapfeka ndokukapeura kachienda kumusoro ndichisara ndava naked kuzasi kwese, ndakabva ndatanga kuridza mhere asi akandinzwa hapana akandinzwa, I don't think kuti voice rangu raitombonzwikwa outside the house , vakabva vakiritsana nekubvisa pant rangu the next thing ndakazongonzwa vava pamusoro pangu, I felt the pain yandakanzwa musi wandakatanga kubatwa uya asi apa zvaiva zvava nani Maybe yaiva nyaya yekuti ndainge ndakabviswa humhandara kare. Havana kutora time vakabva vapedza ini ndakabva ndamhanyira kuvhara skirt Iya yaiva yakwidzwa mudenga, ivo vakabva vasimuka ndokutanga kupukuta dikita raiva razara muviri wavo, vakabva vapinda muroom yemukati, I guess ndimo maiva mubedroom mavo, vakazobuda after 5 minutes vakapfeka short, ini ndaingochema nguva yese iyi vachibva vati "Zvega izvozvi ndizvo zvawanga uchiramba chitora mari yako iyo ueyende", he said vachinongedzera patable paya pavaiva vaisa Mari, ndakasimudza face ndichibva ndati in a voice full of tears "I don't want your money just let me go", baba vaya vakabva vati "Take that money inotokutengera something and If you are thinking of reporting me, you are wasting your time, tarisa kumadziro kune picture frame uko",, ndakabva ndatarisa kwavaitaura Kuya ndakabva ndaona photo ravo raiva mupicture frame muya rairatidza kuti baba ava musoja, and aitova musoja ane rank yepamusoro and zvaiva obvious kuti vaishandira pa 2 3 barracks, ndakabva ndapera simba and confidence dzese dzakabva dzapera, ndakasimuka pasofa paya ndokubva ndanotora Mari Iya patable payaiva, vakabva vavhura door ndichibva ndabuda, ndabuda vakabva vati " Ndichakutsvaga some other time", vakabva vavhara door ravo. Ndakatanga kufamba ndichipinda muroad misodzi ndaiva ndapukuta ndaiva ndakuchemera mumoyo ndaitya kuti ikazoonekwa ndaizobvunzwa kuti uri kuchemei ndikazopinda busy nababa vaya ndataura chokwadi, 20 us yavakandipa Iya ndakabva ndaipfinyira pasingaonekwe, ndakasvika kumba nguva dzatete dzekudzoka kubasa dzisati dzakwana ndakabva ndananga kunogeza ndokuchinja kuti tete vasatombofungira kuti pane zvaitika, ndapedza ndakabva ndatsvaga pekuviga Mari Iya ndakabva ndasanganisa neimwe $5 yandaiva nayo ndobva yaita 25 us. Ndakatanga kugadzirira kubika kwemanheru zvangu, ko ndaingobika asi ini ndisingadye kwaiva kubikira tete nemwana wavo Hailey ndapedza ndakabva ndaenda kuroom kwangu kunozorora, ndakazonzwa voice ratete vachiiita kukarara vari kumain door vachindidaidza. Ndakaita fast kumuka ndichida kunzwa kuti ndaiva ndapara mhosva yei, ndichipinda mudining vakabva vati "Iwe uri kufamba uchiudza vanhu kuti ini ndinokushungurudza muraini muno", ndakashaya kuti nyaya dzavo idzi vadziwanepi handina munhu wandaitaura naye muraini medu zvekuita nyaya kunze kwekuvakawazisa kwega ndakabva ndati "Handina munhu wandinoita naye nyaya ini vatete," ivo vakabva vati "Unofunga kuti zvaunotaura zvinotadza kusvika munzeve dzangu, zvino kubva nhasi handidi kunzwa kuti wabva pano pamba uchitsvaga maparttime ako iwaya, unoda kundishaisa chimiro kuchurch", Mashoko aya akandirwadza ndichibva ndati " Nhai tete saka ndinodyei kana mati ndisaita mapart time acho", vakabva vati nevoice repamusoro "It's non of my business kuti uchadyei, zvekuramba ndichinyadziswa muno muraini Kwete, zvandataurwa wazvinzwa?", ndakabva ndati "Hongu tete", vakabva vafamba vachienda kubedroom kwavo ini ndakabva ndadzokera kuroom kwangu, misodzi yangu yakatanga kubuda zvekare ndichifunga kuti ndaizorarama sei ndarambidzwa mapart time, nerimwe side ndaifunga zvandainge ndaitwa nababa vaya asi kuti ndiudze tete zvaisabatsira ndaiziva kuti havambozvibvume vaitoti ndiri kunyepa, hope dzakabatira
mumisodzi ndakazopepuka pakati peusiku ndakunzwa chando ndipo pandakaona kuti ndainge ndakarara pamusoro pemablankents, ndakakabva ndapinda mumablankents muya ndokurara asi hope hadzina kuzouya zvachose kusvika kunze kwachena ndichingobwaira, ndaifunga kuti amai vangu munhu akaita sei chaizvo vakabva vatadza kudzoka kuzoona kuti mwana wavakasiya achiri mupenyu here Kana kuti akafa, misodzi yeshungu uye kurwadziwa yakatanga kuyerera, ndakanzwa tete vamuka vakufamba famba mudining asi handina kuda kubuda panze ndakaramba ndakarara ndaida kuzomuka kana vabuda kuenda kubasa.
Pasina time ndakanzwa vava mubathroom kugeza, vapedza vakabva vanochinja vapedza vakabva vauya padoor pangu vachibva vadaidzira kuti "zvandakataura nezuro wakazvinzwa ndigozvinzwa kuti wanga uchipembera nemaraini uchitsvaga mapart time", ndakabva ndati"Ndazvinzwa tete ", vakabva vatanga kufamba vachienda, ndakasara ndiri mumba muya ndichifunga kuti ndoita sei kuti ndiwane Mari, ndakabva ndafunga zveka25 us kaya, ndakatanga kufunga kuti ndaigona kuita kamusika kangu kemavegetables nematomatoes ndichinohodha kudam rekemureza raiva pedyo nemumagunje imomo,asi ndakafunga zvekare kuti tete havaimbondi bvumidza kuita izvozvo ndakabva ndaramba ndakachengeta kamari Kaya. Ndakazomuka pava paya zuva rati kwirei, ndichimuka ndakaita basa rese repamba ndapedza ndakabva ndanorara zvangu nenzara yangu, hope ndaisaita dzekutsvaga ndaingoti pandagara hope dzotobata ndofunga inhumbu yandaiva nayo yaiva yakunzera kudaro, ndaigona kuswera ndakarara kana ndikashaya anenge andimutsa kunyanya apa pandaiva ndarambidzwa kuenda kuma part time ndaitoziva kuti kuswera ndakavata hope.
*Mr Chimhuka*
Pakabuda musikana uya achienda ndakasara ndakarara zvangu pasofa semunhu ainge akaneta, ndichitofunga kuti mwana uyu anga achida kuramba kurara neni kunge achiri mhandara iye asiri zvake, ndiri pakati pekufunga kudaro ndakabva ndamuka zvangu ndikatanga kuprepare sezvo ndaida kuenda kuharare kune mhuri yangu in 2 days time. Ndamuka ndakabva ndafonera Victoria mukadzi wangu ndichimuudza kuti ndaiva ndatora off kubasa ndaiva ndakuuya kuharare in 2 days time, she was more than happy achinzwa kudaro achibva ati " I'm waiting for your arrival, I have been missing you and the kids too" ",ndakabva ndati" Tell my kids kuti Dad will be home soon, I love you ", Iye achibva ati" I love you too", pandakakata call pfungwa dzangu dzakabva dzadzoka back like ndakaita kaflash back memory kevoice remusikana uya wandaiva ndarara naye raiva nekasimilarity neremukadzi wangu Victoria.
Stay tuned
Masibanda loves you.
*Macoments enyu ndiwo anondipa simba*
โค๏ธ
๐
๐
๐ข
๐ฎ
๐
269