L.T. MAHACHI NOVELS
January 30, 2025 at 09:28 AM
https://chat.whatsapp.com/G95gqVKg6Lu8XUDUhQnA5W FROM 1 FOLLOW CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaFdnm1CXC3LOi24EY01 TITLE : ECHOES OF THE HEART STORY BY L.T. MAHACHI O77799O714 O775O72O31 INSERT 10 ASHLEY I have heard of people finding the right people at the right time and I never believed kuti zvinhu zvakadaro zvinoitika , neither have I ever imagined it happening to me but zvaizvozvi I can testify kuti denga rinozviita. Munyaradzi came into my life ndakapwanyika pwanyika but now I feel like munhu ane mapapiro so anogara achibhururuka nemufaro. Handina zvangu nguva ndazivana naye but hmmm, mashoko anotapira aanotaura anoita kutova moyo wangu wakasiya wazvimbiswa nemwana wekwaMapfumo. Kana amai vangu chaivo vari kunyatsozviona kuti ndakazviwanira munyaradzi, kungoti semubereki havazongomhanye havo kubvunza. Iko ndichavaudza zvangu about him soon, after all hatisati tave official with Munyaradzi. Aaah, ndakanyara ini kungobvuma musi wekukandwa shoko so ndiri kuita delay things a bit ndichingoti, " let's get to know each other first......" It's a Thursday and a public holiday, as always ndakamuka ndichisangana ne a sweet good morning message from murume ari kuita a permanent resident mbichana mbichana mumoyo mangu uyu. He is such a poet, unongonzwa kukosha so waverenga mawords akabatanidzwa zvine udzamu. Pandakapedza kuverenga message iya for the second time ndakabva ndataura ndega ndichiti, "of course I want to spend the day with you too handsome......" I started typing my response but ndichiri pakati I was distracted by an incoming call. Akanga ari Thandi, I picked up......we exchanged pleasantries ndokubva azonditi, Thandi : My dear, today is our day right........tomboita kaouting kedu as girls tichiita some catching up. Me : Ooooh, that was a brilliant idea dear but I already have plans for the day. Akanyarara for a moment ndokubva azobvunza kuti, Thandi : With Munyaradzi? Me : Of course shaa, ummm that guy ka! Handina hangu zvekutaura zvakawanda, ndinongoti makaita basa baba nekumuisa muhupenyu hwangu. Unozviziva iwe kuti I was very close to kupenga chaiko nezvandakaitwa naWayne but that wonderful soul has brought back my sanity. Akaita kakutura befu so and said, Thandi : I am happy that you are now back to being Ashie wangu wandinoziva but.......let me be honest with you dear. Pace yamuri kufamba nayo iri too much. Please don't try to quickly replace Wayne with him in your heart and in your life. Munhu uyu hatimuzive dear and kuziva munhu kunotoda nguva refu chaiyo nekuti munhu akashatira kuti anopretender agokupa picture yaunenge uchida kuona iwewe. For a moment ndakanga ndakangonyarara zvangu ndichiedza kunyatsobatanidza zvaaireva. Ndakazomuti, Me : I am happy with him, zvekuzivana izvo hazvishande dear, Wayne was a part of my life for ten good years, ndakanga ndave kufunga kuti ndinomuziva in and out asi zvakazoenda nekupi? Rega ndizvifarire zvangu, after all tinotozivana nekuita spend time together. Thandi : Well, kwanga kuri kungoedza kukuonesawo my dear kuti usazongove too blind. Me : Thanks for caring dear, I will find time for us.......ndiri kutomboda nguva chaiyo yekukuudza about this amazing man. Maybe we can plan for a double date on Sunday toita dinner tese with Jason. Thandi : That will be awesome, always take care handiti....... Takazoonekana zvedu and ndichingopedza kutaura naye yakabva yapinda call from Munyaradzi, ndakadaira paya ndichiti, Me : I was about to respond to your message dear. Munyaradzi : Ndanga ndatoshaya kuti my favourite person atsamwei apa your phone has been engaged. Me : Oooh ndanga ndichitaura nefriend yangu. She had wanted us to go out today. Munyaradzi : I hope handina kurasirwa kure, ndingatopinde mumagumbezi nebhutsu izvozvi. Ndakaseka zvangu matauriro acho aakanga aita ndokubva ndazoti, Me : Nooooo, uyo ndichazoonana naye some other time. Munyaradzi : Woooh, I feel so special. So where would you want us to spend our day? Me : Ndoda surprise........ Munyaradzi : Cool then, ndinouya in about an hour kuzokupicker. Today you will not be driving yourself ma'am. Me : Thank you sir. We ended the call tichiseka zvedu and I started preparing kubuda. Munoziva, Munyaradzi uyu ane kamwe kakundipengesa kaave kutondiita so.......munhu unenge uchingonzwa mufaro wako wega usina vamwe, I was even singing loudly pandaigeza. Handina zvangu kuita pressure nechekupfeka since it was just an outing, ndakangopfeka majeans and a casual top and sneakers kwave kumirira munhu wangu. Time yandakaonekana naamai vangu ndave kubuda vakataura neni sounding more like Thandi munoziva .......vakataura zvavo pachikuru vakadzikamira vachiti, Mum : I can see that you have found someone in your life, I can see that you are very happy. Hapana chandinoda pasi pano kupfuura kukuona uchifara mwanangu but ndinongoda kukuudza mashoko mashomashoma, take your time kuzivana nemunhu wawave naye, some men can be wolves dressed in sheep's clothing especially kana asangana nemunhu anenge ari broken as you were after nyaya dzaWayne. Ndakavatenda and promised to keep my eyes open for red flags. Yeah indeed I am surrounded by people who truly care about me, vachazozvionera havo pavachamuona Munyaradzi wacho kuti he is not that kind of person angaite take advantage of mumwe munhu. MUNYARADZI She is just a beauty with brains, she got a different way of carrying herself. Ane decency dzake ega so dzinoita kuti angodika.......so much unlike vamwe vakadzi nevasikana vandakambosangana navo muhupenyu hwangu. Kudiwa ndinozviziva zvangu kuti ndakadiwa patakaita our first dinner together, achiri zvake kungoitawo play hard to get hamheno kuti arikudirei kuti titambise nguva kudaro. I can't complain zvakanyanya hangu because zvese zvinoitwa nevanhu vanodanana tiri kuita, zviri kushortera kumakiss uku nekumbobatawo munhu wangu ndichifeeler iwo maassets aakapihwa generously nedenga. Paakati anoda surprise handina imwe nzvimbo yandakafunga nezvayo kunze kweMazowe dam, I have been there several times with my guys and kanzvimbo kari bhoo kunopisira love especially yedu ichiri kutanga ine kakuhwandirana mukati iyi. Ndakanomutora kumba kwavo.......for the first time I saw her in tight fitting jeans, ndakamedza mate guys ndakatarisa mahips negomo riri kuseri kwake zvekuti Munyaradzi chaiye chaiye wandinogara ndakavharira muzip akatombosimuka nemufaro nguva iyoyo. We greeted with a hug and I planted a dry kiss on her forehead ndokubva tapinda zvedu mumota. Takanosvika kuNational Defence College uku tichingotaura nyaya tichiseka ndipo paakazondibvunza kuti, Ashley : Apa tiri kuenda kupi chaiko shaa zvatave kutobuda muHarare? Me : Mazowe dam, I hope hautye mvura because nhasi ndiri kuda kunoita kiss away all the sorrows that I sometimes see in your eyes tiri mumvura. You should have seen the way she smiled.......eeeish, phone ndiyo yakazongove kure neni panguva iyoyo, I should have just captured that beautiful moment ndogozopota ndichiona zvangu ndichitapirirwa zuva nezuva. Conversation yedu suddenly changed ikaenda kumapast relationships edu. Ini zvangu ndakanga ndisina zvakawanda zvekumuudza I just told her kuti munhu akaenda kuUK kunoita nurse aid and ndakatadza kuita handle a long distance relationship. Iye akanga akatakura zvakarema chaizvo babe uyu and aitoda munyaradzi chaiye sezita rangu. Ndakatya ini kuti munhu akakwanisa kugara murelationship for ten years! Ipapo ndipo pandakanyatsoona kuti ndapinda nekuti akanga asina kumbosangana nevarume vakawanda muhupenyu hwake. Munhu akadai haanetse manje because anenge asina zvakawanda zvekuita compare you with. Akatomboita emotional zvekubuditsa misodzi chaiyo nguva yatakanga tichangosvika kuMazowe. Takanga tagara tese kuback seat so ndakamumbundira ndokubva ndapukuta misodzi with my hand ndichiti, Me : Sweetheart, ndipoo a place in your heart ndipodze maronda aya akakonzereswa nemunhu asingazive kukosha kwawakaita. She held me tighter and said, Ashley : You may see me laughing and all happy but deep inside I am so broken, sometimes I feel like I am not ready to be in a relationship. Me : Just give me a chance beautiful, give us a chance.......I will mend that broken heart. I love you Ashley....... Akasimudza musoro wake ndokubva anditarisa nemaziso akanga akazara misodzi, she smiled and whispered, Ashley : Let's give it a try.......ummm, kunenge kuri kuzvinyebera chaiko if I am to say I don't love you. Ndakazadzwa nemufaro ndokubva ndapukuta maziso ake ndichiti, Me : From now onwards you will only shed tears of joy because I will live to make you happy. Akandipa smile yakafambisa magetsi mumuviri mangu, ndakatadza kuita resist her, ndakabva ndanyatsoita officially welcome her muhupenyu hwangu with a passionate kiss.
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 95

Comments