Miss Novels T.N Bvaru
January 29, 2025 at 07:07 AM
*THE BURNING SOUL*
๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎ
https://chat.whatsapp.com/DGaka0X9kuxDSpZzy0GqAy
*NEW BOOK ๐*
*BOOK NUMBER 18... 2025 PRODUCTION*
*Uchida maprevious books angu follow my WhatsApp channel below unomawana ikoko kusanganisira nerino ririko pinda muchannel usarasikirwe nezvinyora zvaMasibanda TN Bvaru*
https://whatsapp.com/channel/0029VaW1LOK6buMR2Kifdq2G
*For comments click link below*
https://chat.whatsapp.com/KNx1kkMnqFCES6xYch0tbj
By
Authouress
*Miss ๐ T.N Bvaru*
*Lioness*
*Contact*
0๏ธโฃ7๏ธโฃ7๏ธโฃ9๏ธโฃ5๏ธโฃ7๏ธโฃ4๏ธโฃ7๏ธโฃ6๏ธโฃ6๏ธโฃ
*Based on true life events*
*Read comment and share pliz*
*Chapter 9*๐
*Naration*
Mai Hailey vakatenderera pese kutsvaga Daisy asi havana kumuwana vakatombondobvunza panext door asi vakati havana kumuona zvekare,vaneta nekutenderera vakabva vadzoka kumba vakatanga kuita zvekubika since Daisy aiva asati abika, vakabika vakapedza vachingopopota vapedza vakapakura ndokudya nemwana wavo Daisy havana kumusiira kana chinhu vakabva vaenda kunorara, vaifunga kuti Daisy achadzoka vakazomuka pakati pehusiku asi vakaona asati adzoka vakabva vadzokera kurara pekare. The following day vakamuka makuseni seni vachinotarisa kuroom kwaDaisy ndokuona asimo zvekare vakatanga kupopota vari vega vachiti "Chero ukatiza pano ndipo pauchadzoka zvako ndinoda kupedza newe haungandirovere mwana wangu kudaro kuita sekuti une mwana wawakazvara pano", vaipopota uku vachiiita basa repamba sezvo vaiva vasina sure kuti Daisy anodzoka kumba. Hailey akageza ndokubuda kuenda kuchikoro ivo tete ava vachibva azobudawo vakatora Mari yaiva yashandwa naDaisy the previous day racho yaakasiya patable mudining vachibva vaenda kumusika kwavo. Vakasvika sahwira wavo Fiona atovako kare achibva ati "kunonoka kudai zvaita sei nhasi", Tete vaDaisy ndokuti "Ndamuka ndichiita basa kumba nhasi", Fiona akabva ati "Ko Daisy anga aripi uchiita basa", Mai Hailey vakabva vati "akatiza nezuro ndichida kumurova arova Hailey nanhasi haana kudzoka", Fiona akabva ati "Zvino akaendepi kwaungafungira", Mai Hailey ndokuti "Hameno pamwe kuvarume kwake ikoko kwaakajaira... Paanodzokera ndiri kuda kumudhinda size", Fiona akabva ati "Ko akasadzoka sahwira pamwe kuenda uku kuenda zvachose", Mai Hailey vakabva vati "Hanya nani chero akaenda zvachose agara achitova mutoro kwandiri ndinenge ndakunyatsosara nemwana wangu pasina anotivhiringa." vaviri ava vakaramba vachikurukura zvavo uku Mai Hailey vachironga musika wavo vapedza vakabva vati " Regai ndinotora mafrezits ndiise pamusika pangu ndizvitengesere zvaDaisy kana kuzvitsvaga zvangu ", vakadaro vachitofamba kuenda kwakitsi yatota kwavaisiya mafreezits avo.
*Daisy*
Pakabuda Mr Chimhuka vachida kuona kuti ndiani ainocker vakabva vaona ari Daisy ndokubva vati" Whats wrong kuuya kuno this late? ", Daisy haana kukwanisa kudaira akatanga kuchema aripo padoor ipapo Mr Chimhuka havana kuda kuti apinde mumba vakatya age yake vakanzwikwa kuti mwana uyu arara kumba kwazvo zvaisazovaperera mushe because of her age, vakabva vati" Daisy I'm talking to you, what' happened ",, Daisy akabva ati" Ndatiza kurohwa natete vangu ", Mr Chimhuka vakabva vati" Okay Pinda mumba ", Daisy akabva apinda mumba, Mr Chimhuka kupinza kwavakaita Daisy mumba kwaisava kwetsitsi vaida kungorara naye then makuseni vomuti chienda kumba kwenyu , akapinda Daisy ndokugara pasofa akagara Mr Chimhuka vakabva vati" wanga wadya here ", Iye ndokuti" No ndanga ndisati ", Mr Chimhuka vakabva vanopakura sadza ravainge vasiya nepork ndokumupa , paakangonzwa kunhuwa kwepork akabva anzwa kuda kurutsa ndokusimuka pasofa paaiva akagara achimhanya panze kungorutsa, Mr Chimhuka vakarohwa nehana vakafunga apa vakafunga kuti inogona iri nhumbu yavo inaDaisy ivo vagoita sei naye kana ane nhumbu, he sensed danger. Kudzoka kwakaita Daisy mumba Mr Chimhuka vakabva vati "Ko uri kurutsei asi haudye pork",, Daisy achibva ati "Ndinodya ini asi these days ndikangomzwa kunhuwa kwayo ndinorutsa", Mr Chimhuka vakabva vaona kuti zvavaifungira ndizvo Daisy anenge ava nenhumbu vakabva vati "Asi une nhumbu?", Daisy akabva ati"Ehe ndinayo ",, hana yava Chimhuka yakarova vachifunga kuti ndivo vakapa Daisy nhumbu yaaiva nayo havana kuda kumubvunza kuti ndeyani asi nechemumoyo vakabva vati" Aya ndiwo ma1 musikana uyu haachafanirwe kuramba achiuya pano, ndoita sei,rega ndingoti arare pano zvanhasi chete then tomorrow morning I will see what I can do kuti asadzoka pano zvekare ", munguva yese iyi vaifunga vakanyarara vakazoti kuna Daisy" Manje unodyei zvawatadza kudya pork iyi ", Daisy akabva ati" It's fine handina hangu nzara yakanyanya ", she lied asi nzara aiinzwa Mr Chimhuka vakabva vamuti handei tinorara , akabva asimuka pasofa paiva akagara ndokuenda kubedroom kwaMr Chimhuka asvika ikoko akabva akumbira kugeza since ainge apedzisira kugeza makuseni ezuva iri, Mr Chimhuka showed her kwaiva nebathroom achibva anogeza apedza akabva adzoka kubedroom Kuya , Daisy semunhu ainge ajaira kurara nababa ava ainge asisanyare kana kutya akasvika ndokurara paside pavo ivo vachibva vati dzawira mutswanda zvema kuseni ndinozoona kuti ndodii, havana kuda kupedza nguva vakabva vatanga kukisser Daisy iye achiresponder Mr Chimhuka enjoyed every bit of it coz zvazvisisina kumanikidzana mukati, kana naiye Daisy wacho ainge ava kuzvidawo. Hakuna kurarwa musi uyu Mr Chimhuka vachiiita zvinogara zvakadaro, chisina kuziva Daisy ndechekuti that was her last day pamba pababa ava,vakazorara late vese, the following morning Mr Chimhuka vakamuka vachibva vaenda kunogeza patime yese yavaigeza vainyatsofunga kuti voti kudii kuna Daisy kuti asambofa akadzoka zvekare, vakazobuda mubathroom muya ndokupinda mubedroom vachibva vati "Daisy you can go home now, ndakuda kuenda kubasa and my wife is coming akazokuwana uri pano Hazviperi zvakanaka", Daisy haana kuita nharo or kuramba akabva apfeka tuhembe twake ndokupedza achibva ati "I am going thank you for giving me pekurara", Mr Chimhuka vaiexpector kuti Daisy acharamba coz she is pregnant but to his surprise she didn't refuse to go vakabva vati "Ndichakutsvaga soon", Iye akabva ati "Okay sir", Akabva atotanga kufamba achienda Chimhuka havana kumupa kana cent zvaro iye Daisy semunhu aisaziva zvekukumbira Mari haana kumbotaura nezvayo despite her situation, Mr Chimhuka vainge vakuavoider kuti asazoramba achidzoka pamba pavo since she was pregnant. Vakabva vabuda vese ndokunopinda mumota vaChimhuka vakabva vadriver ndokubuda vakuenda kubasa vangoti fambei vakabva vasiya Daisy paroad vakuenda kubasa kwavo making sure kuti he will never see Daisy again vaisada trouble yekunzi vakamitisa mwana mudiki. Daisy akabva atanga kufamba achikwidza neroad asina kunanga direction yekumashops aifamba hake low low achifunga kuti onangepi aiziva kuti kumba kwatete vake hakudzokereke zvekare aifamba neroad achifunga kuti odii ndipo pakauya pfungwa yekutsvaga mapart time jobs. Akatanga kufamba nelocation achitsvaga mapart time akamunetsa kuwana musi uyu achibva azosvika pamwe pamba pairatidza kuti panenge pasingagare vanhu vakawanda the house was so big zvekuti mumagunje ndiyo yega imba hombe yaakatanga kuona. She knocked pagate asi hapana akadaira akabva adzokorodza zvekare kunocker akabva anzwa mafoot steps emunhu aifamba achiuya kugate after some seconds gate rakabva ravhurwa pachibva pabuda mumwe mukomana ari about 25 years of age , mukomana uya akaramba akatarisa Daisy without saying anything achiita kunge amufananidza akatozodzoka back to his senses pakazonzi naDaisy ", How are you?",, akabva ati "I'm fine and you ", Daisy akabva ati" Ndiri kutsvagawo mapart time Jobs, any basa I can do ", Mukomana uya akabva ati", Ooh I see, actually ini handigare panapa ndinongouya zve here and there but handigare kuno zvekuti basa rauri kuti uri kutsvaga I don't think kuti ndogona kukuwanira zvekuita ", Daisy akabva ati" It's oky I'm going thank you for your time ", Mukomana uya akabva ati" By the way, what's your name? ", Daisy akabva ati" My name is Daisy Mureverwi ", Mukomana uya ndokuti" Waal Daisy what a nice name , I am Despa ", Daisy akabva ati" Nice knowing you, musare boo", The guy Despa noticed the sadness on Daisy's face , akamboda kumusiya achienda but akazoita a second thought achibva ati "Daisy wait", Daisy akabva acheuka Despa achibva ati " I mighty not have part time Jobs but I think this may help you", akadaro Despa achipinza ruoko muhomwe akabva abuditsa wallet yaiva ine Mari, he pulled out a fifty dollar note achibva apa Daisy, Daisy couldn't believe her eyes akabva apfugama pasi achitenda Despa, akabva ati "May God bless you sir, I dont know how to thank you", Despa akabva ati "No need for all this Daisy stand up you don't have kupfugama pasi like that, it's not like I have given you the whole world ", akadaro Despa achibata maoko aDaisy achimusimudza paaiva akapfugama. Daisy akabva asimuka paya ndokumira achibva ati "Thank you once again", Despa haana kutaura he just nodded his head, Daisy akabva atanga kufamba achienda full of happiness she knew kuti with that amount of money she will start something to better her life since ainge akamboita zve business. Akabva atotanga kufamba achienda achifunga kuti oita sei nemari yaakapihwa apa naDespa.
Despa aisava mugari wemumagunje aiita zvekuuya here and there especially madays aaiva achiri kuvakisa imba yake iyi , iye aigara kuharare ndiko kwaiva kubasa kwake , pakaenda Daisy Despa akasara ndokudzokera mugate achibva adzokera kunoita zvaiita palaptop pake achimirira kuzodzokera kuharare kumanheru kweday iri semunhu aiva nemota yake , apedza zvaaiita akabva akabva aisa laptop yake kwakadaro achibva anopinda mumota make ndokugara kudriver's side akararisa seat rake rimwe gumbo rakatsika padash board , akadaro mumind make makabva mauya Daisy akatanga kufunga ari ega achiti "This Daisy girl, ndiri kuita kunge ndine somewhere kwandakambomuona , I don't think kuti it's my first time kumuona, but I don't remember kuti where but I'm sure I have seen her somewhere".
Stay tuned
Masibanda loves you
โค๏ธ
๐
๐
๐ข
๐
๐ฎ
247