JOHN'S NOVELS🏹🏹
January 19, 2025 at 08:16 AM
*€ROT!C OBSESSION* https://whatsapp.com/channel/0029VaOlMmUBlHpi8mtRTN0J Written by *_Tafadzwa_* ~Merciless~ *MT* +263786259038 *chapter 26* *MIKE* "Murume wake arikupi" vakabvunza Doctor takabva tatarisana nagogo "murume? Haana murume musikana uyo" Said gogo "Sorry thought maybe she married,, because of the pregnancy....." "what!!"takaitirana ka1 nagogo." what do you mean doctor"i asked mainini vaigara naSamantha asati akushanda pamba pedu vakabva vasvika vaine mumwe mukadzi wandakaziva aiva Mai vake futi.Gogo ndovainga vafona kutii mwana wavo arwara time dzatainga tabva taye kumba.akabvunza zvaiva zvaitika tikavaudza but tatamirira pemimba kaa doctor vacho vakabvawo vacontinuer vega "we are very sorry,, hatina kukwanisa kubatsira mwana,, infact mazouya late pamuviri panga patobva" he said so Samantha aiva pregnant mubvunzo wandakazvibvunza mumusoro mangu,,, "doctors murikuti kurwara uku abvisa pamuviri" asked mainini vaSamantha "No hatina kuona any poison or substance iri dangerous mu system yake,,,,but mostly pa10 days dzaanga ave nepamuviri pane mukana wekuita miscarriage mostly iri cause but Implantation failure" vakadaro vachibva vangotsanangura a bit more pane zvainga zvanga zvakonzera kubva kwenhumbu yake.Vakabva va advicer kuti kana azoita imwe nhumbu anofana kupota achiona ma doctors so that zvezvichionekwa kuti zvakamira sei. Akazoburitswa tichibva taenda kumba nanamai vacho,, vavasati vambosvika paishanda yaitova first time yavo.Nyaya yakazotanga kunetsa vaida kuziva muridzi wemimba apa Samantha wacho aisatoda zvekutaura "i think Mofana kumupa time ambopore mozomubvunza" said gogo "tirikuzvinzwa gogo but kana achiti awanawo paari kushanda achibhadharwa hatisati tambonzwa any complain yekuti haasi kushanda bho pano kubva hameno atove nemakore obva atanga kumitiswa akasiwa anomucheneta achigara kupi mwana wacho,,,munhu anofana kudzidza kuvhara makumbo"vakadaro Mainini vacho "even akasapindura tichangoda kuziva kwaakaiwana mimba,,, aisaswera pano here uyu gogo" asked Mai vacho "aiswera pano habude Bude,,, chokwadi chaicho p....."Samantha akabva avacutta vasati vapedza kutaura hameno chokwadi chaida kutaurwa nechekutii Ana gogo soo "Ndeye mumwe mukomana wandaidanana naye pandakamuudza ndine mimba akabva airamba handina kuzoziva kwakaenda kunogara" she said ndaiva ndatarisa pasi nguva iyi kungwara kwese kopera une uchingoti dai zvapera, Mai vacho vakanga vavira nehasha "unoona izvezvi wainga wasiiwa,,, Samantha handizive wakazopusa riini" Vakadaro Mai vacho but vakazodzikama haungazopopote kunge uri mumba mako kaaa.Havana kuzogarisa Samantha vakati vaimboenda naye gogo vakabva vatomupawo leave aizodzoka after one month,,, handizive nei vainga vamupa mwedzi wese asipo and Mari yake yemwwedzi iwoyo wainge asipo vakabva vamupa,vachibva vatoenda. "but why mwedzi wese munenge muinani" i asked "ndinenge ndine Muzukuru Wangu,, ndonguva yauri kufanira kuita zvewawakamitisa ava vakaziva ndiwe muridzi wemimba vanomudzosa pano dai vaziva nhasi wauchisara watove baba" she said "but mamuchida kutaura chokwadi wani" "ndanga ndichida kuti chokwadi Samantha akaszikama handitozive mimba akaiwana kupi,,,tinotanga tafunga kuti tikataura izvvi panozodii hatingotaure Mike,,,Iwo Ma results arikubuda riini izvi zvauri kuita hazvisi" she asked "anofana kubuda after two weeks from now gogo and Naomi anouya apedza kunyora" "anenge azvara zvee,, kuzoona vonyora" "handizive zvavanenge varonga but sekuru vakati, kana vakabvuma anombosara achipedzisa azouya ini ndichigadzirawo kuside kwangu cause apa vavvachingoda tinongogadzira hukama ndiaatize kana ndasangana navo muroad umu" "panoda hama yekwababa vako utaure nabmnn vaye vekuChiredzi vanonzwisisa" said Gogo ndakabva ndatoita sekudaro,,, After one week vakabva vauya vaine vamwe tete vangu sekuru vainga vauya nyaya dzekuemda kwannaa Naomi dzikafambirwa tikaendako.Kwakatomboitwa dare ini ndaisava on semukwasha ndaisagadzwa dare ndandakamirirwa bamnn ka sababa vachitaura kukanganisa kwemwana. Vakazobuda pave paya, ini ndaiva kumota panze,Kwakazonzi taizodzoka rimwe zuva vambowirirana kumba kwavo zuva racho ndoraifana kubvizwawo Ana vhura muromo nekupinda mumusha,, Rusambo ndaizobvisa ndave kushanda since basa raivapo chachamirirwa ma certificates chete "Vapfanha nyaya dzenyu dzekutanga mammitisana nevana vevanhu siyai izvezvi mudhara vacho vari kuchin'a zvakaipa dai waikwanisa pinda wazvionera" said bmnn "handizvo zvataironnga kule pakatobhaizika" "kubvisa hembe waiti uri kurongei,,, mupfanha kaa hemdeei hedu todzoka hunge vakasira kuunza respond ini Ndoda kudzokera kumusha mbeu dzangu ndowana dzanyura musora uko" vakadaro sekuru vachitomutsa mota,,,ndakaona Naomi akadongorera nepa window,, she smiled achindi waver ruoko,,, ndakanzwa kamwe kakumhanya keropa Bamnn vavakanditarisa vakabva vati "nepari shinyazi kudai,, ndozvamuri kuita dai usina ka kumudzinga pasina zvese izvi, muchinyemwererwa kumba uko" vakadaro vachiseka "kungoti chero vakaada kuita nharo kwekupedzisira mimba inozongovadzosa kumashure" said Sekuru "asi handimushoore mufanha uyu, maidawo kuti aitesei, ndongirozi dzepasi dzacho ka dziya"said Bamnn Vakatanga havo kuseka vachiita nyaya nasekuru kusvika tasvika kumba ini ndaitaura hangu nemudiwa wangu paphone airo complaina kuti aida kundiona.Ndakazomuti aizouya mangwana acho ndave kubva kubasa, ndakazomuona ndakubvaa kumanheru. Achingondiona akandimhanyira akasvika kundijambira she had missed like kubva zvainga aita kukwekwe tatisina kuzombowirirana ka so pakanga pane nguva.We kissed ndakamutakura kudaro kwekanguva kwakuzosiyana ndichibva ndamuburutsa ndikambundirwa zviri tight ndakambomusiya akadaro hana dzenyu dzichiroverana,,, ndakazonzwa later kuti she was crying izvi ndozvandaisada zvekudzoserwa kumashure "babe chii futi" i asked ndichimusimudza musoro "ndakakutadzira but still,,,, uchiri kungondida I'm sorry Mike handizive mweya wainge wandipinda" she said ndakabva ndamupukuta misodzi "zvakapera babe handichade kunzwa nezvenyaya iyi futi,,, promise you cry nekuda kwenyaya iyoyo again" "i won't..." "promise" "i promise handichazvifunge ndokuda Mike, ndiwe munhu one wandaka choosa,,, ndokuda hang,,,I rather die pane kukusiya and I mean it" she said takabva taambundirana,,, tikatanga kubatana,,, Takaazosiyana ndaona tatochiwa. Ndakatombovhunduka but ndakazoona aiva Shantel akaafamba kusvika pataivari "why ukuti tocha unopenga here" i asked "Mike uri muroyi nxaa" she said achibva atofambisa kuenda,, ma intentions ake ndaimaziva aida ndisiyane naNaomi otora advantage that's why ainga akandiudza zvenhumbu. "Handide kuzonzwa futi kuti wakutamba naShantel" ndakadaro tichitanga kufamba takavatana maoko,, "as you wish daddy, ndaakakkutsamwira why usati wabvunza kuti how is your baby" she said afutisa twumatamba ndakabva ndamudhonzera pandiri ndikamubata dumbu "Sorry ndachida kutoita,, arisei baby wedu" ndakadaro,,, and she smiled achibatawo pamusoro peruoko rwangu rwarwakabata bumbu rake "he's not oky,, Im sure he wants he's daddy" she said,, ndakaanzwisissa zvaaireva ndichibva ndaseka "don't worry as soon as vanaa mudhara vakabvuma chero vakati Unozouya wanyora hazvina basa kumba une wakusvika ndichimupa zvinhu zvake" ndakadaro "but vakaramba ndotizira futi" she said I chuckled ndichibva ndati "hahaha havamborambe I'm sure,,, hant hande pa tickshop yamai Phiri apo ndokutsvakira something now its late haufane kusvika this time uri panze unozoita sewakujairira" ndakadaro tichibva tasvika pa tuckshop paya ndakamutengera twuma nice. Sis vake vakabva vatanga kufona she picked up vaibvunza kwaai ari achibva avaudza ainga aneni and anga akutodzoka havana kuzopopota. Ndakanomusiya pagate pavo ndichibva ndambomubata mbichana zvese nekumuisa chigumwe kucake,,, ndikamusiya ari high aiva akusada kuenda but papasina zvekuita..... *Drop your comment* Stay blessed guyz
❤️ 😂 👍 🙏 😢 😮 🎂 🏃 👏 😌 458

Comments