JOHN'S NOVELS🏹🏹
January 27, 2025 at 07:04 AM
*€ROT!C OBSESSION* https://whatsapp.com/channel/0029VaOlMmUBlHpi8mtRTN0J Written by *_Tafadzwa_* ~Merciless~ *MT* +263786259038 *chapter 29* *MIKE* It wasn't my first time kurara naNaomi but zuva iri ndakanakirwa hangu.Ndakapinda denga rechinomwe aida kundiuraya hake nekunakirwa mwana wevaridzi.The following day takaenda kumba kwana bamnn vangu hama dzese dzaiivavo ikoko dzakafara.Ndakazonzwa pakutaurwa nyaya yababa vangu,,, madzikoma vana baba vangu vachinetsana nenyaya yekuti ndine zvinhu zvandaifana kupihwa pazvinhu zvababa vangu.Ndainga ndabuda panze Ndaingonzwa bamnn vavatatabva navo Harare variwo vaiva pamusoro kuti ipai mwana zvakakodzera aroora and akura akukodzera. Ndakabva ndapinda kumba muya,,, vana Naomi vainga vasara panze mamungori nevaiberekwa nababa vangu,,,Ndakasvika kunogara paside nabamnn makabva maita runyararo bamnn nndovakazotanga kuti "wagona wauya, une zvakawanda zvwakavanzirwa zvaunofana kuti uzive ndainga ndakamirira zuva rinori panooungana vanhu vese kuti chokwadi chitaurwe,,,,zvakatoshata zvatakaita Sanaa baba kukusiya uchutambura uchigara kwakaberekwa amai vako, Ivo vaiva nezvavakanga vainazvo zvinokwanisa kukuraramisa"said bamnn Jefu ndakaramba ndakanyarara ndichizama kubatanidza zvavaitaura and ini ndaitova nemibvunzo yakawandisa navo "Jefiasi dai wasiyana nenyaya idzi" said bamukuru Pauro "ayehwa,,,mwana uyu ndewemukoma wedu tese,Godie akanga asina munhu waivenga,,, advantage yamoda kutora pamwana uyu yanyanyisa,,,,makamuramwa pakafa baba vake namai,,, nhasi aroora haasi kuenda kubasa anomucheneta nei mukadzi,,,," said bamnn Jefu "izvozvo zvingava nendava yei nesu" Said bamukuru "Pauro usadaro iwe,, iwe ukafa ungafara kuona vana vako vachishungurudzika zvakadai here,,,tendeuka mukoma wangu nguva ichiripo,,, ndaiva mudiki kwazvo pakafata mukoma Godie handina kukuitisai nharo asi nhasi zvinhu zvofanira kuti zvigadziriswe ipai mwana pfuma yake iyoyo shoma yacho inebasa rei,, zvishandirei,,, mota yakasara makatora mukatengesa hatina kutaura asi imba nefarm,,, mombe dzakee mupei"said bamnn Jefu vamwe vese vakabva vanyarara "ndochokwadi ini ndomira Nabhudhi Jafiasi" said tete Mai Rongina ava ndovaiteverwa nabmnn Jefu,,,.Bamukuru Pauro ndovaiva vahombe kotevera nammukuru Daniel kuchizouya mudhara vangu then tete,, and bamnn, "zvinhu zvakasotsakatika kudhara izvo" said bamukuru Daniel "imba yamakaisa maroja mupei,,,mombe dzake dziri kumusha uko mupei danga rese riya nderake and ndozviziva" "imba ngatore,, asi mombe hakuna anoziva dzofudzwa sei anorima here anoda farm" said bamukuru Pauro "hudyire ndohwakaita, murambe mwana uyu and marambiro amuri kuita nezvinhu Hatichaazive kuti ivo mukoma Godie accident yavo yakambokonzerwa nei muchatipa kufunga zvakawanda,, nguva yareba zvakanyararwa" said tete "ndizvo zvamatiunganidzira pano ka aiwa hapana chakaipa imba iriko, Harare mombe anouya ndomuratidza kana adziona obvisa Pamba pangu otsvaka pekudziisa asi ndichada dzangu dzekubhadharwa kufudza"said bamukuru Daniel " Wakuitasei futi Daniel "ava ndi bamukuru Pauro vakadaro " hapazvina kuipa,, anobvisa,,tichatoenda tese zvinhu ngazvigadziriswe"said bmnn,, vana bamukuru vakabva vatobuda vakatora vakadzi vavo vakarova pasi,,, ndakasara ndobvunza zvakanga zvakamboitika ndopandakanzi.Takaita accident tichenda kufarm ikoko kwairimwa and kwaiva nemombe dzakawanda dzimwe dzakatopera vachidya vana bamukuru kwaiva kwasara shoma dzaisvika kuma 15.Handizive gogo vavasina kundiudza. "ko patakanoroira hamuna kumbotaura nezvazvo dai takashandisa ka idzodzo" i asked "ndaiva ndakamirira zuva ranhasi, ndosaka ndakati tiuye kuno, zvinhu zvako zvoda utore ne kukasira mombe unonoisa kufarm wopedzisa zvaitwa nababa vako unoisa mushandi ikoko iwewe uchiita hako mabasa ako mutowendi,, zvimwe handina zvandainga kuudza wazvinzwira wega.Ndoziva Kukura kwako wawakaudzwa kuti hatina basa newe handizvirambe but inini personally ndaisava ne choice baba vako vakashaya ndichiri mukomana handikwanisa kupikisa will raivapo asi rakatsakatika asi zvinhu zvese zvaiva zvako"he said tete vakatsinhidzirawo "ichokwadi hapana zvavaikwanisa kuita and ini ndiri mukadzi handikwanise kumira navo vanhu ava,," vakadaro tete, Vana Naomi vakazopedza zvavaita nevamwe vezera rake vaivapo vana vanatete nemumwe wabmnn, vachibvaa vauya tikachinja nyaya. After one week takadzokera kumba kwagogo ndopatakasvika, pachipinda call yaambuya vachitaura zvekuti sis vaNaomi vavabatsirwa mwana mukomana.Ndakaudza Naomi akafara.Takazoita hedu zvekuona gogo takanga tauya natete,, Gogo vaifara naNaomi havo and love yangu kwaari yakabva yawedzera.Lucy akauyawo pamba kuzoti congratulator ndakafarira ka maturity kake kana Naomi akatoshamisika.Pandakazomuudza kuti mamwe ma advice ndandaakutopihwa naye akabva atanga kutomufarira,,, I saw them exchanging tags handina kuita basa nazvo hangu, Shantel ndowandaisada kuzonzwa kuti vatamba vese chero pakaita miracle. Sunday takanoziya Naomi kumba kwavo nekuona mwana ainga azvarwa,semukwasha kaa pane pasisagarike takaoneka kumanheru nheeru after chikafu haungazorambe.Zvisineiwo ndopandakaona post online yaitaura kuti ma results aibuda the next day ndopaaiswa ma portal yeZIMSEC hana yangu yakamborova paisada kufoira ndopandaitemba kuti ndaizowanawo one two zvekuita ndizokwanisa Kuchengeta mukadzi nemwana. Next day, ndakatuma Naomi kuti asearche ma results inini ndaitotya hangu.Pasina nguva ndakaona massage yayakanzi "" lemm send screenshot racho bah don't worry mogona kungoshandisa eOlevel anoita"" Ndakaiiverenga kasingaperi trying to think kuti aimbozama kuti ndafoira here. Ndakabva ndamufonera and she started congratulating me....nxaa apa nemarovero aita hana yangu kaa.Azosenda screenshot ndandine 14 points.Ndakafara ndakaita kuita noise vana gogo vakabvunzawo ndikavaudza everyone was happy tete vavachiripo vavaati vadzokera. Ndakazopa sekuru vangu ma results since vavatodzokera kubasa vakabva vatoti nditumire mamwe ma papers angu..Certificate raizouya takuita zvimwe handina kunonoka ndakasenda zvese.Tete vakazodzokera kumba kwavo ndakasiya ndanzi ndaizofonerwa taizoenda kunoona mombe nezvimwe,, zvakabva zvandifungidza kubvunza gogo why vavasina kumbondiudza nezvazvo "waida ndikuudze ndichiti chiii,,,,chandaida uzozvishandira vaone kuti haunei nezvavakatora butt anyways zvanaka vagona vagadzirisa,,,dai vasina kukuitira hudyire usina kusauka sauka kudai" she said "ndakasauka here gogo" i asked ndichiseka "ndakatadza kukusvitsa pama standards awaifama kusvitswa nemaari dzababa vako...." "shiiiii,,, sagogo you did your best,,,, and ndotenda mwari because maybe he wanted this to happen,, ndakadzidzawo the other side of life.Handina day randakarara nenzara or randakafeela kunge ndisina Mai.Makashanda ma sides ese gogo makandiratidza fathers side also mother's...amd handimbokukanganwai"i said nekurevesa vakabva vandimbundira.Gogo ndaida kuzovatenda hangu, mbuya iyi ndoyandaisazokanganwa Days passed,,, Lucy ndakanzwa aiva akapasawo,An Shantel ndovakanga vachiri kuchikoro nanaNaomi and nyaya dzake ndaidzinzwa dzekushungurudza Naomi zvakaita nditowedzera kumuita rough everytime yandomuona achida kutaura neni. Ndakazofonerwa nabmnn Jefu kuti ndiuye kumba kwavo nezuva raitevera.Handina kunonoka ndakakwira bhazi rungwanani ndakasvikawo masikati kwakuswera nekurara next day ndoratakaenda kufarm ramudhara ndakaratidzwa rese hamuna kana chaitwamo rakanga rakutotsakatika madzikoma avo aripo.Vanabamukuru ndovainzi vavakambozama kurima asi hapana chavaiburitsa dzamara vakazongorisiya. Takazoenda kumba kwa Bamukuru,,, kwatakazvikawo bamukuru Pauro varikowo.Vakamboda kutaura mandanda kwekupedzisira kwacho ndakazongoratidza danga rangu apa vaitaura zvavanoda.Pavakazotaura zvekuda kubhadharwa ndakabva ndaramba not because ndaisada but mashoko avo avaitaura pamusoro pamudhara ndoandakazovanyimira. Ndakatozopa bamukuru Jefu but ndakangovapa muchinyararire.Takazoronga zvekuti mombe dziinde kufarm hazvina kunetsa kuti tiwane mufudzi wadzo.Pa one year aiwana one mombe, chikafu nezvimwe ndaizomupa so ndakatengesa imwe one yandaizowana Mari yekumupa ndichihadzirawo kahupenyu kangu. Takazodzokera kumba, chainga chasara kuzonoona imba yacho yaiva kuharare and zvese izvi ndaiva ndisina kuudza Naomi ndaida kuzongomuita ka surprise........ *Drop your comment* *Stay tuned*
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 🎉 💓 📚 🥰 340

Comments