Miss Novels T.N Bvaru
January 26, 2025 at 02:05 PM
*THE BURNING SOUL*
๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ
https://chat.whatsapp.com/DGaka0X9kuxDSpZzy0GqAy
*NEW BOOK ๐*
*BOOK NUMBER 18... 2025 PRODUCTION*
*Uchida maprevious books angu follow my WhatsApp channel below unomawana ikoko kusanganisira nerino ririko pinda muchannel usarasikirwe nezvinyora zvaMasibanda TN Bvaru*
https://whatsapp.com/channel/0029VaW1LOK6buMR2Kifdq2G
*For comments click link below*
https://chat.whatsapp.com/KNx1kkMnqFCES6xYch0tbj
By
Authouress
*Miss ๐ T.N Bvaru*
*Lioness*
*Contact*
0๏ธโฃ7๏ธโฃ7๏ธโฃ9๏ธโฃ5๏ธโฃ7๏ธโฃ4๏ธโฃ7๏ธโฃ6๏ธโฃ6๏ธโฃ
*Based on true life events*
*Read comment and share pliz*
*Chapter 6*๐
*Mrs Chimhuka*
Kudzokera kwakaita murume wangu kumagunje ndakasara ndiine maquestions kuti sei aiva andibvunza kuti ndine hama kumagunje, ndaitadza kunzwisisa kuti ainge aonei chaakabva atsenga tsenga mukanwa kudaro, pfungwa dzangu dzakamhanya kuti pamwe akaona mwana wandakaita ikoko ndikasiya ndichienda kumusha kwedu kuWedza pakafa Simbarashe. Kuenda kwandakaita handina kuda kuzodzokera ko kana kunoona kuti chii chakasara chikaitika nemwana iyeye, ndakazombonzwa neumwe mumhu makore akawanda adarika achiti airwara nekwashiokoer zvakaoma zvekuti hameno akararama, zvekuti kuti nditi achiriko ndaiva nemadoubts, ndakangoti murume wangu pamwe hameno zvake zvaabvunzira, asi chandakaramba kuenda kumagunje ndaitya kuti ndogona kusangana nehama dza Simbarashe ini ndisina kuudza Clive kuti ndakambenge ndakaroorwa ndikaita mwana. Handina kuramba ndichifunga nezvazvo nekuti zvainge zvakutondipa stress iri unnecessary, ndakabva ndazvibvisa mupfungwa dzangu kuti ndisarambe ndichizvifunga zvangu. Kuroorwa kwandakaita naClive ndakavanza zvakawanda kwaari uye kufamily yake chakaita ndidaro ndechekuti iye Chimhuka aiva ari mukomana asati ambororoora saka kuti ndimuudze kuti ini ndine mwana zvaisaita ndaitya kuti ndinozorambwa. Ndairarama a very good life nemurume wangu handina kumbobvira ndakanzwa kuvava kwemariage ndaitozvinzwira kuma next door, Clive aiva ari a lovely and caring husband zvekuti ndaisatomboda kana anything chinokanganisa marriage yangu. Paakadzokera kubasa ndakasara nevana vangu semazuva ese, kutaura taitaura pafone Ndichimirira kudzoka kwake kumba kana ava paoff zvakare. Nguva yese yandaifunga izvi ndaiva mumba mangu ndikabva ndazosimuka pakasvika vamwe Sisi vangu vaigara kuChisipite, ndakanovatambira ndokupinda ndokubva takwazisana tapedza vakabva vati "Ndokwamave kuno?", Ndakabva ndati " Yes... hoo zviya pamakaenda kuBotswana makasiya tichigara kuglen Norah ndokwatava kuno kuMandara", sisi vakabva vati "Inga makagona ko ivo bamunini vari kushandirepi these days", ndakabva ndati "Vari kumagunje uko", sisi vangu vakambonyarara ndokuzoti "Kumagunje? hakusiko kumusha kwaSimba here zviya", I was expecting this question because vaiziva kuti ndakasiya mwana ikoko wandisina kuudza Clive Chimhuka nezvake ndakabva ndati "Ehe ndiko kumusha kwana Simba asi Chimhuka haafe akazviziva and ini ndakatoramba kuyenda kumagunje kunogara ikoko", My sister vakabva vati "Okay asi wakangoita nharo Victoria dai wakagara waudza bamunini chokwadi from the beginning", of all the things zvavanga vakutaura apa ndozvanga ndisingade kunzwa ndakabva ndati "I think we have been through this a hundred times , zvakatodarika and let's not talk about it", Sisi vangu vakatoona kuti ndapika vakabva vati "It's fine ngaipere nyaya yacho, ko vana varipi",, ndakabva ndati vaenda kuchikoro vese vanodzoka kuma 2 kunze kwaShellly ndiye anodzoka kuma 4 ", vakabva vati" Shelly ndichapotsana naye anouya ndaenda asi vakomana vachasvika ndiripo", takazotanga kutaura zvedu dzimwe nyaya takatandara kusvika kuma 3 vachibva vazooneka vodzokera kumba kwavo.
*Daisy*
Ndakangotambira Mari yababa vaya nekuda kwesituation asi mumoyo mangu ndaitya asi ndakango funga kuti vandinzwira tsitsi kundiona ndiri pamafreezits ndisingaende kuchikoro zvinoita vamwe, ndakatora Mari Iya ndokubva ndaisa pekuti tete havatomboione zvachose, I continued nekutengesa mafreezits angu paya kusvika nguva dzekuenda kumba dzakwana semunhu aida kunobika ndini ndaitanga kusvika kumba, ndakatakura cooler box yangu ndokubva ndapinda muroad kuenda kumba, ndasvika kumba ndakabva ndaisa Mari Iya pandaiva ndakaisa imwe yacho, ndakabva Ndangotanga kuita zvekubika ndapedza tete vakabva vasvika wo kubva kumusika ndichibva ndavapa mari yandaiva ndashanda yese, vanga vasina kana thank you yemuromo zvayo, ndakagara gara ndichibva ndazoenda kunorara ndichisiya ivo nemwana wavo Hailey vakagara mudining pavakaona ndichibuda vakabva vati " Iyo mimba yako iyi nekurara muchadya hope pano pamusha",handina kudavira ndakaramba ndichienda ndakanyarara zvangu ko ndowaiva mugariro wavo tete kundituka nekundishoropodza.
*Mr Chimhuka*
Pandakaona mwana uya ari pamafreezits paroad, at first ndaida kudarikira ndakazoita a second thought pandakaona kutsvukirira kwaaiva aita nekusimbirira ndakabva ndanzwa kumuda zvekare asi ndakaziva kuti ndikasashandisa Mari acharamba kuuya pedyo neni, ndakareader situation yake ndikabva ndaona kuti kushandisa mari ndiko kwega kwaiita kuti ndiwane zvandoda paari,semunhu ndaigara ndega ndaida someone wandinopota ndichawana zvandinoda as man madays andinenge ndiri kuno kubasa, Musikana uyu ndakaona ari munhu wekuti ndogona kushandisa zvandoda zvisina huge cost mukati and zvaitooneka kuti kumba kwavo zvaiva zvisina kumira zvakanaka yaiva advantage yandaida kushandisa kana ndaneta naye ndosiya,chimwe chakaita ndirambe ndakuda ndechekuti ainge ane masimilarities nemukadzi wangu zvaiita like ndaiona my wife paari patime yandinorara naye. Ndakasvika kubasa kwandaimhanyira ndichibva ndaita zvandaida kuita ndakaita fast nekuti ndaida kuwana mwana uya asati aenda kumba aasi nekuda kwe busy yandakasvika iriko ndakazodzoka late,ndakawana asisipo aenda kumba ndakabva ndati ndaizomuona the following day ndakabva ndadriver kuenda kumba kwangu waiting for tomorrow.
*Mai Hailey*
Zvinhu zvaiva zvakutofamba Daisy aitengesa zvekutengesa zviya zvekuti zvairatidza zvega kuti ane lucky rekutengerwa ndakabva ndafunga kumuwedzerera zvimwe zvekutengesa asangoita zvemafreezits chete, ndaiva ndakuda kutoisa tumwe tumwe twakaita se maputi mazap mabuns nemadrinnks. Pandakasvika kumba ndichibva kubasa ndakawana adzoka kare apedza kubika ndikabva ndamuti "Daisy ndava kuwedzera Zvinhu zvekuti utengese Mari yemafreezits haitikwanire pano pamba sezvauri kuona", Iye achibva ati "Ndazvinzwa tete", nevoice riri low ndakabva ndati, "Ko kudaira nevoice riri pasi asi hausi kuda here iwe une muromo unoda kudya", akabva ati "Aiwa tete handina kuramba asi kuti handisi kunzwa zvakanaka chete", ndakabva ndati "Usarwara husimbe Mai mwana motosimba handiti ndizvo zvamakada here izvi zvekuita mukadzi mukuru mukasiiira chikoro panzira", akabva anyarara haana kupindura, ko ndaimbozvida here kuda kutadza kuenda kunotengesa nekuda kwetuma reasons twake twusina basa kudaro. Akazosimuka pava paya akuenda kunorara achitisiya takagara naHailey tikazonorarawo pava paya. The following day ndakamuka ndichibva ndamurongera zvese zvaainohodha asvika kumashops nekumupa Mari yacho ndikamukomekedza kuti handide kuona any short, akabvuma nekuti hondo yacho aisaipedza, ndakabva ndabuda ndoenda kubasa ndichisiira kuti iye atange aita basa rese repamba ozoenda kumusika kwake.
*Daisy*
Ndakarwadziwa nezvakataurwa natete kuti vainge vakuwedzera zvemusika zvaitoreva kuti ini hapana chandichakwanisa kuzviitira kuti ndiwane Mari asi chekuita ndainge ndisina than kuita zvarehwa, ndakamuka makuseni kwakusiya ndaita basa rese including washen yemunhu wese, ndapedza ndakabva ndatakura cooler box yangu nemari Iya ndichibva ndabuda ndakunotora mafreezits, ndakabva ndasiira umwe musikana aitengesa mafreezits paside pangu ndichibva ndaenda kwaihodhewa mabuns Kuya ndakanohodha ndokudzoka ndichibva ndaronga ndokugara ndakutengesa, ndakatengesa kusvika time dzafamba ndakazoti nguva dzati Fambei ndiripo pamusika paya ndakaona mota yababa vaya ichisvika ndokupaker paside peroad vakabva vabuda ndookuuya pandaiva, vasvika ndakabva ndati "Maswerasei", ivo vakabva vati "Taswera waswera wo, pari sei pamusika penyu vanhu vari kutenga here?", ndakabva ndati "Ehe zviri nani", vakabva vati "wadya here nhasi", ndakabva ndaona kuti nditi handina zvaibva zvaita kunge ndiri kuda mari yavo ndakabva ndati "Ehe ndadya", vakabva vati "Manje ndanga ndakuvigira something to eat ndasiya mumota umo", nenzara yandainzwa pandakanzwa zvefood ndakati mwari wangu baba ava vanenge vava nemoyo wakanaka ndakabva ndati "Maita basa Kana Manga mandiunzira handingarambe.", vakabva vaenda kumota kwavo ndobva vanotora food Iya ndokundipa vakabva vati "Unopedza nguvai kutengesa", ndakabva ndati "Kuma 5 ndinenge ndakuenda kumba", baba vaya vakabva vati "Okay ndiri kudzoka", vakabva vanopinda mumota mavo ndokuenda, ndiri kudzoka yavo ndakangofunga kuti munhu ane concern yelife yangu. Ndakaramba ndiri pamusika paya kusvika nguva yekuenda kumba yakwana ndakabva ndanorongedza zvinhu kwaiisiwa Zvinhu natete ndakaenda kumba necoler box chete risina chinhu nekuti ndaizonorisuka for tomorrow use. Ndakabva ndatakura cooler box rangu ndokutanga kutevera road ndichienda kumba, ndisati ndambofamba long distance mota yababa vaya yakabva yamira mberi kwangu vakabva vati "Pinda tiende" , at first ndakamboramba, ndakafunga zvavakandiita day randakaenda kumba kwavo, vakabva vati", Usatye zvako hapana zvandinokuita Inga ndakati sorry wani nezvakaitika that day ", ndakazobvuma kupinda mumota muya tichibva taenda, all the way ndainge ndakanyarara ndichipindura zvabvunza, ndakaona vakuenda kumba kwavo hana yangu yakatanga kurova asi ndakaramba ndakanyarara zvangu, vakanopinda mugate mavo vachibva vanopaker mota, ndaiva ndakuita kakudedera zvino nekutya, takabva tabuda mumota muya ndokunopinda mumba vakabva vanditi ndigare pasofa ivo vakati vari kuuya, after a few minutes vakabva vadzoka kubva kubedroom kwavo I guess, vasvika vakabva vauya pandaiva ini ndakabva ndasimuka vakabva vati "Don't be like a kid," hana yangu yakatanga kurova zvekare ivo vachibva vati "Don't be scared , I will be gentle this time you will enjoy it".
Stay tuned
Masibanda loves you.
*Macoments enyu ndiwo anondipa simba*
โค๏ธ
๐
๐
๐ข
๐
๐ฎ
368